JOHN'S NOVELS🏹🏹
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 3, 2025 at 07:15 PM
                               
                            
                        
                            *THE UNPLANNED SECRET*
 *2025 production* 
https://whatsapp.com/channel/0029VaOlMmUBlHpi8mtRTN0J
 Written by *_Tafadzwa_*
 ~Merciless~
 *MT*
+263786259038
*chapter 2*
*MARSHAL*
Zvese zvekuti murume kana mukadzi ndiani AI determiner sex yemwana,, ndaisava nebasa nazvo chandaida mwana mukoma.You see ndanga ndine company yaigadzira ma yellow machines so handaizombosiya company iyoyo iri muzita remukadzi kana kusiira hama yangu no ndaida kusiira mwana wangu.
Kuti ndisiire vasikana yaipararaa anonoroorwa nerimwe dapuratya resingatozove Zvoitwa sei ikafa so ndaida someone wando traina kubva achiri mudiki not zvekutangira padenga.Izvozvo zvega zvandipa stress kuti akomana ndikanzi ndaifa ndaizodii and stress iyoyo yakandipusha kuti ndive nekamwe kahu toughness but mukadzi wangu ndaimuda kusandizvarira mukomana ndokwaindimara.Ukaona zvichinzi baba veapo vakasiya bodzi mwana mukomana handi ndizvo vasikana anonoroorwa vonoita zveko.
Ndakazoonawo kamwe ka manager kangu kainzi Alain  kaitovawo nenzara neni so ndakatanga kuvata nako apo meapo pasina kudanana but iye aitoda zvekutoita mukadzi wangu wepiri ini chandaida aite mwana mukomana ndozotora mwana wacho but mimba yasatobatawo zvayo,,, cause ndandave nemwedzi naye handina pandakanzwa achiti ave kupfira or kuitasei.
Pandakaatofonerwa naAisha achiti mimba yayakurwadza ndaitova busy nekukweshana naAlain mumota yangu.Ndakambotanga ndapedzisa kwakuchizoenda kumba.Zvandaita zvaiva wrong ndoziva and ndaitoddawo kuti mukadzi wangu aite mwana mukomana love yedu idzokere payaisivari zvese zve cheating ndaisatomboda kuzviita but pressure nema friends anokutuma.
Ndakanomusiya kuchipatara achinzi mwana aive akudzika but anga achiri kure so aimbofana kufamba famba hameno zvavanenge vachitiswa vakadzi.Ndakadzokera kumba nevana vangu vaichema nzara ndakavvatengera chikafu kwazonodya vasvika kumba.
Kubasa handina kutozoenda time dzakanga dzatofamba plus kahana kairova kuti chii chizhazvarwa taidzokera pazero here or taitasei.Kumatime time takanotsvaka chikafu kwakunopa Aisha,, aiva asati apona still, ndakadzokera kumba zvakanga zvatoo zvemanheru or maybe kuseni.....
Ndichisvika kumba ndakamboenda pacall naAlain yaingova I didn't get enough of you ha munhu wacho aida rupasa kunge akarumurwa nemukaka wembwa,,, ndakazotangawo kutaura nehama  mufamily group ndichivati Aisha anga ayenda kuchipatara. Group rarave nemapato kuna vaitsigirana neni kuti kana zvikaramba ndaifana kuita mwana wacho musango or kuroora mukadzi wechi two but imwe hanzvadzi yangu yaisada kana kuzvinzwa zvese izvozvo,, hanzi kana zvaramba zvaramba....
Ndakatozoona makuita hondo ndikabva online,, ndaismboita basa rangu online manheru ndichiona kuti zvinhu zvangu zvaifamba bho here asi apa simba racho ndakarishaya.Ndandangomirira call yekuti zvaita kwanee mujaya kuno.
Mangwana acho, handina kuenda kubasa vana Carol vaigadzirirwa nani zvekuchikoro ndakavarovhesa ini.Kuma 10 ndopandakafonerwa ndichinzi kwakange kwane mwana......
*AISHA*
Ndafamba ndafamba ndakaambonzwa pain seyadzikira kwakunorara pabed pemukadzi uya ainga apinda achitorwadziwo zvake.Akaatanga kunditaudza but ini ndaisatova mumood 
"how many kids do you have" she asked 
"2 girls and you" ndakadaro ndichichinga kamurariro side ranga rorwadzave
"iiinga zvenyu makakomborerwa 3 two girls saka apa muri kutarisira mwana" paakabvunza ndakabva ndamutarisa iye aiva akanditarisawo
"What! ?" she asked handina kupindura ndaipindura kutiii.Instead zvakatondidzosera makufuunga nhamo dzangu
"you know why I asked,, now I'm stressed because ndingorine vana vakomana and kumba kwangu hakuna kumira mushe marriage yakudengendeka the reason murume wangu arikuda mwana musikana" she said ndakabva ndamutarisa ndakaona nhamo dzosiyana sure
"mune vakomana vangani" i asked
"only three boys,, and murume wangu handinchamunzwisise akutoitaa zvemahure chaizvo and ukada kumubvunza anoti iwe imboita zvekusvara mbavha dzako" she said misodzi yangu yakatannga kuyerera vamwe tichida vana vakomana someone arikuvapihwa achiti imbavha
"ashh I'm sorry if ndataura zvakashata" akadaro mukadzi uya aone ndave kuchema, ndakapukuta misodzi yanngu ndichibva ndatii
"im oky,,, the thing is we are in the same situation,,, imba yangu yakutooararrawo,, Vana vamwene havachandida because murume arikuda mwana mukomana" i said
"apa two chete"
"yah and I think now akuitawo zvema small house because pandakamufonera nezuro ndakanzwa zvandisina kunzwisisa" i said
"yah zvakaoma hazvo" akadaro mukadzi uya
"anyways I'm Lyn  or Mai  Devon" she said
"Aisha or Mai Carol" ndakadaro hapana akazotaura nemumwe kubva ipapo.Umwe numwwe aiva akufunga nhamo dzake.Hope hadzina kana kubata pain yainzwika kure yakazotiwo yotanga kuwedzera shupa Ichibvaa yaputika ndichibva ndatotanga ku attendwa mwana akatanga kudzika.After nguva yekupusha  ndakazobatsirwa mwana asi handina kuudzwa aiva mwannai akandibatsira ndisame doctor vainga vandiita check up vavakuziva situation yangu.
Ndamuka ndakacgitanga kubvunza ndaiva ndaita mwanai manje seem like Doctor ndaisava mukana nekuti ndaiti ndikakanda mubvunzo ndopamha mumwe.Ndakazotarisa aiva Lyn mukadzi uya aiva abatsirwawo but she was crying mwana wake ari paside seems like akanga apamhazve mukomana.
Doctor vaona kuti ndirikungomwaya mibvunzo nddisingavape mukana vakangondipa mwana wangu kumuvhura kudai wanei musikana,,, ndakapererwa misodzi ikatanga kuyererazve nematama angu......
*Drop your comment*
*Stay tuned*
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            👏
                                        
                                    
                                        
                                            😭
                                        
                                    
                                    
                                        374