Maybe Novels
January 19, 2025 at 06:18 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIVOnT7z4kgDHlGwd2J
*FREE BOOK💥💥💥*
*BOOK REDU NOW RAPACHAPTER 11 THIS BOOK NDEREZVIPOKO UYE CRIME AND INVESTGATION NERUDO KURI KUFARWA UKU HANDEI HANDEI NEHUHWANDU HWEDU TOTANGA FROM 1 KUSVIKA KWARAVE*
K.T MOVEMENTS PRESENT ❗❗❗
*2025 New book*
LAST MISSION 🚓🚓🚓
WRITTEN BY KUNDAI T NOVELS
📞+263776059151
📞+263713408299
CHAPTER 09
*READ AT YOUR OWN RISK*
Paida, Thisa na Mabika vanodzirova mota dziri convoy ndokurova zvipoko round zvavo kusvika vazobudira kunew base ravo uko kwavakati kusvika kwavakaita vanosvika nekuisa murume wavainge vabata uya mucold room Ndokubva vamubvisa hembe dzese nekubva vavhurira mvura yaitonhora kwete zvekunyepa ivo vachida vavhara havo madoors ndokubuda kuenda muneimwe room umo mavakanoita 30 minutes vakatozobuditswa neruzha rwemurume uya ainge akuvara nechando akuita kudedzera ndonguva inoenda Paida nevamwe vake. Kuroom kuya uko kwavanonobuditsa murume uya ndokuenda naye ku touchoring room.
*"Pano ndinoda kupindurwa mibvunzo yekuti chiri kuita mutirwise chii uye Detective Damian makava kidnaper mukavaisa kupi , mukuru wenyu anonzani uye kumba kwake ndekupi and chikwata chenyu chakamira sei*" anomabvunzwa mashoko aya naPaida asi murume uya nguva iyoyo anofunga mashoko avo sechikwata kuti kana ukabatwa ifa neinformation yako usatengese base ndokubva atanga kuti.
"Inini handina kana chandinoziva uye handisi muchikwata chemhondi zvaDetective akatorwa nhezuro handina ruzivo nazvo uye kukurwisai kwandaita inyaya yekuti pabasa pedu panzwa nekubiwa saka boss vedu vakati anyone asvika achiratidza kuda kubvunzisisa zvisina basa sezvamakaita imbavha saka tofanirwa ku.." haapedzise kutaura mushure mekunge arohwa mbama naPaida yakaita kuti atange kurutsa ropa.
*"Handisi kuda zvese zvenhorondo yese yaurikuita iyi pindura zvandabvunza bamunini marasikira mumaoko asiri iwo ndoda kumbokuitai jon'osi nhasi muchataura zvenyu zvese handiti munoda kunzi munofa neinformation yenyu*". Anodaro Paida ndokubva apa Mabika sign yezvinhu zvaaida kuti atore and nguva iyoyo Mabika anonotora tools bok ndokudzoka naro ndokuisa pamberi paPaida , and Paida kubva zvakatorwa hanzvadzi yake shungu dzaaiva nadzo uye moyo wake wainge watokura hondo nehutsinye ndiwo wainge wazara mumusoro make.
Nguva dzakauya tools box anotora tambo ndokusunga makumbo emurume uya rimwe uko rimwe uko then maoko ndokubva vasungirira nekuseni vachipedza Paida anotora banga ndokubva atanga kuchecheudza nhengo yemurume uya uya akatanga kucheka chiganda chepamusoro chiya murume akamboshingirira asi anoona kuti angatokuvara and nguva iyi Paida akati kupedza kuchecheudza murume uyu ropa rinotanga kubuda asi haana kunzwa tsitsi akabva atora pinjisi ndokutanga kuruma mabhora emurume uya uya zvishoma nezvishoma zvekuti nguva iyi murume uyu akabva atanga kuridza mhere and achikumbira kuti ataure zvaaiziva asi Paida akabva aedzera kutovhura chiganda chepamabhora chiya ndokusiya mabhora ava pachena and akachizoregedza murume uya ndokubva atanga kuti ..
*"Sorry henyu maboss mandiuraya kani hukoshwa hwangu hapachisina mukaenda kubhawa rinonzi Legas munobata musikana anonzi Dephine ndiye anokusvitsai kuna Boss wedu isusu ndiye boss wedu uye Damian akanouraiwa asi akakandwa kurwizi rwunonzi mu.mu..*" haapedzise kutaura mushure mekunge atofa zvake zvino nguva iyi vanotanga kunyora zvese zvavainge vawana ndokubva vatotuma Mabika kuti husiku uhwu anoita zvekuti aonane nemunhu anonzi Damian uye kana zvichikwanisika kuti vodanana vese then ozoeana information from there.
