S❤️Bandera Novels
January 22, 2025 at 02:07 PM
*MAYBE I WAS WRONG*
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
Follow channel for previous chapters
https://whatsapp.com/channel/0029VaVWIfZ6WaKpaHBRbF14
Main grp
https://chat.whatsapp.com/Jer2F5ZfkyP45ndVX17CcX
*WRITTEN BY S❤️BANDERA*
*Chapter 5*-6
WADZANAI
"Waitweiko Givhi chiiko mwanangu?"
Gogo vakadaro ivo bamunini vanga vakuumburuka kunge vachabvisa kashort kavanga vakapfeka.
"Hameno ndiri kuvaviwa amai kani ndindireiwo mvura kani."
Ndakanzi ndinochera mvura ndikauya nayo vakadirwa zvikatoita worse.
Murume mukuru akabararadza Olinda ndaimuona achibata muromo kuvhara setswa.
Vakazonzi vaende kunogeza mvura inodziya vakaenda vakadzoka vachiti zvava naniwo asi vanga vachiri kuvaviwa zvavo.
"Chitorega kufuga magumbeze iwayo ndokupa angu nhasi unotorara mukitchen."
Takasiya vachitonorara mukitchen tikaenda kumba kwedu.
"Watiiko paya nhaiwe Olinda?"
I asked tapinda mumba ndalocker door redu. Ndakataurira pasi nekuti mai vangu vaigaroti , "madziro anonzwa."
"Ndini ndaisa huriri pamagumbeze avo kutsiva kundibata mazamu angu kwavakaita."
"Hezvo nhaiwe ndiwe hako."
"Yes ndakatora nguva ndichiunganidza huriri hwacho . Vachaapisa magumbeze iwayo ndanga ndichida kuisa nemuma pants avo manje pandaona ese akabooka booka ndabva ndasiya dai aionekera ndaida kumaisa huriri futi kuti vasare vasina kana 1 manje zvakangofanana nekuti havana."
Matauriro aiita waitoseka chete.
"Wakazvifunga sei nhaiwe?"
I asked akati,
"Inini here haundizive mushe. Kwasara Babra ane dzungu ndoshaya pekumubatira because magumbeze avo anofuga naEmily ndogona kuumburudza ari madhorofiya kwete huriri."
Ndakaseka weduwe ndikazomuti,
"Let it be the first and last kuzviita zvikaziikanwa unopondwa Olinda."
Her: "Ndaudza iwewe chete ndikanzwa zvabuda ndoziva ndiwe."
I promised her kuti handimboudze kana ani zvake.
Anyway magumbeze akawachwa zvikashaya basa akapiswa ese.
Hapana akambofungira kuti akaiswa huriri vakatoti pamwe kuroyiwa.
Gerald akazoenda kunoona mai asi haana kurara ikoko akangoita seaenda kuchikoro achibva aenda kunovaona akadzoka nguva dzekubva kuchikoro.
Mazuva akafamba tikavhara zvikoro. Babra naEmily vakaenda kwabamunini kuholiday kuHarare isu tikasara.
Bamunini Gift vanga vane katsika kekuda kuendeserwa chikafu kuspare kwavo zvaindibhowa kuti shuwa ndabika ndotakurana nema basin kunovapa.
Mumwe musi ari maskati ndakabika Olinda aiti anonzwa musoro saka ndini ndaingoita zvese.
Ndakapakurira vamwe vese ndikanoendesera bamunini.
Ndakavasvikira vakaita kurara nemusana paka single bed kavo.
"Ah Wadza ..."
Vakabva vamuka vakagara ndikapfugama ndichiisa sadza pasi.
Pandakasimudza musoro ndakaona vabuditsa chiweti chavo. Ndakavhunduka ndikadonha pasi pasina kana chandidonhedza.
"Take it easy kani Wadzanai huya utambise chete."
Kuzondidaro ndakabuda ndichimhanya makumbo angu aidedera nekushaya simba ndikadonha futi ndichangobuda.
Ndakanzwa ndabatwa pashoulder ndikanzwa wiwi kubuda ndikazosunga kuti isarambe ichibuda.
"Kungozvitaura chete wafa. Let me repeat again kungozvitaura wafa, chienda undiunzire dish rine mvura yekugeza maoko."
Vakandisiya ndikasimuka ndichidedera.
Ndakanotora dish riya ndikadaidzira ndiri pamusuwo pavo kuti , "Ndasiya pano dish."
Vakabva vanditi,
"Pinda naro muno."
