Maybe Novels
February 16, 2025 at 05:39 PM
*Follow our Channel for more*
https://whatsapp.com/channel/0029VaMos7nAO7RLKNf1Ai1p
*STARLIGHT*
Maybe Novels
0716716574
Colossians | Vakorose
English
1:10 And we pray this in order that you may live a life worthy of the Lord and may please him in every way: bearing fruit in every good work, growing in the knowledge of God,
Chapter 9
*Tanaka.*
"Haaa Nicole haambodaro,"ndakarambira sahwira wangu pasina kana kufunga zvakawanda.Pazvinhu zvese ndakaona kuti haangamboenda kuma extremes iwayo.Vakaseka mai Mufundisi kwava kuti,"hapana anombodaro ufunge hako, tese tese tinotorambira hama dzedu.Vanin'ina vedu vakazotitorera varume wani?tinenge tichiti vanodaro?"
Ndakaramba ndakavatarisa ndofunga nyaya dzakawanda dzana mainini vaidanana nanabamukuru and she went on vava kuti,"even shamwari idzodzi, inyaya ngani dzawakanzwa dzekuti munhu aivimbwa naye zvekudaro ndiye akaita zvinhu zvamusingafungiri kuti angaita.Handisi kuti Nicole achadaro hangu, I'm just saying be careful, munhu haasi wekutemba naye."I sighed as nyaya hobho dzaiitika between friends and family ran through head.I told myself kuti Nicole was different kwakubva kwauya imwe African movie yeumwewo mukadzi akafunga kuti her friend was different until she was proven otherwise.
"Hey, usanyanya kufunga, just take your time pazvese zvauchaita handiti?tiri kuda kudya macake nekujaivha pamuchato wako isu.I'm sure kuti akaroora Royen anotozonyatsorongeka kudarika zvaakaita apa,"vakandidaro vaona ndava kunyanya kuda kuzama kubatanidza nyaya dzavo dzavaindiudza.Kutaura nezvaRoyen kwavakaita kwakandidzosera mukunyevenuka moyo nekungomufunga chete.He made me feel happy and at ease ndikati, "hameno, tinenge tichingoona kuti ndizvo zvaari kudawo here."
Ndakazoenda kumba ndichifunga way yekuzomubvuma nayo pamwe ndombofunga if kuvasanganisa naNicole was a good idea.Ndakasvika akarara neperiod pain Nicole wacho zvekuti anga asina kana energy yekubvunza zvaiva zvaitika.The following day makuseni ndoda kubuda ndipo paakati,"arisei Royen?"I giggled ndokuti,"aribho hake, akasvitsa shoko nezuro."
"Finally, ukati chii?"
"Ndikati handisati ndaziva zvandiri kuda, I couldn't say yes ipapo ipapo ka."
"Asi kuda uchida hako?"
"Kuda ndakada kare zvaunoziva wani, asiwo takati chii paya?"ndakadaro ndava kuseka akasekawo achiti, "haa bhoo, at least shoko rakasvika chete."
Royen wacho haana kumirawo kutaura neni pese paaiwana mukana.He would update me about his plans ezuva iroro and makuseni eMonday neWednesday takaonana asati aenda kubasa.Friday ndakasvika aripo achiti,"kamwe kabasa kangu kandaiita makuseni ndakapedza saka mazuvano uchange uchindiwana ndakakumirira pagate pese paunouya kusvika ndawana zvimwe zvekuita."
Ndakaseka ndokuti,"zvauchatopinda busy,"kwava kunzi,"kana zvinewe hazvina kana busy, ndinenge ndichitozvifarira."Akandisiya padoor pamother kwava kudzokera kuseri kwavo ndikasara ndoita basa rangu.Paanga ava kuenda akauya achinetsera kuperekedzwa sezvo anga ava kuziva kuti mother vanenge vaenda."Ndokuperekedza kupi nhaiwe munhu anenge achinopinda mumota?"ndakamudaro akati,"kusvika pamota pacho ka, wabva wandifungisa zvandinenge ndava kufunga kana ndikanyanya kukusuwa."
"Unenge uchifungei?"ndakabvunza zvikanzi, "well I daydream ndaroora tava kugara tese, ndisisina nguva yekukusuwa zvakanyanya nekuti ndinenge ndichikuona everyday, uchindiperekedza pamota kana ndava kuenda kubasa ndobva ndakupa kiss..."
"Hhhmmm iwe,"ndakadaro blushing akati,"Serious, pamwe pacho ndoona tichibuda takatevedzana umwe neumwe nemota yake going to work.Iwewe unenge wava accountant sedream yako then totevedzana futi pakudzoka tine vana vedu two Ivan na Iris."
