TANYAE NOVELS
January 29, 2025 at 05:59 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLyIpj6WaKwHjQ9g71Z
HIRED HUSBAND
Written By Tanyae
+2637832959⁴⁶
+2637123166⁶⁷
Chapter 6
Namatai
Ndainzwa maoko angu kudikitira and I was shaking. Bella held my hands akati,"What's wrong again?"
"I'm nervous," ndakadaro akati,"You need to relax love."
"Okay," i said ndichigutsurira musoro akati,"Take a lift handiti. This is the man who's going to help us not the minister. Ndingadai ndaenda newe manje ndirikufanira kubata eight but I'm already late apa ndine meeting. "
"It's okay enda I got this," ndakadaro zvikanzi,"Good. I trust my husband there's no way yaangatipa munhu waasingatembe."
"Are you guys fine now?" Ndakabvunza akatura mafemo zvikanzi,"That's a story for another day. I have to leave now."
"Okay go," ndakadaro kwave kubva aburuka. Akanopinda mumota maiva na Bamukuru and they waved me vave kuenda. Ndakasara ndichitura mafemo whispered to myself ndikati,"I got this."
Of course tainge tambotaura naye munhu wacho but meeting him in person was another story especially ndiri ndega apa at a different location isiri yatainge tamboenda pakutanga.. Ndainge ndisisatogone kuva social and kupindirana nevanhu kwanga kwave kutondinetsa. Ndaigara ndiri jumpy and shaky always looking over my shoulder. Pandakatoburuka ndakatanga ndatarisa kana paisave nemunhu ndikaongoona umwe murume who wasn't suspicious, parked his car next to mine. Patakasanganidza maziso he smiled and waved kwave kukiya mota ndikafamba ndichipinda mukati ndisina zvandataura. Ndakatozosvika pakudhumira pamunhu nekuda kwekucheuka cheuka kwandaiita. Ndakati ndasvika pa floor yacho ndatotarisana neroom yandaifanira kupinda ndakaona murume aive pa phone akanditarisa achiratidza kuti ane munhu waaitaura naye. He was the same guy wandanga ndaona ndichitori panze. I panicked zvekuti ndakamhanya kwave kusvika ndichingovhura door ndisina kana ku knocka kwa kwave kurivhara.
"I'm sorry I...I...I think...I."
Ndanga ndave kufemereka ndave kutadza kutaura. Ndakabata chest ndichizama kufema zvakanaka ndikanzwa oti,"I will call you paita emergency."
He looked at me zvikanzi,"Calm down what's going on?"
"I think...I think."
"Hey," he said looking me straight in the eye kwave kunditi ndigare pasi.
"I think someone followed me here," ndakadaro ndati dzikamei.
"Why?"
"He...he...," ndakakama ndichinongedzera kudoor. He walked to the door kwave kubuda, came back after a few seconds akatanga ku puncher ma numbers pa wired telephone yaiva pa table. I waited with my heart pounding payakangodairwa zvikanzi,"Code 2."
There was another room mukati door rakangovhurwa from the inside pakabuda umwe mukomana airakidza kuti ndewechidiki zvikanzi,"What's going on?"
"Someone made us," he said zvikanzi,"What? Who?"
"Brand."
I frowned ndikati,"What you know him?"
He looked at me briefly zvikanzi,"You must be The Wife."
"And you're obviously the hired husband. Do you care to tell me what's going on?"
"Maybe you should."
"Ndiri kufanira kutaura kutii?"
He ignored me kwave kutaura kune umwe wake zvikanzi,"We've been compromised. Clear the building. Now! And you, you're coming with me. Right now!"
I had to run behind him achinovhura door ranga rapinda neumwe wake. There was another door which was followed by many doors kusvika tazongobuda panze tikanodzika nema steps aienda pasi ari kunze kwe building not mukati. Ndakatadza kunzwisisa kuti ndini ndainge ndateerwa here kana kuti ndivo vaiva nemunhu anga avateera. Takanopinda in a Black SUV kwave kubva mota yatomutswa. He adjusted the mirrors probably checking if someone was following us. Akavhura mu glove compartment kwave kubuditsa phone ave kunyora number. Yakatanga kurira payakadairwa zvikanzi,"Waita sei?"
He went quiet zvikanzi,"Okay. Meet me there."
"What's going on?" Ndakabvunza again ndaona kuti he was not saying anything. Akatotanga futi kufona payakadairwa akati,"Brand came."
Zvaitaurwa nemunhu aiva on the other line handina kuzvinzwa ndakangonzwa iye oti,"I really don't understand kuti chii chiri kuitika. Maybe it's connected just find out what Brand has been up to. Who is he working for right now. I had last seen him gore randakasiya so he probably left too."
He went quiet zvikanzi,"That's easy. I will see what I can do about that. Update me kana ukawana something."