Ipapo ndakaramba haa vaitorova zvavo ndakasiya ipapo ndikaenda kwaiva nevamwe vanga vatotanga kare kudya.
MR HAKATA
"Kana akaenda why are you delaying kunditora."
Precious my girlfriend akadaro. Ainditongesa kuti sei ndiri kunonoka kumutora.
"Hazviite ka kuti achingoenda ndobva ndatotora mumwe mukadzi vanhu vanobva vatoziva ndanga ndakazvironga."
"Hoo uchiri kuraramira vanhu nanhasi? But remember I'm pregnant vanhu vekumba vakazviziva hazvimire mushe. First child ndakamitiswa they understood that it was a mistake ko apa ndinonzii. Ita action Givemore or else ndouya zvakadaro."
Vamwe vanhu vekumba kwedu vaimuziva like sisi vekuNyamapanda vanga vakatomboonana. Mai vangu naBabra naGift vaingotaura naye pafone. Munin'ina wangu vekuHarare aimuziva though asina hake kumufarira.
Yes ndanga ndaendesa mai Gerald kumba kwavo kuti Precious auye but ndanga ndakunzwa kakutya mandiri kuzvipa mhosva kuti vanhu vanozonditii.
"No Precious give me some time to prepare. Handidi kuti utizire."
"Yaa that's my man."
Precious aigara ega kuMarondera vabereki vake nemwana wake vachigara kwaMurewa.
Aipota achiuya kuma sleep over kuimba yandaigara yandaibhadharirwa necompany.
Zvamai Gerald ndanga ndaneta nazvo ndicho chokwadi asi kuvaramba nechikonzero chekurwara kwavo ndaiona vanhu vachizondituka.
"Saka ndomira for how long?"
She asked ndikambonzvenga nzvenga kusvika anditi,
"Ndikapusa ndinoenda mbiri yekumitiswa. Givemore anytime ndiri kuenda kumusha kwako remember wakandiudza madirections."
Zvekuzoitwa surprise munhu aenda kumba kwangu ndaisazvida saka ndakamunyengerera kuti ambondimirira.
Kumusiya hwaitova hutsinye nekuti kumba kwavo vaitova vatamburi chaivo ndini ndaitomboita ndichivabatsira netumari.
Anyways days passed ndikazozvipira hangu kumutora.
Mai Gerald vanga vane 3 months vari kumba kwavo and pese ipapo handina kunge ndamboenda kunovaona ndaingotumira tumari.
Ndakaronga rwendo rwekunovaona then ndoudza hama dzavo kuti ndakutora mumwe mukadzi nezva mai Gerald handichada ndosvika riinhi ndichiti ndiri kumirira mukadzi murwere kuti apore ozodzoka kumba. Ko vakasapora ndoramba ndakamirira chete?
Pandakasvika vakafara vakamhanya mhanya kundibikira asi ndaiona kuti kuzvishingisa havo asi hurwere huchiripo.
To be honest ndakanzwa tsitsi. Obvious kuvaudza mashoko ekurambana iwayo vaifa.
"Maita basa mauya kuzondiona ndanga ndakutoti ndakarambwa zvakangwara."
She said smiling ndikatura befu.
"Haa kana kungoti kubasa uku vakutinyima ma off days sometimes ndopiwa 1 day off."
I lied zvaizoita here kuvaudza kuti ma off days angu ndinenge ndina Precious.
"Heya magonesa chaizvo. Ndine zvandiri kuda kuti mutaure nevanhu vekumba baba Gerald. Vana vangu vanorambidzwa kuuya kuzondiona. Vana vangu vane kodzero yekuuya kuzondiona. Ndakanzwa kuti Wadza akanga akutorohwa nabamunini Gift akazorandutsirwa naGerald. Hazvina kundiitira zvakanaka hangu ndizvo zvimwe zvichandinonotsa kupora izvozvo zvekunzwa kuti vana vangu havana kugara zvakanaka."
Ipapo hapana kundiitira mushe ndikatozviudza kuti ndichazvigadzirisa kana ndaendako.
"Zviri sei muri kufambawo here muchirapiswa?"
Her: "Ehe nditori nemuteuro wandiri kushandisa. Zvekun'anga tambomira takuita zvemapostori."
Anyway ndakaita 2 days ndiripo ndikazoenda kumba.
Ndakatanga ndabvunza vana vangu kuti vakagara zvakanaka here Gerald ndiye akati,
"Pano hapasi kuvaraidza baba. Dai zvaibvira taenda zvedu kunogara namai since secondary school iri imwe chete."
