S❤️Bandera Novels
January 28, 2025 at 04:25 PM
*MAYBE I WAS WRONG* 🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹 Pinda muchannel uwane mamwe mabooks https://whatsapp.com/channel/0029VaVWIfZ6WaKpaHBRbF14 Main grp https://chat.whatsapp.com/Jer2F5ZfkyP45ndVX17CcX *WRITTEN BY S❤️BANDERA* 0️⃣7️⃣7️⃣4️⃣0️⃣1️⃣4️⃣2️⃣1️⃣9️⃣ *Chapter 17*-18 GERALD She was low very low, zviya zvekuti anosekerera zvekundifarira musi uyu zvanga zvisipo. "Eh watii kwakanaka here?" "Ndiri kukumbirawo kuenda kubasa musi wa31." "Wakatoriwana kare here?" She nodded ndikati, "Kupi?" "KuHarare ndinofanira kutotanga kushanda musi wa1." Ndakakwenya musoro ndikati, "KuHarare kure Wadza, wakamboenda kuHarare here ever since? And I know hausati, wadii kutanga nekuno kuMacheke?" "Saka ndinozokuenda zvaita sei kuHarare kwacho?" Aida kuchema ndainzwa matauriro ake. "Wakatsvagirwa nani?" Akanditarisa ndikaona maziso ake azara misodzi. "NaNison, handingakunyepere Gerry ndakatsvagirwa naNison." "Ndipo pafira nyaya yako ipapo dai ari mumwe munhu was better." "Gerry...." Me: "Ndatopedza newe. Unotondiita stupid Wadza. Ndimi vaya vanosimbisana kuti kutirova kutichatisa. Hakuna kwauri kuenda ukaenda zvenharo Wadza neni hukama hwapera." Akatanga kuchema achipukuta misodzi ichibuda chete. "Ndiite sei Gerald vanhu vese mandirambidza kuenda kubasa. Ndanzwa nekungotariswa humhandara ndichiiswa zvigunwe." "Ah iwe ndezvekuudza inini here izvozvo?" "Ndambonyara kukuudza asi ndizvo zvandinoitwa. Paya pawakarova Nison ndakatariswa gogo vakandiisa chigunwe. Pachristmas hameno akauya pawindow pedu kuseni kwacho zvikanzi obvious akavinga Wadza ndikajungwa jungwa futi. Zvinorwadza hako Gerald. Bamunini Gift vanenge vachitoda kuziva kuti ndanzi ndakakwana here. Last time ndakaedza kuramba vakapa pressure vese natete Babra." Misodzi yake yakandiudza kuti airwadziwa shuwa. "Asi gogo ka yaa zvakaoma. Ko Babra wavo vanotii naye wandakaona akakotamiswa nemukomana uya aifudza mombe dzedu akazodzingwa achinzi aba paya? Her: "Ndakati ngatinotariswa vasikana tese Babra akaramba zvikanzi ndiwe une musikanzwa." Me: "Haa zvine nharo zvepamba pedu paya. Unoita kunge uchakumbira Mwari kuti ndibvisei kudzinza rine vanhu vakadai." "Izvozvo ndezvimwe asi nhasi bamunini vandi...vandi...." She started crying ndikamubata ruoko. "Vakuita sei bamunini...tell me vaitwa sei?" Akatora nguva achichema achitadza kutaura hana yangu ikatanga kurova zviri fast. I prayed kuti zvandaifunga zvisava izvo. "Did he rape you? Wadza mira zvekuchema please, waitwa sei?" Ndanga ndakunzwa body yangu kudedera nehasha. "Vandibata mazamu Gerald kundidzvanyidzira kumadziro vakandikanya kanya. Apa ndivo vari pamberi kundirambidza kuenda kubasa." Akatanga futi kuchema ndikamubata ruoko zvakasimba. "Ndichanwa zvangu poison ndife. Hupenyu hwacho huri kurwadza." Hana yangu yakatibvura zvinorwadza ndikati, " No...no....no Wadza.... through away that mind okay. Siya zvese kwandiri." "Saka ndiite sei ndiende here kubasa kwacho?" "Hakusi kuda kutizira here uku Wadza?" Her: "Ah nhai Gerald anotizira anokumbira permission here. Nison akatonditi uchabatwa tiza uuye ndakutsvagira basa." "Ko pamwe ari kuda kutokutizisa, wasvika kuya door rokiiwa wonzi hauna kwauchaenda. Do you know that vakomana vanozviita?" Akazunza musoro zvekuramba ndikaona kuti pfungwa dzake dzichiri diki. "Nison haadaro, Babra akamufurira kuti andibate but haana kuzviteerera instead he warned me about her. Haangambondiitire hutsinye hwakadaro." "Munotodanana zvekudaro nhai? Kutodanana chaiko? Akadaira hanzi, "Ndomuda and anondida anondinzwisisa kutokunda hama dzangu dziri kumba uku. Amd I trust him." "Ndipe number dzake ndizotaure naye. Handina zvakawanda