Tanic✨ Novels
February 7, 2025 at 08:02 AM
*PRETENDER*
Written by CoNy
0775 313 387
Edited by Tanic✨
0785505702
*Chapter five*
_Isabella_
Going somewhere ? Nguva dzino here nhai, ko Tinashe ndeipi yaaronga apa.
Gogo zvemunhu ainonoka kubva kubasa ndozvavange vasingadi havo, haa yaitoita nyaya hombe.
Tinashe wacho haana kuzotora nguva, akabva atosvika.
"Pinda tone tiende girlfriend
"Tirikuenda kupi nhai Tinashe, kwadoka uku ndosvika ndikarohwa nagogo
"Kurohwaa ???
"Gogo vangu hauvazive iwe
"Unorambaka kurohwa
"Ndati haumuzive munhu wandiri kutaura nezvake uyu, ndisiye hako mu town ndiende kumba
"Handi nhasi i birthday rako here ndoda kukuitirawo something
"Aaah wadii wangotenga present wandipa
"Aiwaka, ndoda zvekuti kana Brian anonyatsoona kuti aiwa madam vake i best friend yangu futi
Tinashe akandivaraidza nenyaya zvekuti ndakazongoona tasvika kwataienda.
Pamba pacho paive nezi durawall rakareba zvekuti chero zvirimukati waisaona , haana kumboridza intercom aive nekey yegate kureva kuti pamba apa paisave panyowani kwaari.
Setup yacho yaingoratidza kuti pane zviri kutora nzvimbo chete.
Tinashe akaburuka ini ndikaramba ndakagara
"Tasvika nhai Bella burukaka
"Ko chii chirikuitika pano ?
"Well, pane farewell party ye boyfriend yangu, arikudzokera ku States mangwana so ma friends ake arikumuitira farewell party
"Hoo, ko wakadii kundiudzawo nhai Tinashe, pane kundi surpriser kudaro
"Handisati ndatanga, handei mumba tone
Mumba ndomandakazooma mate mukanwa manje. Brian anga ari out nebasa ndakamuona arimo mumba umu ndikashaya kuti anga adzoka nguvai.
Ndakangomutarisa ndapererwa iye ndoku smiler hake.
Tinashe akabva auya akatakura cake and it was clear kuti yanga iri imwe party kaiyi, vanhu vaya vanga vanzi hee ma friends e boyfriend yangu farewell kudiiwe dzanga dziri nhema dzega dzega.
Party yanga iri yangu, inini Bella. I was touched. Saka Brian ainyeba hake kuti haapo iye arikuronga zve party.
Pakafarwa zvekuti chero gogo ndakavakanganwa. I was so excited.
Vanhu vakazotanga kupararira one one kusvika tasara tave vashoma.
Ini pfungwa dzekumba kana kumbouya, ndainge ndave kunyika yangu ndega.
"Bella, bella wake up
Ndaiita kunzwira kure voice raTinashe, i tried kuvhura maziso asi airema, kuzoti kusimudza musoro wairema worse.
What i discovered is that ndanga ndakarara mu room yandaisaziva but pandakaona Tinashe hana yangu yakagadzikana kuti at least i'm in safe hands.
Tinashe akabva auya nemvura yekunwa akandipa ndikamborara futi ndokuzomuka achindirova rova.
I was feeling a bit tipsy. I guess ndakamwa doro sebenzi the previous night.
"Ko ihembe yani iyi nhai Tinashe, ndakabvunza ndaona ndakangopfeka zi T-shirt zi oversize
"Ndeyangu, ko waida kurara ne formal yako iyo here
"Hee, ndiani akandibvisa hembe, ko ndirikupi, inguvai?
"Nhai Jesuu, Bella unokanganwa zvekudaro kana wamwa doro, saka unorimwirei nhai
"Please Tinashe ndiudze chokwadi, ndakarara newe here munomu ko Brian akarara kupi ?
Panzvimbo yekuti apindure akatanga kuseka
"Takarara tiri two, ende unoridza ngonono Bella iii hauite
"Pandakanzwa achitaura zvengonono i felt releived.