"Ah kugara kwana sekuru hakuite zvambonyanyoita sei?"
I asked akati,
"Bamunini Gift vari kuzonyanya kutonga kwacho zvekuti ndikasatosimba vasikana vanorohwa every day ava. Kunoona mhamha chaiko hatibvumidzwe ndiri seni ndinotoenda nekudzoka pasina aziva. Wadza paakaenda yakaita nyaya chaiyo hanzi basa rinoitwa nani."
Zvakandibata ndikati ndichanozvipedza.
Ndakazonoona amai nevamwe ndikatanga nekupiwa complain naamai.
"Mwana wako anonzi Gerald haana kunaka. Hanzvadzi dzake kana dzakanganisa haadi kuti Givhi adzirange sababa anotomirizika kurambidza. Hunhu rudzii ihwohwo handiti vana vakewo futi?"
Gift wacho akabva adairira hanzi,
"Anomisidzana neni zvekutoda kundirova anenge anondidheerera kuti ndakawonda iye akasimba manje muudzei kuti ndiri baba vake futi."
Ndakangovati,
"Ndichataura naye asiwo musangorova rova vana vasikana ava saWadza uyu akura anogona kutotora mukana iwoyo akatizira."
Mai vangu vakabva vati,
"Anenge agara achida kutizira kwacho hakuna anotizira nekuti atsiurirwei."
Me: "Vari kupota vachiendawo here kunoona mai wavo? Munovati vaendewo mai wavo vasazoti vana wavaramwa. Ndabva neikoko vachiti vana ngavambouyewo wavaone."
Ipapo pakabva pataurwa zvekuti Wadzanai akangoenda Friday asina kuoneka akadzoka Monday.
"Kuita kunge vanorambidzwa vana venyu kuita here ikoko. Givhi paakati ndirange mwana wangu agozive kukumbira kwete kurayira Gerald kuti ndaenda haa Gerald kumisidzana nababa vake ava kuti munoda kumuroverei ndikazoti Givhi mwanangu siyana nemhepo iyi."
Nyaya yacho yanga yatosiyana nemanzwiro andanga ndaiita ndakashaya kuziva kuti aitaura chokwadi ndiyani ndakazongoti,
"Okay akatadza shuwa ndichataura navo kuti next time vanofanira kutaura kuti vanoda kuenda kwete kungoenda vasina kutaura. Sezvo vari paholiday kudai this week ngavaende Saturday ino vese vozodzoka Saturday inouya yacho mai wavo vapedze chisuwo."
Hapana kunyatsodairika zvakanaka ndikaziva kuti shuwa vanovarambidza.
Pakudya ndakavaudza vese varipo kuti vana vachamboenda kwamai wavo.
Olinda akaita kuombera maoko kuratidza kufara achiti anga asuwa mai vake.
Takuda kunorara mai vakati ndimbosare vana vaende zvavo.
"Ko ndakanzwa kuti muroora wangu akatsika mwedzi."
Vakabvunza vachisekerera ndikabvuma.
"Ngaachiuya ka kumba wakutoita kunge wakafirwa nhai."
Me: "Pari kunditi womerei ipapo...."
Ndisati ndapedza kutaura Vakabva vati,
"Chii chiri kunetsa handiti mai Geradhi vakaenda. Tora mukadzi chete iwewe kana vazvinzwa unongovati ehe hauna ivo kuvaramba vanozodzoka kana vapora. Unenge vatovaramba zvakangwara unoti vachapora here vagodzoka?"
Zvaiita kunge zviri nyore kana zvichitaurwa nambuya Hakata.
Ndakavati ndichafunga nezvazvo.
"Hapana chinombofungwa apa. Munhu anongoudzwa kuti anozodzoka kana apora. Kana asina kupora haadzoke zviri pachena kuti pana mai Geradhi paya tangomirira nguva vachasvika kupi vaya."
Ndakazongoti ndichadaro asi ndaida kuzvipa nguva yekunyatsofunga asi ndanga ndiri pakati nepakati nekuti Precious anga atotakura mwana wangu and hapana pandaizorasa ropa rangu.
*MAYBE I WAS WRONG*
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
*WRITTEN BY S❤️BANDERA*
*Chapter 6*
WADZANAI
Ndakatadza kudya zvakanaka ndichidedera. Ndaiti ndikafunga zvandanga ndaona plus mashoko andanga ndaudzwa nabamunini hana yangu yaiita kunge ichabuda muhembe.
