TANYAE NOVELS
January 30, 2025 at 10:30 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLyIpj6WaKwHjQ9g71Z
HIRED HUSBAND
Written By Tanyae
+2637832959⁴⁶
+2637123166⁶⁷
Chapter 7
Namatai
Akafamba two steps backwards kwave kubva ndaviga maoko angu pamakumbo. Vakaramba vakanyarara ndikanzwa ma footsteps emunhu. Ndakacheuka ndikaona mukomana ainge asara achinzi aclear zvinhu kwatainge tabva achipinda. Ainge aine zibag raakasvika achipfuurira naro kuenda kuneimwe room akateerwa nemutwin watainge tasvika aripo. The other one akafamba kwave kutanga kudongorera nepa window after a while ndokubva azoti,"So tell me about Mandava. How you met nezvakazoitika kuti usvike at this stage."
"Sisi vangu vakatsanangura," ndakadaro ndichitozama kusada kutaura nezvayo nyaya yacho zvikanzi,"So i heard. I was briefed naLandon."
"So watakataura naye ne video isn't you?"
"Yes handisirini so ndine zvandiri kuzama kuda kunzwisisa."
"Ndokumbirawo kunzwisisawo kuti saka anofanira kunge achiita izvi ndeupi because ndabe confused."
"We're one person. What he does i can. He can attend an event on my behalf."
"Bamukuru vakati Landon," ndakadaro zvikanzi,"You can choose but still we can swap places and you will never notice kuti who is who and it won't affect our performance. We usually don't reveal that tiri vanhu two we use one name. In this case pane zvazongoitika otherwise you were never going to know. Anyway if I'm the one who will be working for you i need every detail kuitira kuti ndikwanise ku buider a case against him. I need kuita gather evidence so Tris are you going to tell me or not?"
"Ndakasangana navo ndiri ku university. Ku Bulawayo vaiita zvekuuya because he was based munomu vachiri minister of home affairs."
"Pane munhu akakuitai link up here kana kuti?"
"No ndakamirirwa ndichitoenda kumba ndaisave muRES nguva yacho. He offered me a lift which i denied pekutanga. Second day when he spotted me vanga vave kutoziva zita rangu he must have stalked me. So ndakapedzesera ndabvuma and he dropped me off after asking for my number. Pekutanga vaingofona asking how i was kusvika vazo offer kuti tiende for drinks ndopavakandiudza kuti he liked me tikazotanga kudanana."
"Makazorambana nekuda kwei?" He asked ndikati,"He was married."
"He's a public figure there's no way you wouldn't have known."
"Vakati they were in the middle of a divorce."
"Were you expecting marriage kana kuti zvaiva zvemafaro?"
"It was just for fun but i didn't want to have fun with a married man anymore."
"After marambana chii chakaitika?" He asked ndikati,"Ndakazama kuita move on but i had no idea kuti ndanga ndatone nhumbu kare. Handitozive kuti vakaziva sei ndopavakatanga kuti taifanira kudzokerana ndosiyana nemukomana wandaidanana naye. The guy didn't want to date me ndiine nhumbu yeumwe munhu so he terminated the baby tikazorambana nekuti ndakapotsa ndafa. Ndopavakazoita worse vakuti ndaifanira kuvazvarira mwana nekuti ndainge ndabvisa nhumbu. I was renting a flat so he would come vorara neni zvechisimba several times. Dzimwe nguva ndikazama kuvarwisa ndopavaizondirova and tie me to the bed. I would...I would..."
"It's okay," he said aona ndava kutadza kutaura. Ndakapukuta misodzi zvikanzi,"Saka ex wako arikupi?"
"Ex?" Ndakadaro zvikanzi,"Yes. Your ex boyfriend."
"Well he just dropped out of school and handina kuzombonzwa nezvake ini."
"Do you think mupenyu," Ndakabvunzwa which made me frown. Ndichiri kufunga he asked akati,"When exactly did he drop out? Kuti ingave nyaya yekuti akashaya mari yekupedzesa ?"
"I don't think so because he was someone aitova ne business. Aiva nemashop aitotengesa ma electrical gadgets. Two muBulawayo then imwe kuGweru kwaishanda brother yake."
"So he just disappeared? When?" Ndakabvunzwa ndikati,"He just vanished. In May last year but date handisi sure i think pakati pemwedzi."
"Do you think he might have a hand in his disappearance? The minister?"
"Handina kubvira ndazvifunga."
"Kana vari kudai nekuti nhumbu yawaiva nayo yakabva how about akaibvisa wacho? Maybe he has done worse. What was his name?"
"Kudakwashe Mhaka," ndakadaro kwave kubva anyora mubook raainge achinyora zvinhu zvese zvandaitaura.
