TANYAE NOVELS
February 2, 2025 at 06:38 PM
https://chat.whatsapp.com/KULTc3iOQBIKgeLIMaTJv2
Vanoda kutangira pa1 teverai channel ino
https://whatsapp.com/channel/0029VaLyIpj6WaKwHjQ9g71Z
HIRED HUSBAND
Written By Tanyae
+2637832959⁴⁶
+2637123166⁶⁷
Chapter 12
Ethan
"Wati urikuda kundiona?" Akabvunza ndichipinda mumota kwave kuvhara door. Ndakamutarisa zvekuti ukwane kwave kuzoti,"Ndati Lincoln kwete iwewe. Do you really think you can fool and confuse me ndotadza kuziva kuti ndiwe wani inini manje?"
"Saka wauri kupindurudzira maziso Ndiani?" Akabvunza ndikati,"Urikuda kundirova here?"
"Ehe," he said achitondirova kwave kumudzosera. Takambotamga taita chikudo kusvika ndazoti,"Okay okay you win zvakwana."
He adjusted the seat kwave kuita kakuraririra zvikanzi,"Ndini ndauya nekuti Lincoln ari soft. I have to knock sense into that thick skull of yours. In fact ndirikuda kunyatsonzwisisa kuti chii chakaitika. Lincoln explained of course asi handina kunyatsonzwa from any of you."
Ndakatura mafemo zvikanzi,"Iti gaga Ethan ndiri pabasa."
Ndakatarisa where his eyes were focused ndikaona Namatai achibuda pagate repabasa paaishandisa. Landon akagadzirisa seat kwave kumutsa mota ndikati,"So you follow her everywhere she goes?"
Haana kudaira izvozvo akataura akati,"I need to put a tracker on that car uri kuiona yeblack iyo iri parked pasi pemuti. It's been a week ndichiiona ichimuteera."
Makaburuka munhu akatanga kufamba achiteera Namatai. Akanditambidza zvikanzi,"Uise pekuti hakakurumidze kuonekwa and don't go anywhere."
Akabva atoburuka kwave kutanga kufamba achiteera murume uyo aiteerawo Namatai wacho. I had to check first if mainge musina munhu kwave kukaisa pasi pemota ndikafamba ndichidzokera mumota. Handina kutozoona kuti vanga vafamba sei ndakazongoona after dzinenge 20 minutes vachibudikira from a different direction. Akanopinda naye mukati akaita time arimo. The other guy wekumuteera ndakaona adzoka asi achitarisa tarisa probably looking for her. I waited for Landon to come back akatozobudikira after ten minutes ndikati,"What happened?"
"He lost us," he said ndikati,"How when you were behind him? I mean he must have got to her first."
"Clearly he didn't," he said achinditarisa and ndakanzwisisa his look kuti ainge asisade kuramba achibvunzwa mibvunzo.
"What is really going on Ethan. Muri kunyatsoitei chaizvo naEric?"
"We just tried what you guys usually do. Switching identities."
"Handisi kutamba Ethan this is serious. Inini naLincoln hatina kubvira tachinjana mukadzi kana girlfriend. We switch identities and that's business not this bullshit. Itaka serious utaure zvandiri kuda kunzwa?"
Akaratidza kuti aisada kuseka kwakubva ndati,"Okay plan yanga iri yekungoti musi wekuroora chete ndonomu representer kumba kwana Isabella. Eric haana kubvira audza Isabella kuti he had a twin so she wouldn't know the difference nekuti takafanana. He sort of hired me to be her husband for roora day."
"Ooh so you were paid?" He asked anditarisa ndikati,"Sort of."
"Sort of kudiiko Ethan ini manje ndokumamisa. Wakabvuma ka nekuti waida mari?"
"Yes he had settled a debt for me so i owed him."
Akaramba akanditarisa ndikati,"Zvaisafanira kuzoenda this far. Zvinhu zvakazochinja when he planned kuenda kunze naFlorence. The Doctors vanga vati he might loose the triplets nekuda kwe condition yaiva naFlo so he planned kuti anoonekwa nema specialists kunze."
"Ndirikuda kunzwisisa kuti ko zvakazofamba sei kusvika pa 3 months kuti iwewe Isabella akazosvika pakuunzwa sei uchiriwe kana manga maronga kuti zvaive zveday 1 and mari yacho kana aida kuroora akazokwereta Isabella sei?"
"Landon inzwa. Eric na Isabella dated i think zve six months chete. We all know how deeply in love he was with that girl. So chakaitika ndechekudaiso. Flo akabudikira achiti anga ane nhumbu handiti uri kuziva kuti vanga varambana. So aiti she had no one adzingwa kumba what what natetez yacho yaaigara nayo. They went for a scan plus mukomana aidawo kuziva if nhumbu yaiva yake zveshuwa. Ndopakazonzi aiva ma triplets and zvichinzi vana vacho vanga vasina kugara mushe kudii dii of which nhumbu yanga isati yasvika zvimwe hangu handizonyatsozvinzwisise hangu. So Eric decided to use mari yaanga akachengeta yekurooresa kutenga ma tickets ekuenda kunze nekuzoda kubhadhara ma hospital bills aizodiwa acho. Plan yake yaive yekunomusiya kuna tete odzoka saka zvanga zvaku clusher nedate rekuroora kwake ndosaka akazoti ndiende pachinzvimbo chake inini nekuti he knew kuti anenge asati adzoka. Saka paakasvikawo kuna tete vaitovawo nenyaya dzavo dzavaimhanya nadzo vakamuti atongogarira ikoko nekuti Flo needed someone padhuze. I suggested kuti audze Isabella zvaivapo akaramba achiti aizomuramba so he had to stay kusvika vana vazvarwa then akukwanisa kudzoka navo back kuno ku Zimbabwe."