Ndakatozovhundutswa nambuya pavakati,
"Ko uri kudya seiko Wadza kana wakaguta vhara sadza iro kwete kunyobvora nyobvora kwauri kuita uko."
Ndakazopedza zvangu but pfungwa dzangu dzainetseka.
Pakunotora maplates ndakataimira bamunini vabuda mumba ndikazonoatora.
Handina wandakaudza ndaitya mashoko avanga vandiudza kuti ndikazvitaura chete ndafa.
Kubva ipapo kuvatya kwakabva kwawedzera mandiri.
Baba pavakauya vachitibvunza kuti takagara sei ndakatomboda kuzvitaura. Dai Olinda akataura yake yekubatwa mazamu ndaibva ndataurawo yangu manje haana kutaura ndakashayawo kuti ndotangira papi.
Takazofara patakanzi tinoita 1 week tiri kwana sekuru tichiona mhamha.
Mai vakafara vakatibvunzurudza kuti takagara zvakanaka here tikataurawo zvimwe asi zvabamunini hatina kutaura.
Sekuru baba vaHezel pavakanzwa kuti tiri kumba kwavo vakabva vatumira mari vakati tiende kuMacheke kunotsvaga hembe dzekubhero.
To be honest ndakati wadii kuti tinotenga new one pane kutenga mazitye.
Ndakazofara zvino ndaona bhero ranga rine dzinyowani.
"Dzemuma boutique hongu dzakana vazukuru asi dzinotengwa nevane mari vanomhanyidzana nefashion kuti yese yapinda mufashion vanotenga. Iwe ukaitenga nhasi uchaipfeka ka5 pagore uchiti ndeye kufambisa next year inenge yatobuda mufashion apa kwauri ichiri nyowani kuzoipfeka unonzi wakasara manje bhero ukagona hako kusarudza unenge uchikwikwidza pamamonya ipapo."
Ndisekuru ba Mucha vakatidaro. Tanga takajaira kuti baba vanonotitengera nyowani dzinosonwa dziya dzekuti village rese munogona kunge mune maskirts akafanana material zvese nedesign osiyana macolours chete.
Patakadzokera kumba takasvikirana
naBabra naEmily. Vanga vakatengerwa hembe nyowani dzemuma boutique dziya isu nemabhero edu taikwikwidzawo because anga akanaka.
Anyway Gerald anga ava pamba sezvo anga akungomirira maresults ake.
Ini naEmily tanga tava maform four vakomana vanopfimba vanga vakuwanda but wandaiona vese they were 4 or 5 years older than me of which ndanga ndakazviudza kuti ndinoda mukomana akandisiya ne6 to 10 years plus ndanga ndakazviudza kuti handiroorwe kwedu kuMacheke handidi kuti vabereki vangu vazive kuti nhasi ndarohwa kana kuti ndarara nenzara.
Gerald zvaanga ava pamba basa ranga rakuitawo richindirerukira nekuti aindibatsira. Asi kubika bhodho size 4 remakumbo riya ndaitoziva kuti manheru ega ega ndini ndinobika.
Mumwe musi Gerald akanditi,
"Ndiri kufunga kuenda kumacheke kunotsvaga basa Wadza."
Ipapo ndakada kutochema obvious bamunini vaizobudirira kutibhinya chete.
"Mhamha vakatii Gerry? Maybe you had forgotten, she said you are our protector."
I said maziso angu atozara misodzi.
"Ndizvo zviri kunditadzisa izvozvo. But I will talk to her ndinodawo hembe shaa plus paMacheke town padhuze apa ndinopota ndichiuya."
"Uchingoenda ndotosiyawo chikoro ndoenda hangu kunoita house girl. Handisare pano."
"Ah zvanyanyodii."
Ndakatanga kuchema ndikatomboda kumuudza zvandakaitwa nabamunini Gift but ndakati maybe haazvi believe.
"Chii Wadzanai?"
Me: "Ukaenda ndinofa nebasa Gerald, tinorohwa pano saka ukaenda it's either ndinoendawo kubasa kana kuti kunogara hangu namhamha."
Akambonyarara akazoti,
"It's okay I understand. But yebasa iyi inoda kugadziriswa tete Babra vari kuzozvinyanya. Chavanogona kugeza nekupoda voenda kuma shops maplates atinenge tadyira maskati havasuke ini kana gogo ndisu tinosuka."