Vanopedza kuplanner ndokubva vaisa mutumbi wemurumw uya muacid then Mabika anotanga kugadzirawo zvekuti abude and apa akanyatsozvishambidza and mota akabva atora Discovery 2023. Yaipisa yacho nguva dzake padzinokwana ndokubva atopinda munzira kunanga kubawa legacy uko kwaanosvik vanhu vakaita kuzara mahure achiita kutamba iye anosvika nekupaker mota yake iyo yakatomboita kuti vanhu vazhinji vatombosticker vakatarisa mota yaisvika apa uye iye wacho anoipaker ndokubva aburuka hake and perfume yaainge asprayer yairatidza yega kuti cash iripo . Mabika anotanga kufamba ndokusvika mukati achibva ananga pacounter ndokutenga zvake 2 maZambezi ake ndokunogara zvake muconer maiva musina vanhu ndokutanga kuzvinwira hake doro rake ari zii asi maziso nenzeve dzaiva mukati mune vanhu achifunga kuti achanzwawo zita rekunzi Dephine asi hazvina kuita sekuda kwake zvino anozoti papera chinguva anoona muchipinda 2 mababe kwete twubabe. Asi mababe aiva akanaka uye kubatana achiratidza kuti anonhuwa cash nguva iyoyo Mabika anotanga kunyemwerera zvake akatarisa mababe ayo umwe wacho akabva amutsonya ndokubva atosimukawo kuenda ikoko uko kwaakasvika achiti.
*"Sorry my sister ndiri munyowani hangu pano soo ndambozama kunwa doro ndiri 1 asi harisi kudzika so zvakaipei kuti timbonwa tese hedu munonwa type ipi*" akabvunza zvake apa ropa rainge rotomhanya kare.
"Oh wow Mwari wangu mandirangarira ndanga nditone nyota yedoro u see my type vashoma vanoda kunwa neni doro hanzi wakanyanya kunakisa uri wembinga apa ndesitorinawo mbinga yacho ndoda hangu Seraurikumwa iri" anodaro musikana uya achitsonya Mabika uyo akabva aenda pacounter ndokubhadhara 100 dollers musvo ndokuti ipai vasikana ava zvavanoda apa iye musikana uya achiona mari yaibuditswa anotanga kunyemwerera zvake uye kunzwa kufara kuti ndiyo mbinga iyi nekudaro vanoenda havo kucounter vari 2 nemumwe wake ndokutora 2. 2 mazambezi avo ndokubva Musikana wekutaura naMabika aenda kunogara kwaiva namabika mumwe wacho ndokunogarawo pake ega zvake.
*"So kuri sei kunoku ndaona kunonakidza fani ndaingokunzwa nembiri so pandakatouya muzim ndikatoti ndotoshandisa mukana iwowu kumbouyawo kunoku hangu ndimbofarawo manje Mwari vabva vandionawo futi kundisanganisa nengirozi yemwana yakadai*" anodaro hake Mabika apa hwahwa hwainge hwatanga kutopinda mumusoro mbichana mbichana zvawo.
"Umm sure here thanks hako soo waigara kupi kunoku kunonakidza ndokwatiri hedu tichifa nenhamo zvedu" anopindura hake musikana uya achiita kunyemwerera Mabika zvekuti akatanga kunyatsoona runako rwemusikana uya.
*"Ndaigara hangu United States ku California soo ndakatouya for holiday 1 week uko hakuna vanhu vakanaka semi soo*" akadaro and vanotanga kutaura dzakasiyana siyana zvekuti doro rakatatanga kunwiwa kusvika vakunzwa kuti vese vadhakwa and Mabika nguva iyi anobva atanga kuti kune musikana uya ndoda kunozorora handei kumba kwako izvo zvakaita musikana uya asarambe sezvo kusvika kwese kwainge kwaita Mabika akakuona and akatozobva achienda kunochinja hembe ndokuzodzoka . Vanobuda vakambundirana ndokunopinda zvavo muzimota raMabika ndokuirova achipihwa madirection ekumba kwaigara musikana uya uko kwaakapinda ndokushamiswa nepropert yaaiva nayo uye kunaka kwemumba umu izvo zvakamupa mibvunzo yakawanda nguva iyoyo musikana uya akabva ati ngatitangei tanogeza and vakanogeza vese vainge vatova murudo vachipedza vanodzoka ndokubva vachienda kubedroom uko kwaiva kwanakisa zvekuti ndokubva varara zvavo asi vanoti vachangotanga Mabika anonzwa muboxer short kutanga kurwadziwa tsvimbo yaMoses yainge yakuda kupinda mugugwa rayainge yaona nguva dzavaigeza saka akabva atanga kupuruzira makumbo emusikana uya uyo anotangawo kuresponder zvinova zvakapa Mabika confidence yekuramba achiita zvaaita .
Anopuruzira makumbo and nguva iyoyo achitosimuka paainge akarara kuenda pamusoro pemusikana uya uyo waanotanga kumubvisa night dress and pant zvess iye ndokubva abvisawo rake nguvaiyi anopa musikana uya kiss ndokutanga kukisana zvavo and Mabika anotanga kudzika nekuhuro achikisser musikana uya uyo ainge ongoshanyarika zvakaita Mabika azive kuti arikugona kubata basa nguva iyi anotanga kukuyamwa mukaka apa rumwe ruoko rwainge rwadzika kuzasi kudangerzone rwakabata ikoko rwuchibata bata zvidhori sezvo musikana iyeye aiva akarongeka hake Mabika anotanga kuyamwa mukaka apa ruoko ruchibata fast fast kuzasi yamunoti finger fuck iya.
