TANYAE NOVELS
January 25, 2025 at 03:12 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLyIpj6WaKwHjQ9g71Z THE MARRIED HEART Written By Tanyae +2637832959⁴⁶ +2637123166⁶⁷ Chapter 50 Olivia *FYI* kuSub kuri kupisa 🔥🔥 "Saka wanga watsamwa?" He asked and I smiled ndikati,"Ehe mambozviitirei?" "Sorry kwacho," he said ndikati,"Kwacho wei?" "Sorry Livvie," he said ndikati,"Hebo." "Saka uri kubikei?" Ndakabvunzwa ndikati,"Something chisinganonoke kuibva. You eat spaghetti handiti?" "Yes," he said looking around ndikati,"Okay." Ndakafamba kwave kuisa poto yemvura pa stove. I had bought a big couch ndopavakanogara ndikanzi,"Chakanaka ichi." "Musasvibise chete," ndakadaro ndave kugarawo. He looked at me zvikanzi,"Asi wakundinyara mazuvano?" "Aaa inini manje?" Ndakabvunza ndavatarisa zvikanzi,"Iwewe." "Aaa," ndakadaro kwave kunzvengesa maziso. He chuckled softly ndikanzi,"Look at me Olivia." Ndakatambura but I did. Zvakaramba ndikapedzesera ndatiza ndave kunotarisa mvura yandanga ndisina kana time ndaisa. Ndakabata bata ndichinzwa hana kurova ndave kuzvituka nechemumoyo. Ndakazodzokera paye ndave kufunga kuti nditaure something nekuti kuramba ndakanyarara ndokwanga kwakuita kuti zvive awkward. He spoke first instead vakati,"Hauna ma playing cards?" "Handina ini," ndakadaro zvikanzi,"Maybe togona kusanotamba chess yemuphone wakamirira mvura." "Handiigone ini," ndakadaro ndichirevesa ndikanzi,"Haaa shamwari saka toitei manje?" I thought hard ndikati,"Maybe truth or dare " He smiled mbijana zvikanzi,"Ukuda kunditambisa game yevana iyoyo?" "Zvine basa here?" Ndakabvunza zvikanzi,"Fine." Vakagadzika phone pasi kwave kugara vakatarisa kwandiri zvikanzi,"Truth or dare?" "Truth," i said zvikanzi,"What's the craziest thing you've ever done when you were young!" Ndakazama kufunga kwave kuzotanga ndaseka ndikati,"Don't laugh okay?" "I promise," he said with a serious face ndikati,"Okay so pandanga ndiri mudiki taigara kumusha with my parents. So taishandisa toilet yepa next nekuti pedu pamba panga pasina. So zvakazoitika ndezvekuti ndaida kuenda ku toilet but unfortunately toilet yacho ndoyaive bathroom so manga mune munhu aigeza of which ndanga ndapreswa. I tried waiting but I couldn't hold it ndikaitira poop mubhurugwa. So ndaiziva kuti Mama vangu vairova kwete mbijana kwave kubva ndabvisa pant racho ndikarirasa mumunda wepa next door kwave kunopfeka rimwe." "You did what?" He asked and burst out laughing. "But you promised," ndakadaro vakaramba vachiseka zvikanzi,"I know but damn! Wakadii kungowacha?" "Handina kuzvifunga ini ndaitya kubatwa." Vakaramba vachiseka zvikanzi,"Inga waive kabenzi. Right it's your turn. "Truth or dare?" Ndakadaro zvikanzi,"Truth." "What's one thing you're proud of accomplishing?" He smiled zvikanzi,"Well, being able to take care of the woman that raised me to be the man that I am today and that is my mother. I've never been more prouder." "That's nice," ndakadaro zvikanzi,"Truth or dare?" "Dare," i said zvikanzi,"I dare you to dance." "What? Ooh my God I hate you." He laughed zvikanzi,"Your choice." "Come on I can't even dance," ndakadaro zvikanzi,"I'm waiting still " Ndakasimuka kwave kutamba mbijana vakaseka zvikanzi,"Trust me I'm much better than you." "Truth or dare?" Ndakadaro zvikanzi,"Dare." "I dare you kuti mufonere Winston momuti all these years you've been hiding kuti you're gay and you have feelings for him. Make him believe you don't laugh." "What the fuck Olivia I can't do that?" "I danced didn't I?" Ndakabvunza zvikanzi," You know what? You're the worst thing that ever happened to me and I hate you." I giggled ndikati,"That makes the two of us. Do the phone call." He laughed first kwave kuzofona ndikaisa pa speaker. "Mudhara madii," Winston akadaira achidaro ndikabata muromo. "Haaa bho wadii. I've something chandakabvira kare ndichida kukuudza. It's just that I didn't know how you would take it plus I didn't want to ruin our friendship but now that Mai Kunashe is gone ndave kuda kutaura chokwadi." "What is it it sounds serious," he asked akanzi,"I'm gay " Akaseka Winston zvikanzi,"Asi wakadhakwa?" "I'm serious Winston. Handina kunwa," he said zvikanzi,"Kwana handiti?" "The reason why I'm being open to you is because I have feelings for you." "What the f*ck is wrong with you are you out of your mind?" He asked ndikasimuka ndakunosekera kure kuti ndisanzwikwe. "I'm sorry it's just that ndizvo zviripo." "I'm not going to have this conversation," akadaro hanging up ndopandakazonyatsoseka zvikanzi,"The things you make me do Livvie ka uchandiurayisa. Truth or dare?" "Truth," i said zvikanzi,"Okay what's something that you're looking forward to in the next year?" "Growing and expanding my business. I want to open a shop mutown." "That's good," he said ndikati,"Truth or dare?" "Truth," he said ndikati,"What's something you're secretly good at?" He smiled, maintained eye contact zvikanzi,"Well it's a secret and I prefer showing you what I'm good at if you want of course." "Ndoda kutanga ndaziva ka nhaimi kuti chii ko mukandiba," ndakadaro and he smiled zvikanzi,"It's a secret Livvie." "I will pass," ndakadaro zvikanzi,"Truth or dare?" "Truth." "Do you have feelings for me?" He asked ndikashama muromo. Ndakaramba ndakavatarisa kwave kugadzirisa pahuro ndikati,"What kind of a question is that?" "We're playing a game and you should tell the truth." I didn't even expect that and it was a simple question asi ndakakakama kutotadza kuudaira. "I can't answer that since you didn't tell me what you're secretly good at." "I wanted to show you ukaramba," he said ndikati,"I asked you to tell not to show," I argued. He moved closer, looked straight into my eyes zvikanzi,"Truth or dare?" "It's supposed to be my turn but truth then." Ndakabatwa ruoko ndikanzi,"Do you want me to show you what I'm secretly good at Livvie?" I could feel my chest rising on it's own. His eyes scanned my face. I watched him looking down pamuromo wangu then back mumaziso. It's like he was trying to tell me what I was signing up for. Chero hazvo ndanga ndafungira I still whispered a,"Yes," uku hana ichiwedzera kurova nechemumoyo ndichizvibvunza kuti Olivia uri kuitei. His hand held my waist nyama nemweya zvikavhunduka. Ndakafemereka pasina zvaitika trying to figure out what was going on fast. "OMG," ndakadaro nechemumoyo feeling my feelings rising. His forehead came into contact with mine ndikaona kuti ndiyo yaiva truth or dare gone wrong chaiyo For today and tomorrow 26/01/2025 this book is going for a $1. Hurry promotion ichiripo kune vakanzvengwa ne Promo 🔥🔥 End of chapter
❤️ 😂 🙏 😮 👍 😢 36

Comments