"Saka apa plan yake ndeyekusaudza Isabella kuti ane vana here kana kuti?"
"Hanzi ndozomuudza ndamuroora nekuti ndikagara ndataura anondiramba. Iye arikuti naFlo panga pasisina love ingori coparenting chete. Ipapa handiti three months dzacho dzakatodarika i don't know how long it's going to last and ave netime asiri kubatika hameno kuti chii chiri kuitika."
"Inini akangondifonera kwave kukumbira 4k. Kwave kuenda kuna Lincoln and asked for $3500. I didn't bother to ask kuti aida kuishandisa kuita sei. He was supposed to be honest kubva pakutanga. I'm sure Isabella would have understood It's not like he cheated nhumbu iyi yakaitwa vasati vatova vese wani?"
"I said the same akati anga abvuma kuroorwa knowing anga asina vana manje kuzonzwa kuti ndine vana three anoramba saka ndofanira kuroora then kana ane nhumbu ndomuudza situation yaFlo."
"So he wants to trap her and uri kumubatsira doing that? Do you think that's fair? Kahle kahle iwewe uri kutombogara sei naIsabella nekuti she believes you're her husband and ndoziva what happens between a husband and a wife."
"Ndakazvigadzirisa," ndakadaro akaramba akanditarisa ndikati,"I swear i never kissed her or touched her and I'm not planning to."
He wasn't buying it so i had to explain zvekunyepa kuti ndaiva ne cancer muma testicles zvandanga ndaudza Isabella.
"Actually Lincoln helped me nema fake papers ekwa doctor so she believes it. I can be able to keep her waiting for maybe six months. I don't know how he did it."
"Of course he helped you handiti ibenzi semi here Lincoln wacho," akadaro zvikanzi,"Rule number 1 don't kiss your brother's wife. Rule number two dont touch your brother's wife. Rule number three don't f*ck your brother's wife and last rule: Don't fall for your brother's wife. If you break any of these rules uri kuvengana na Eric kwehupenyu hwese i swear. We all know how much he loves that girl. I don't even think this will work out."
"I know and i will never cross that line."
"So she never noticed? Are you telling me that you've been able to be like Eric all this while? Makafanana physically but zvimwe makasiyana."
"Well dai akaona difference dai akataura. Or akaona but haana kufungira since asingazive kuti tiri two. Ndakatomboita confusion pekutanga pandakatanga kusangana naNamatai. Eric anga angoti ane sister asi anga asina kundiratidza. So pandakamuona pekutanga i had no idea who she was. Sometimes Isabella wacho i would call her Isabel. She saw my ID i had to lie that Eric nderekuzvipa harisi pachitupa"
"Saka apa is he saying he will never reveal that he has a twin brother? Nekuti once ataura kuti ane twin brother she will definitely know kuti pane zvaiitika."
"Handizivi kuti ipapo achaita sei but we will figure it out when we reach that point."
"Don't do anything that Eric doesn't do. For instance Eric can't cook."
I could've tell him kuti i had messed that up already so i just kept quiet.
If she knew that Eric had a twin brother ndaiva sure kuti she would have noticed. Like pane paanga atanga kutaura nyaya ya minister telling me that he was back. Ndanga ndatorasika completely ndichishaya kuti aitaura nezvei kusvika ndatozobvunza Eric pa phone akatsanangura. Ndopandainge ndazo suggestor kuti vataure na Landon knowing he would help.
"Munorara mese?" Akabvunza after a moment of silence. Ndakamutarisa zvikanzi,"Don't tell me ndingatotanga kutemwa nemusoro. Now this is what you're going to do. Ucharonga ma work trips, workshops so that hamugare padhuze nepadhuze nguva dzese. You don't have to be home nguva dzese ndopazvinozopedzesera zvaenda nepamwe. Unoenda way for a workshop ye week osuduruka. You're a man and sometimes ma feelings haanei nekuti unoda munhu."
"Okay," ndakadaro zvikanzi,"Did I tell you not to fall in love with her?"
"Chill Landon that's not happening. I know she's my brother's wife. Handimbomude even though she's caring, mind and funny."
"Whoa! Whoa! The moment you start noticing those things it doesn't end well. Ethan don't make us hate you hatidi zvekuzonetsana. We're brothers."
"I don't feel anything for her so relax."
"Kana ukadaro bho."
"Wait....Ari kufona," ndakadaro ndichitora phone yangu. Ndakadaira Eric who smiled ndadaira zvikanzi,"Ndava Baba three."
Landon akabvuta phone yangu zvikanzi,"Aaah bro. Kuno kwane vana she had C section. Sorry nekusabatika we've been in and out of the hospital. Umwe wacho is having difficulties pakufema but now ave nani."
"Where are they ndokumbirawo kuvaona," he asked akaisa phone pavana. Ndakadongorerawo twakapfeka pink ndikati,"OMG they're so beautiful."
"I know right?"
Takaita time tichimbotarisa vana pave paye kwave kubva azoti,"Ndokumbirawo mari guys my pockets are running dry."
"I will see what we can do. Uri kuuya rinhi? Vakukwanisa here ku traveller?"
"Yes. Ndakamirira kunzwa kuti doctor vanotii but in less than a month ndendadzoka. How's my wife Ethan?"
"She's well she's okay," ndakadaro ndikanzi,"You better take care of my woman I'm coming for her soon."
End of chapter
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
🥰
🎉
💃
💋
412