JOHN'S NOVELS🏹🏹
February 4, 2025 at 08:59 AM
*THE UNPLANNED SECRET*
*2025 production*
https://whatsapp.com/channel/0029VaOlMmUBlHpi8mtRTN0J
Written by *_Tafadzwa_*
~Merciless~
*MT*
+263786259038
*chapter 3*
*MARSHAL*
Ndakasara ndobvunza kuti kunee mwanai phone tainga yacutta.Pakaazombopfekwa zvinemusoro here ndakatora vana vangu tikabuda ticchisvika so serous yainga yakarohwa naaAisha yayaakaoma.Ndakanobata kumuvhura so I started smiling ndichiona ari mukomana.Ndakafaraa kana ndaita kuti yeees ndichikisa mukadzi wangu.
"i love you Mai vevana vangu" ndakadaro, she was surprised cause ndakanga ndave nenguva yakareba ndisina kumbomuudza kuti ndomuda so obviously zvaitouya sezvinyuwani.Akanditarisa and she smiled but ndakaona aimanikidzira kuseka kwacho ndakaafara kana vamwe doctor vavangotarisa.Muroom yainga ari aiva ega mamwe mabeds aiva empty.
Doctor vaya vakazobuda tikasara tega, Aisha aichema,, I knew yaiva misodzi yemufaro chete chete.Ndakazofambira nyaya dzekuti mukadzi abude muchipatara hazvina kutora time.We drove home ndaifara kani Aisha ndakabva ndamu promisa kuzomutengera mota yemakorokoto ainga aita basa hombe.i called hama dzangu kuti kuno zvazoita
"next week will buy you a CX-5 wandifadza Aisha" ndakadaro ndichimubatsira kubvisa bhutsu dzaka akaagara pabed
"handisi kuda hangu makororto" she said was surprised munhu angaramba makorokoto
"I'm sorry Mai Carol for everything,,,inyaya yekungoti was desperate to have a son,,, now that we have him ngatichirega kutsamwisana"
"pandakafona nezuro mamunani, don't lie henyu I know zvamaita ndakapererwa nemubvunzo uyu akaita sekuti akaona zvese zvandakaita and kuti ndimuti ndaiva ne girlfriend nhai Zviriko chero wanzi be honest semurume hazvide kubva wadherera
"look I know ndakaita ma mistakes in the past,, ndakakushungurudza izvezvi ndiri kunzwa kuti ndasuwa Aisha wangu wandakaroora,, munhu wandakadananaa naye since high school"ndakadaro ndave ku masaja makumbo ake akabva anyararaa ndakazomusiya pakapinda Zoe na Carol mubedroom vavakuda kuchinyatsa kuona mwana manje.
Ndakambotanga kuita zvebasa, ndakaisa massage mugrup rekubasa ndichitaura why ndainga ndisina kuuya nezvandaida kuzowanaa zvaitwa.Alaina akabva atanga kufona ndaisada kudaira but ndaiva paside naaAisha and aiva akanditarisa I heard to.Ndakabva ndaidaira haandina kuisa pa loud but phone yacho yaiine volume
📱"congrats now now wane mukomana you always wanted" akadaro
📱"yah congrats,," ndakadaro ndiri sounding nervous thought munhu wacho achaaonera zvaitika but yairi zero
📱"zvako what about us" she asked
📱"us?" ndakabvunzawo kunyepera kuita fuza
📱"I'm talking about us hun,when are going to have our first s......"ndakabva ndai cuuta ndakaatarisa Aisha so akabva atarisa mwana airamba kuyamwa.Ndakashaya pekutangira ndakaangomuyeva achizama kupa mwana mukaka kusvika azobvuma zvenharo, panguva yese mupfungwa maiva busy kufunga kuti ndoti at least ndaida abvunze hake ndiwane pekutangira
"tomutumiddza zita rekuti?" i asked
"ani" she replied kuita sekuti aisaziva wandaitaura
"Babe amana"
"handisi kuziiva mukureva mwana or wamukuda kuzoita naManager wenyu I know her ka Alaine" she said
"Mai Carol I'm sorry lemm expl....."
"no need baba Carol,,, mungatopera bundle rema Sorry racho mupei zita ramoda ini ndongoteerera handi ndimi musoro wemba" she said anoziva kupindurwa type yemhinduro idzo achiziva ari wrong anoziva kurwadza kwazvo.Takamboita kannguva thinking ndotii zvatondiomerawo saSamusha
"dai wandipa chance yeku explaina..."
"inga ndati hapana néed wani,,, makaita zvamaita muchitsvakaa mwana mukomana I understand so chicha explainiw chii ndozvamurikuda kungohwanda nazvo so hapana need...You know handisi kuda kunyaudxiwa hangu mune vana plus ndichiri kurwadziwa kutaura kuri kutondirwadza"she said unopererwa wakatarisa munhu.Akabva atovata Vanaa Carol vavangotitarisa manje
"endai kuroom kwenyu motamba ma videos games imi" ndakadaro twakabva twabuda twuchimhany.Ndakasara ndopedzisa basa rangu wekutaura naye pakanga pasisina.
Days passed, hama dzaiuya kuzoona mwana makorokoto aisara.NaAisha ndaingopindurwa zvandinenge ndabvunza zvimwe zvese semukadzi wangu aita,ndaitomunzwira tsitsi semuzvere ndakabva ndati ka hanzvadzi kangu kasare papakakauya nanamhamha kuzoona mwana.
Alain ndandisisade nezvake but ainetsa kusvika ndaizomuudza kuti basa raizopera akaramba achinetsa.
"you used me boss Marshal"
"wausingazive here kuti ndinemukadzi wakatadza kubata mimba pandaida now wakunetsa handichade tiri kunetsana kumba nemukadzi wangu nekuda kwako saka I tombomira zvako ukatozoramba uchinetsa uchagara kumba" ndakadaro akabva anyararaa
"now get out of my office" I shouted achibva apinhamidza shiuno chake achibuda Iko kushanda nevakadzi pabasa kunonetsa,, vakadzi ngaive zvekudzidzisa maECD uko Ahh.
Mota, yandaida kutengera Aisha yakazoita ndichibva ndatofambira nyaya dzacho.Ndikati iyendeswe kumba ndakazosvika yatovako.Since ainga aramba ari makorokoto ndakamupa se sorry ndakazvininipisa kani kusvika ndazombundirwa.Ainga akufara kana simba rekuchipa mwana zita ndakzoriwana ndichibva ndamuti Leeroy kana kuti Anotidaishe....
*Drop your comment*
*Stay tuned*
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
👏
🎉
🔥
😞
498