When he hung up ndakamutarisa ndikati,"Who are you? Munoita nezvei what the hell is going on. Who's Brand and who are you again?"
"Landon. I'm sure you were told."
Ndakaramba ndakamutarisa zvekuti are you being serious right now. Akaraver mota zvekuti ndakapotsa ndarovera ndikati,"OMG you're going to get us killed what are you doing?"
"Seatbelt," he said kwave kubva ndaisa. Ndainge ndanzwa nekubvunza mibvunzo yaisapiwa answer ndikati futi,"Landon who? I should know what I'm getting myself into nekuti makutoitawo kunge tsotsi."
"What do you need my surname for...? What's your name again? Tris?"
I frowned ndikati,"Zita iroro mariziva sei?"
Tris was my second name which I rarely used.
"Background checks. We're always careful."
I sighed kwave kubva asveerera mu glove compartment again akabudisa ma papers aiva stapled. Panga pane two parts aine two pages each
"I made those separate. Imwe yacho it's a marriage contract then imwe it's a protection contract sort of a protection plan. I ammended the first one ndikamaisa pari separate. Go through them then we will reach an agreement."
"But...," ndakada kutaura kwave kunyarara. Ndakatura mafemo ndikati,"I'm supposed to trust you but handisi kunzwisisa zviri kuitika. Brand ndiani?"
"Someone from the past. Someone I trained with back then so it's either he's working for the minister and he was following you kana kuti he's after me because we have history. Sort of a personal thing."
"Train what? Persona....," ndakada kutaura but he interrupted akati,"That I can't discuss with you."
"So?"
"So if you don't trust you we're done. Tell me where I should drop you off."
Ndikambonyarara ndave kufunga ndokuzoti,"Ko naBamukuru Eric mozivirana pakudii?"
"He's a friend," he said kwave kumucherechedza. I frowned kwave kuzoti,"You kinda look alike."
"Do we?" Ndakabvunzwa ndikati,"Ndoona sekudaro."
"I see," he said checking the mirrors.
"Saka what exactly do you do?"
He looked at me kwave kukwenya musoro zvikanzi,"Everything."
"Pane kwatiri kuenda here?" Ndakabvunza zvikanzi,"I can't discuss my business with you. If you're not comfortable with that then we're done. I think it's stated in that piece of paper."
"Ndirikungoda reassurance. I've been through a lot. Takambozama umwe but it turned out bad."
"I know the risks but you have my word."
"Okay. It's fine," ndakadaro zvikanzi,"Okay."
Kana kuti ndinzwisise kuti tanga tafamba sei handina asi ndakazongoona mota ichiparker pamberi perimwe zi building zihombe kwave kuburuka. Ndakanzi nditevere kwave kutevera. Takanopinda mukati tikashandisa lift kukwira kumusoro. Pandakazopinda maainge apinda ndakaita confusion looking at two identical people zvekuti dai pasina kuti ainge achakabata laptop yaanga aburuka nayo ndaitadza kunzwisisa kuti saka wandauya naye wacho ndeupi nekuti vanga vakafanana zvese including hembe dzavanga vakapfeka. Umwe wacho ainge akamira pa window achitaura paphone akatambidza wandanga ndauya naye phone ndikanzwa oti,"Kana urikuti haana someone wekuti anomubatsira zviri kureva kuti you're going to need more than three months. Ma triplets isn't a child's play so it means umwe wako has to stay longer than expected under pretence nekuti urikuti unogona ku extender. Ini hangu iyi plan yenyu handione ichibudirira dai wakagara wandiudza ndaisabvuma kubva pakutanga. Mwana wevanhu ndiye wamaisa pa position isingaite dai wakava honest kubva pakutanga iwewe of course airwadziwa but dai zvitori nani.
Akanyarara kwave kufamba achienda zvikanzi,"Eventually truth will come out and let's hope she will understand you. Chimwe chinhu I know kuti unema expenses but sort out your mess wega ugodzosera mari. I'm not getting involved more on this do you understand?"
Akamboti zii ndikapedzesera ndonzwa achiti,"Garai mataura zviripo pachiri padhuze because it's going to be more complicated than this. She has to know brother."
Akazodzoka after a few minutes ndichakangomira. Ndanga ndisina kana kutaura anything ndichizama kunzwisisa what was going on.
"Why does he look like you?" Ndakazobvunza.
"We're twins and this the real Landon and I'm Lincoln," akadaro which made me frown. Ndakaramba ndichichinjanisa trying to spot musiyano pakati pavo ndikaushaiwa zvikanzi,"And I'm the one who will be working for you."
"She's shaking," umwe wacho said kwave kubva azama kuda kundibata ndikati,"Please don't."
End of chapter
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
🔥
😱
😳
🤣
219