"What?"ndakadaro ndichiseka tava kusvika pamota akati,"sha, ndiri kutoronga zvinhu newe mumusoro mangu uchiita hako zvekutamba zvauri kuita izvi."
"Amanaka, apa handisati ndabvuma futi,"ndakadaro kwava kubva ndanzi,"ndezvako izvo, unondibatira kumberi."
I giggled ndokuti, "ndakuda kutokubata izvezvi horaiti, handidi kuzonyanya kusara stereki."Akabva amira ndokuti,"Tanaka?"
"Heee?"ndakadaira ndikanzi, "wati chii?"Nekunyara kudzokorodza zvandaiva ndataura zvacho ndakabva ndati,"wazvinzwa."
"Okay, kuzvinzwa ndazvinzwa hangu but ndiri kuda kungova sure,"he said then he breathed in , kwakuti out ndokuzoti,"F*ck, hana yangu yakurova."
I blushed ndichiona achishaya zvekuita nekudiwa neni.Ndakabva ndatowedzera kumuda ndokuzovhunduka ndabatwa muchiuno malips ake achienda pane angu.He kissed me passionately breathing heavily against my mouth.Semunhu aiva aitwa kujumwa ndakambotanga ndakatensa but it wasn't for long semunhu aiva ari kubatwa zvakanaka.Muviri wangu wese wakabatira magetsi and I found myself responding to the kiss. He pulled me towards him zvekuti our bodies were in contact and I heard him groan holding me tightly.
His lips were so soft zvekuti ndakavhara maziso ndichinyatsonzwa kufamba kweropa nemuviri wese.Ndakazopedzisira ndaisa maoko angu muhuro make ndichinyatsoteerera zvandaipiwa. Akazondisiya ndokudhumanisa mhanza dzedu achibva ati,"waita basa, I wish dai zvaiita kuspender day rese newe but ndiri kufanira kuenda kubasa."
Ndakasekerera ndokuti,"ndokuona mangwana."Akasekererawo kwava kubva pandiri achimhanya kumota oti,"ndikada kutevedzera zvako hapana zvandinoita, totaura paphone."Akamutsa mota ndokuenda ndikasara
ndichingopera nekusekerera ndiri ndega kusvika ndaenda kumba.I told Nicole about the kiss akange ava kuti,"hii matokisana panze ipapo?"
"Hanti panenge pasina vanhu?"ndakadaro ndichiseka zvikanzi, "Tanaka ka, but ngazvigumire mukiss imomo, hatidi kuzonzwa zvimwe."
"Zvinengeiko ibvapa,"ndakamudaro tikaseka.Zuva raitevera ndakaenda kunoona Royen as usual but it was for nguva diki nekuti aida kuenda kubasa.Ndaingotendwa nekupiwa makiss kasingapere and I enjoyed everything.
Rudo rwaiva rwotsva and ndaiva ndobatsirwa nekamari kekuti kumba taiva totodyawo zvisvinu.Apa munhu wacho aiti kana ondibata ndainyatsonzwa parere moyo iye ndiye aizorega hake oti,"handisi kuda kuita zvinhu zvinoticosta pamberi apo, huya ndikuperekedze."Aiva master pakuzvidzora and I loved that about him.I felt safe naye zvekuti ndaisaneta kuvhaira naye kuna Nicole aibva ati,"ndosaka ka usingade kuti ndimuone."
Iye Nicole wacho akabva anzi ava kuenda kunogara nemunin'ina wamama vake kuGweru ozodzoka ava kunyora.Zvainzi kwaiva nateacher wemaths aigona zvekuti haana munhu waaidzidzisa achifoira."Amana ndichakusuwai,"ndakadaro ndichirevesa akati,"neniwo amana, but haa ndopota ndichimbodzoka ini ndichikuonai."
"Uchadzoka soulmate yako yava kusangana neumwe munhu muroad hameno zvako,"ndakadaro akaseka achiti,"handina kukuudza here kuti ndakapedzisira kusangana naye kare?anenge akachinja road, ndava kutonotsvaga umwe."Takarovana maoko tichiseka and akatoenda sure ndikasara ndichisurikirwa nekurara ndega.
However Royen was always there and nekufamba kwaiita mazuva I couldn't wait kuti ndive naye zvachose.Ndaiti ndikamutarisa so ndoona ndakakomborerwa zvekuti kuri kunzi ndaita mukadzi wake zvinhu zvaizonaka kudarika zvazvaiva zviri.Kuti ndinonokere futi zvinhu ndaiona ndazorasikirwa naye so ndakafunga kuita kuti ndiise zvinhu mugwara nguva ichipo.Ndakanzwa kahana kangu kutamba tamba ndafunga kuti maybe kurara naye ndoita nhumbu kwaizoita kuti zvandaida zvikurumidze zvaita.
End of Chapter
❤️
👍
😂
😢
😮
🙏
177