Manheru acho Gerald akati tiite maduties ekubika nekusuka maplates . Tete Babra vakamboda kuoma vachiti vakura havangaitiswe maduties, bamunini Gift vakapindira kusvika tawirirana kuti ane duty rekubika ndiye anosuka zvese nekutsvaira panze 2 days per week per person.
Olinda akanzi haiite duty rekubika anongotsvaira mumba nekubatsirawo anenge ari paduty.
Zvanga zvava right pandainge ndisiri paduty ndaikumbira kunoona mai vangu. Ndaibvumudzwa zvangu but ndaitoona kuti vanhu havasi kuzvida.
There was the other day pakaitika rufu muraini medu gogo vakaenda munhamo. Ndanga ndisiri paduty hangu so ndakanorara kumba kwedu maskati iwayo.
Ndiri kuhope ndakanzwa kunge pane chaindifamba kumeso. Ndakatanga ndichaita nungo dzekumuka kusvika ndatozomuka kwakuona vari bamunini Gift zvavo.
Ndakaita kunge ndichazviitira wiwi ndikamuka ndikagara. Ndisati ndatora another action vakabva vati,
"Zvatichaita muno hapana anofanira kuzviziva. Ukazvibuditsa chete wafa."
Pfungwa dzangu dzakamhanyira kuti ndakuzobatwa chibharo pano.
Ndakatarisa door ndikaona kuti harina kuiswa chihuri.
Ndanga ndatova neplan yekutiza but he read my mind ndakanzwa vakuti,
"Haumbotize zvekundisiya. Inzwa ka Wadza hapana chakaipa chandiri kuda kuita kwauri. Ngatingowirirane chete ndiri kuda kuti udaiso...."
Vakabvisa trouser ravo vakabuditsa chinhu chavo ndikada kudaidzira vachibva vandibata muromo zvakasimba.
"Ukachema kana kudaidzira ndinobva ndaita zvacho zvauri kutya. Apa ndiri kuda kuti ungotambisa chete asi kana waramba ndokubhinya ndokusunga muhuro netambo ndokurembedza mudenga umu zvinonzi wazvisungirira wega. Saka ngatiwirirane kana uchida hupenyu kungotambisa chete uchipuruzira uchidzika uku."
Hana yangu yairova uku ndichidedera. It was my first time kuona chinhu chemurume ndaingoziva kemwana wedu Blessed nekuti ndaimugezesa.
Vakatanga vandibata mazamu, ndakavaruma vakaseka kwakuti,
"Haasati abatwa shuwa and handidi kutoabata ndozoita zvimwe. Chiita soo."
Vakandibatisa vakandiudza zvekuita but nekutya nekusatozvida plus kudedera kwemaoko ndakatadza.
"Iwe ndakuzoita ndichikubatawo ita so mhani kuvhura uchivhara tanga uchiita slow slow uchiita uchiwedzera speed."
Pavakada kupinza ruoko muhembe mangu ndakabva ndaita zvacho zvaidiwa vachibva vandisiya vakabata gotsi ravo vachiita sevanogomera.
"Itisa Wadza yeees yeesss wedzera speed."
I was in tears ndaitya kuurayiwa ndosaka ndaiita but ndainzwa kuti ruoko rwangu rwasvibiswa.
Vakandibata ruoko vachindiudza kuti ndiwedzere speed kuita zvawaida.
"Oh shit Wadza kani .....Wadza kaniii ....Wadzanai tambisa kusvika uku kuzasi uku bata bata izvi izvi ichiita uchisvinyanga svinyanga uchikanya kanya zvinonakidza zvisingarwadze."
Vakandibatisa zvimabhora vakandiudza kuti nditambise ndanga ndakuchemera pasi asi havana kuita basa nazvo vaitogomerera vachiita kakuchemerera vachiita vachitambirira uku vakabata gotsi vakaita kudhasharara.
"Chishama ndiitire mukanwa mako , idya uku uchitambisa izvi zvandakuudza."
Vanga vatonongedza pamuromo pangu nhai apa ndanga ndakagara ivo vakamira apa chainhuwa chaitooneka zvinenge zvimasadza.
"Ah ..aiwa..."
"Saka bvisa bhurugwa ndiite waramba zviri nyore ndanga ndichida kuitira mukanwa mako tobva tapedza."
Pandakanzwa izvozvo ndakati ndofa ndaedza. Ndakapoya nemumateya mavo ndikabuda ndichimhanya vakasara vachidaidza. Ndisati ndasvika kwagogo Gerald akaridza mheterwa achibva redirection yeku borehole ndikamhanya kwaanga ari ndichichema.