Alcohol was my weakness, ndaitotadza kana kuziva zvandiri kuita chero zvakaitika ndaikanganwa, pfungwa dzangu dzaipiringishana soo.
"Iwe daira phone iyo Bella, ndamboda kuidaira wakarara ndikati pamwe ndozokupinza pama 1 gogo vako vanga vachifona then na Leo , ndiani anonzi Leo ?
Maihwee zvangu, gogo , aaah handina kurara kumba futi, haa rwendo rwuno ndairohwa ndikafa chete nagogo.
"Hello gogo
"Uripi nhaiwe Issa, wakarara kupi ?
"Kubasa
"Usade kundibata kumeso iwe, kubasa kwekuitasei Rose akandiudza kuti wakabva kubasa time dzamunopedza wani .
Zvawatove pfambi chaiyo nhaiwe, kurumidza kutaura chokwadi tone.
Denga ranga razondiwira manje, ndakapererwa kushaya kuti ndoita zvekudii chaizvo.
Gogo vangu vaivava kwete zvema funnies, iko ndakafuririka seikowo.
"Tinashe hona mabasa ako, ndiwe wakandiunza kunoku ukasandiendesa kumba kwedu
"Zvaisaita kuti ndiende newe Bella, wanga usingagone kana'' kugara chaiko nekudhakwa, plus time dzanga dzaenda
Rose akabva afonawo
"Hello Rose
"Bella uripi nhaiwe, wamirirwa kuno munozosvika nguvai kuNyanga kwacho
Ini kutokanganwa kuti taifanira kuenda kuNyanga naEddie naboss, pana potential supplier wataifanira kunoona.
"Rose, i'm not feeling well sorry ndanonoka kutaura please enda iwewe panzvimbo pangu, please please ndozoku coverwo.
"Wadii wataura kare, okay let me tell boss ndinzwe kuti vanobvuma here.
Tinashe anga andivhiringira zvinhu zvakawanda veduwee kuna gogo zvese nekubasa.
Akazonditi ndigeze andiperekedze kumba hanzi tinoruka manyepo mu road.
Brian was nowhere to be seen , Tinashe akangonditi adzokera kwaaishandira. Aifona asi ndaisadaira ini, iye na Tinashe wake vanga vandiisa pa tight.
Chinzwaka Bella, gogo vako tinovaudza kuti wanga wandiperekedza kunoona mhamha vangu varikurwara ku hospital ndobva tashaya transport yekuti udzokere kumba.
"Aaah iwe hauone kuti hazviite izvozvo, zvinonzi ndakadii kutaura
"Unoti phone yanga isina moto
"Ivo vakafona kahobho kudaro ndikasadaira
"Sh*t, iwewe futi Bella hauzive here kuti phone inoiswa pa flight mode kana kuidzima, saka tinoti chii manje ?
"Ndotobvunzaka iwewe Tinashe, itofunga hako zvekutaura otherwise ndinonodzingwa kumba
"Kana zvakadaro tongotaura shuwa saka.
_Leo_
My plans were to propose to Bella musi we birthday rake.
Gogo vake vaindifarira zvaive pachena asi iye anga akuwanza ma game manje.
Takanyatsoronga kumuitira ka surprise party manheru abva kubasa.
My sister Lena ndiye akaswera achibatsirana kubika bika nagogo vaBella, i'm sure aizofara chete Bella.
Pakazokwana 5 tanga tatomumirira kare. I had also invited her friend Rose waaishanda naye and her other friends vandaiziva kozoti my two brothers and Lena my sister.
Takagara tikagara takangomirira munhu asi munhu kana kuuya.
Inini nagogo taiita kuchinjana kumufonera asi aisadaira, phone yaito ringer asi aisadaira.
At first we got worried tichiti munhu anogona kunge abatwa nematsotsi asi gogo vake pavakazoudzwa naRose kuti Bella ndiye akatotanga kubva kubasa iye asati takabva taona kuti anga afamba kwakachena kureva kuti hameno kwaaenda.