Musikana uya anotanga kuburitsa twumasounds twekunakirwa twuya uye kunonokerwa kuti dai basa rachibatwa asi Mabika aiti pfavira ngoma husiku hurefu nekudaro akazobvisa muromo wake pamazami ndokutanga kunanzva dumbu and guvhu iri achiita kudzika zvishoma nezvishoma kusvika asvika pachicken yemusikana ndokutanga zvake kuidya slowly but surely haa sisi nguva idzodzo vakabuditsa mvura dzekunakirwa and mabika akabva abvisa muromo wake ndokuisa tsvimbo yake manje asi anotanga kurovera pamukova achiita kunge asiri kuda kupinza asi iye achida akaramba achidaro kusvika sisi vazoibata tsvimbo yaMoses ndokubva vaikanda vega mugungwa and nguva iyoyo basa rakatanga kurohwa musikana achiridza mhere yekunakirwa.
Bhora rakati rava kuma 20 minutes musikana anoburitsa mvura dzekunakirwa futi apa mukomana giya rainge risati rachinjwa musikana uyu aisimboti isimbi asi apa akapa kutenda and akanakirwa nebonde zvaainge asati amboita kunyatsonzwa kuti basa ririkubatwa saka dzava mu60. Minutes Mabika akazobusitsawo mafuta eluck mutsvimbo yake achimaisa mugugwa remusikana asi haana kumira akaramba achirova uyu musikana anonzwa chibereko kurwadza uye kunzwa kutsva chaiko zvekuti akatanga achamboshinga kupedzesera akuchema zvakaita azoburuka pabed achitiza uyuwo Mabika ndokuzorega kwaakaita zvekuti musikana akatenda mabika kasingapere ndokuzotanga kutaura dzakasiyana siya kusvika Mabika azoti.
*"Nhai babe tangosangana and tikatanga kuita zvataita usina kundiudzawo zita rako and basa rako raunonyatsoshanda cz ndakatarisa munomu haasi mabasa echihure aya asi unenge unezvimwe zvaunoitawo hako soo tell me*" anodaro Mabika ndokubva Musikana uya ati.
"Umm babe handichada kukushayai kana mwana ndokuitirai apa ndanyatsomanzwa kupinda ese. Wow ndonzi Dephine dady ndogara pano basa rechihure handitoite ini ndinoita zvemabhero and bhawa riya nderangu ndozvandoita ko iwewe" anobvunza Dephine apo pakarova hana yaMabika sezvo ndiye munhu waaiva paMission naye asi mupfungwa dzake akabva afunga kuudza Musikana uyu chokwadi sezvo iyewo ainge asati aroora akabva atoona uriwo mukana saka nguva iyi akabva anzwikwa kugadzirisa pahuro ndokuzotanga kuti *"Dephine ndbokunyepera hako asi ndakuda uzive chokwadi ndechinochi ndakuudza izvi nekuti ndakuda sorry hako uchindiona ndiri pano ndiri pabasa asi munhu wandiri kutsvaga anonzi Dephine asi ndiri kuda a...*".
Doctor Gracebye kupinda kwavakaita muroom maiva naDee vachiona achiita kugwinha gwinha nechemumoyo vakabva vangoti Mwari aita kuda kwake asi nyemwerero yaiva kugotsi sezvo munhu wavo ainge adzoka kuvafi kugwinha gwinha kwaaitoita ndizvozvo zvavaida aite nguva iyoyo vanoona kuti Mwari adzora mufi kuvashakabvu vachiri mukufara vanoona Damian asvinura uyo anotanga kubvisa drip pamuromo ndokubva atanga kuti "Doctor ndirikupi".? Ivowo vakabva vamhanya paaiva ndokusvika vachiti.
"Ndine hurombo hanzvadzi yangu imborara mbichana mishonga yangu imboite basa rawo mibvunzo yako yese ndichakupindura uye iwewe ndine mibvunzo yakawanda yandinoda kuti undipindirewo" anodaro Gracebye ndokubva Damian arara hake nyama chete ndodzainge dzichiri kumurwadza asi ainzwa kuti kutaura akukwanisa sezvi mishonga yaainge abairirwa yaiwedzera simba uye kudzora ropa plus kunamirwa mishonga pamaronda ake mishonga yacho yaikasika kurapa zvekuti zvese izvi Gracebye ainge aita nemoyo wake asi mishonga iyi yaidhura chaizvo zvino anozopedzisa kuisa mimwe mishonga yake ndokumbomusiya Damian akarara hake ndokuzodzoka after 2hours paanowana Damian asvinura uye atomuka agara pabed kupinda kwakaita Doctor Damian anobva atanga kuchitaura manje achiti.
*END OF CHAPTER 09*💥💥
🙏
👍
😂
❤️
😢
9