"The person you're dealing with urikufanira kutarisira the worst. We don't know what happened to Kudakwashe yet but I'm yet to find out. Saka iwewe you need to be careful nekuti munhu akadaro if zvaari kuda zvikaramba kuita anogona kukuuraya. I believe he might be tracking you kana kuti he's stalking you. Ku Gweru kwaishandira brother yake wakambokusvika?"
"Yes kaone."
"Okay hauna kana any number ye relative?"
"Handina," ndakadaro zvikanzi,"His number?"
"I lost it. Ndakatoi deleter."
"Okay tomboshanda nezita and see what we can find. I need the address yekuGweru. Maybe if we pay his brother a visit we might find something."
Ndakatanga kuona chiedza nezvimwe zvinhu zvandainge ndisina kana kufunga. Kudakwashe ainge angoerekana aenda the day after tatorambana. Sevanhu vaiita ma program akasiyana ndanga ndatozvinoticer patopera nguva yakareba ndikangoti pamwe akarega afunga zvekuita mari. Ndakapindwa nekutya ndikati,"So you will be guarding me 24/7 right? He has connections he can get to me any time and kill me."
"Yes ma'am and please relax don't panic. We will be with you every step of the way until you're safe and he's behind bars."
"Are you an investigater?" Ndakati ndibvunze zvikanzi,"Jack of all trades. I'm going to need your phone/s, laptop, watch if you have any ne jewelery. Mota munayo?"
Ndopandakarangarira kuti ndainge ndasiya mota ndikati,"Ooh yasara asi inoshandiswa ne sister yangu haisi yangu."
"Makatanga kuishandisa rinhi?"
"Aaa kubva zvandadzoka but handitowanzoishandise."
"Okay i need to check anything that can be tracked. If you have any gifts that he gave you i would want to see them as well."
"Ndaiva ne jewelery asi ndakarasa. Ndangosara nechidhori one chete."
"Okay. Can i see your phone please."
Ndakamutambidza kwave kubva abaya baya. Akandidzosera zvikanzi,"Iri clean. Laptop?"
"Kumba," ndakadaro kwave kubva vatora mapapers andanga ndambopiwa. Ndakanzi ndima signe kwave kuita saizvozvo.
Vaye vanga vamboenda vakadzoka Lincoln kwave kuti,"Ask your sister to pick up the car. We're going to use mine."
I texted Isabella kwave kutaura nevamwe vame zvikanzi,"Don pane audio iyi yandiri kuda kuti uteerere. We need information on Kudakwashe Mhaka. Talk to our guy atarise muma death records first kana akashaikwa you are going for a trip to Gweru."
Akagara pa laptop Landon kwave kuisa ma earphones at the same time achi typer. After a while akamabvisa ave kufona achibuda. Takasara takanyarara paakadzoka zvikanzi,"He died last year but one on the 13th of May."
"Cause of death?" Lincoln asked zvikanzi,"Car accident."
Vakaramba vakatarisana kwave kudzungudza musoro vese ka1.
"Probably staged," the other guy said vakatarisa vese kudoor pakaita knock. Pakapinda a very young good looking lady who smiled achipinda zvikanzi,"Uri kundibhadhara Lincoln."
"You're a life saver do you know that?" He asked ave kuseka zvikanzi,"Haiwawo anyway I'm not staying ndauya nezvawanga uchida."
Akatendeuka ave kutoenda akanzi naLando,"Saka hauna kutondiona here apa?"
"Usade kundityisa getaway," she said kwave kutobva aenda. She had brought a monarch randakatozo realizer kuti raiva nehembe dza Lincoln.
Takazobuda tese tave kuenda kwangu kumba.
"Don't say anything i need to check something first. For now I'm the husband and you're the wife."
Handina kudaira ndakavhura gedhi kwave kubva adriver achipinda mukati. He looked around kwave kuzoburuka tave kupinda mumba. Ndakamusiya pasi ndichienda ku bedroom kwangu kumusoro kwaingova ne room one chete. Paakapinda he had his hands in his pockets. Akafamba sekuti ane zvaaitsvaga asi achiita sekuti panga pasina as well.
"Nice choice of colors....Love," he said zvakaita kutu ndimire zvandaiita kwave kumutarisa kwave kuita sendanga ndisina kuzvinzwa. Akafamba kusvika padhuze pandakada kushama kuti nditaure kwave kundivhara muromo. Pfungwa dzangu dzakabva dzatoti ndave kurepwa pano. Ndakada kurwisa but he held me nesimba zvekuti ndakabva ndatadza kana kupukunyuka.
End of chapter
❤️
😂
👍
🙏
😢
😮
👏
🎉
💋
🔥
455