Ini pfungwa dzangu dzakangomhanyira kuna Brian uya chete.
Since it was now getting late and we had no reason yekuramba tagarira munhu asingauye,
ndakatanga ndaperekedza Rose kumba kwavo ndokuzoenda hedu kwedu nema brothers angu na Lena.
I was heartbroken , kuti asi Bella aisazvionawo here kuti ndiri serious.Gogo vake ndivo vandange ndonzwira tsitsi manje kuti ne bp yavo vairara sei musi uyu. Vaitoputika chete because mbuya yaisada zvisina basa iyoyo.
I talked to my family about Bella's issue and how i had discovered that she was cheating on me some time ago and now this.
They advised me to let her be for the mean time and said if she was really serious about us she will come for me but if she had really made up her mind to be with someone else then i had to move on.Some things are not fair at all, when you are so sincere in a relationship this is what you get in return, heartbreaks !When you love someone they don't love you back but instead, they love someone else and you won't be surprised to know that that someone else loves another person.Such is the life of those who decide to fall in love, in a nutshell, love is a dangerous game.
My question was ..For how long was i supposed to wait for her, i was also human ka . Anyway, as hard as it was i just decided to take a break, i wasn't going to bother her anymore and i also had to tell her grandma that she musn't force her to love me.The feeling had to be mutual, manje love yacho ikaita one way hazvaimbobuda.
I knew the reason why Bella was acting this way, it was because that guy Brian had money, he was a big guy and i was a nobody to her.Maybe i wasn't good enough for her and she deserved better.
_Isabella_
I have decided to tell gogo the truth Tinashe and if she throws me out of the house i will come and stay with you.
"Come and stay with me where ?
"At your house of coz
"My dear, i don't have a house infact i don't have anything, that's my boyfriend's house kana wanga uchiti ndekwangu, it's actually his parents' house it's just that vanogara ku farm kwavo and he stays there alone.
"I will go to Brian's place then
"Have you ever been to his place if i may ask ?
"What sort of a question is that ?
"I just want to know, do you know where Brian stays?
I brushed off her question and changed the topic, i didn't want to embarass myself. But come to think of it, i had never been to his place, but he had showed me his parents yes we went kumba kwavo ku Avondale but he stayed alone ka in Mt Pleasant but ndanga ndisati ndakusvika.
"Tinashe i'm going to tell her the truth and we must be on the same side , deal ?
"Deal
Gogo was in a very bad mood, she wasn't smiling at all. I had to pull myself together kuti nditarisane navo.
"Wakarara kupi
"Kwana Tinashe
"Kuti zvidii
"We had a party so yakanonoka kupera
"Party yani
"Yangu
"Horait, saka nhasi hauna kuenda kubasa ?
"Ehee ndoenda mangwana
"Horait
That was all she said and she continued with her chores.I was a bit releived though but something in me told me that she was going to do something unexpected kana Tinashe aenda but she didn't.
It was like nothing happened, everything seemed normal.
Leo was no longer talking to me or bothering me like what he used to do .Gogo never asked about him, i think she just sensed kuti hatichawirirane.
I could feel Brian slipping out of my hands, we nolonger had that vibe that we used to have.
It was no longer us but it was now Brian and Bella.I tried to ask him where the problem was but he would say "we're good, and nothing had changed"
That constant reassurance was what i needed to stay focused. So i just told myself that all was well, Brian still loved me.
I started to notice this sudden change on my skin, i liked it though. My skin was glowing zvekuti ndaiti kana ndabata mirror so, ndaipedza nguva ndakazviyeva.
Even kubasa people would ask me kuti Bella, your skin, what are you using, your'e glowing, what's your secret.Those were my workmates, manje Brian did not see it in that way, instead he asked me this question.
"Bella are you sure your'e not pregnant ? The way your skin has changed ka , hazvisi zvega.
*End of chapter five*
❤️
😮
😢
👍
😂
🙏
42