GERALD
"Ko chii uri kuchema?"
I asked her and pfungwa dzangu dzakafunga kuti arohwa nabamunini but ndakatarisa ndichiti ndingaone pakadhinda shamhu ndikashaya.
"Bamunini Gift....vandi..... Gerald handichade kugara pano."
Hana yangu yakarova ndikati,
"Chii Wadza bamunini vakuita sei?"
I prayed kuti asati vamu raper otherwise ndaivauraya.
"Vandibatisa.... vachinditi nditambise...vazonditi ndiise mukanwa mavo ndipo pandatiza...vanditi ndikazvitaura vanondiuraya....pane musi umwe futi wavakaburitsa vakati nditambise ndikatiza manje nhasi wandisvikira ndakarara kumba kwedu ndiko kwavari izvezvi."
Hasha dzandakanzwa ndakanzwa dzichidairira nemumaoko mangu ndikanzwa achiita kunge ari kufuta zvese nekuswinya. Anga asina hake kunyatsoti dyoo asi zvaakataura ndakazvinzwisisa.
"Wadzanai are you sure?"
"Ndinopika namhamha Gerry . Vakabata futi Oilnda mazamu musi uye wavakamurova."
Ndakabva paanga ari ndichiita kumhanya. Ndainzwa kuda kuvarovera kumadziro vafe zvavo.
Ndakasvika vachitobuda mumba mana Wadza vachisunga belt.
Zvekuvakudza ndakazvikandira kure. Panguva iyoyo ndaitovaona kunge mhandu yangu.
"Iwe uri kudei imomo mumba mehanzvadzi dzangu?"
Vakabva vafinyama kwakuti,
"Usandijairire nekuti wakasimba kundidarika Gerald. After all handirambidzwe kupinda mumba mevana vangu ko kana vachiita misikanzwa vachipinza vakomana mumba?"
Me: "Asi kuti iwe ubatise Wadzanai mbo*** yako manje hee? Umuti ashame uitire mukanwa make huumm?"
Handina kuvapa nguva yekupindura ndakavasvetukira ndikatanga kurwa navo.
He tried kudzosera but zvakatowedzera hasha dzangu ndikatanga kuchinyatsovarova vakadaidzira vachiridza mhere.
Simba vanga vasina zvavo hameno kuti sei vaisagona kutaura ivo vasina simba rekurwa.
Ana Babra naEmily, Wadza naOlinda vakasvika munhu azara ropa vakatanga kuridzawo mhere ana Babra vachiti ndakuraya hama yavo.
Babra akanhonga matombo achida kunditema ndipo pandakazobva pamusoro pavo nekuti ndanga ndakavagarira
"Anga achida kuraper Wadza. Musi waarova Olinda akamubata mazamu. Ndoti baba kumunhu akadai inini puuu imbwa yemunhu."
Babra akashamisika akabvunza Wadza naOlinda vakadaira vachibvuma.
"Haa kunyepa mukoma Gift nemadiro avanoita Wadza naOlinda havangambodaro. There is a secret behind plus Gerald unoda kuzvitonga pano iwewe manje ndakutofonera hama dzese kuti manyepera hanzvadzi yangu kuti anga achida kuraper Wadza. Anoraper Wadza kuti vasikana vasvinu vanogeza vapera here?"
Akabva paya akanga kwagogo bamunini Gift vakabvawo vachitatatarika ndanga ndavarova zvisingaite. Emily akateerawo hama dzake tikasara tega.
"Ndakutiza Gerald hapachagarike pano."
Akadaro Wadza achitochema.
"Asi wanga uchinyepa kuti vanga vachida kukuraper?"
Her: "Hii ndinganyepe here chokwadi vanga vachida kundiraper."
"Then keep quiet hakuna kwaunoenda mese naOlinda ndini ndichamira nemi. Mukabvunzwa taurai chokwadi chese kana zvikanyadzisa sei taurai. Kana zvanetsa nyaya yacho inotoenda kupolice. Olinda wakabatwa mazamu handiti?"
Akabva ati,
"Ehe vakandibata ndosaka ndakavaisira huriri mumagumbeze. Ndozvimiririra ndotaura zvese."
Ndakatoshamisika paakati ndiye akaisa huriri mumagumbeze abamunini.
End of chapter 6
❤️
😢
🙏
👍
😂
😮
54