zvekukuudza Wadza. Life yedu unoiziva. Ukanozvitambisa hameno zvako unodzoka ukaitwa mukadzi nabamunini." She promised to be a good girl ndikamuti, "Enda unogadzirira zvekubasa, hautakure zibag unotakura hembe shoma kuti uzoita simba rekutenga dzimwe. Amai ndichanovaudza kuti wakuenda kubasa." Takaparadzana zvedu ndikataura naNison. Apa handina kumuitira hasha ndakataura naye zvakanaka. _"I'm sure hausi kunyepera hanzvadzi yangu kuti wakamuwanira basa. He loves you ndizvo zvaandiudza please don't disappoint me you guys. Ngaaite zvebasa achiri mudiki uya._" Him: _"I promise you tsano Wadza ari kuuya kubasa. I won't disappoint you ndomumirira akure._" Zvaiva zvenguva diki hazvo ndaida kuti pandinopedza course yangu ndochimubvunza kuti anoda kuita course yei. Ndakafonera mai Hakata ndikavaudza. Vakamboda kuti aiwa kuHarare kwaita kure achiri mudiki ndikavati ndiko kuti akure. Munhu wandaida kudealer naye apa was bamunini Gift. Avo ndivo vaizomuperekedza kubus stop musi wa31 January wacho. Kuswera mangwana acho ndakatorovha kuchikoro kwandaiita course yangu ndikanotaimira bamunini Gift kumombe. Kwavainofudzira ndaikuziva so ndakanovagarira kwavaizobva nako. Ndakavaona ndiri kure ndikakwira muzimuti ranga rakapfumvura zvakanaka zvekuti vaisambondiona. Vakasvika pasi pezimuti riya ndikaona vakutinhira kamhuru pasi pemuti uya. Ndakaona wave kusunga makumbo zvikatondishamisa. Vakatora imwe tambo vakaisa muhuro vakasungirira pamuti zvekuti mhuru iya musoro wayo wanga wagumha muti. Ndakaramba ndakanyarara ndichida kuona zvese zvaizoitika. Ndakaona murume mukuru uyo asunungura belt kwakutobvisa trouse rese kwakupaikira pabazi remuti. Vakaenda kumushure kwemhuru vakatobata bata sevanobata mukadzi, vakatotanga kushinha mombe. Vakabowa bamunini iyo mhuru iya yakadzikama zvayo. Ndakada kuvatsiura vari pakati pekunakirwa kudaro ndikazoti aiwa better ndivamirire vapedze game ravo. Vakabowa vakambundira mhuru vakapedza vachibva vazosunungura mhuru iya. Ndakanetseka ndirimo mumuti shuwa kushinga kugomerera pamombe nemazariro akaita vakadzi munyika umu. Type yese yevakadzi irimo munyika vakanaka nezvigunwe nezvigunwe koti vakashata, idzo mvana hadzo kuwanda ko vakafirwa zvavo? Munhu kushaya wekufadzana naye zvekusvika pakusarudza mombe. Ndakazodzika zvangu watova kure ndikavatevera, ndikavawana vakatovarairwa vakaisa ruoko mubhurugwa. "Eh bamunini." Ndakadaro nezwi rine kuvhundutsira. Pavakacheuka vachiona kuti ndini vakada kutiza but mheno chakavahaka gumbo vachibva vadonha ndikanovabata. "Hamuna kukuvara here bamunini?" Ndakavabata ruoko zvakasimba. Ndaivaona kuti vari kushaya zvekuita nekutya. Ndizvo zvandaitoda kuti vagare vachinditya. "Handina ko..ko.." "Musatye zvenyu ndini mwana wenyu Gerald. Ndakusuwai ndosaka ndati ndiuye ndikuonei. Makadii zvenyu Mhofu Yemukono." Vakadaira vachidedera ndikati, "Wadza ari kuda kuenda kubasa Mhofu munotii nazvo sababa vake?" Ndanga ndakuita ndichidzvanya ruoko rwuya zvinorwadza. "Ah hameno ndi...ndingatii?" "Muri baba vakezve hamushaye zvekutaura. Hamuonewo kuti zvakanaka kuti agouya negrocery muchidya?" Vakabvumira nemusoro ndofunga kwanga kwava kurwadziwa. "Bamunini moudza mukoma wenyu kuti Wadza akuenda kubasa nhaika? Musi wa31 momuperekedza ndimi kubus stop handiti." He nodded ndikawedzera kurwadzisa futi vakangogomera pasina kutaura. "Ndati mumuperekedze kubus stop handina kuti mumubate mazamu sezvamakaita musi uno handiti? Handina kuti isai ruoko mupant make kana kuti mumubatise chombo chenyu nhaika?" Havana kupindura kana kudii vakatarisa pandanga ndakavabata. "Ndapedza nemi musi wa31 Wadza mumuperekedze kubus stop mumusiye akwira." He nodded ndikati, "Motsvagawo zvimvana bamunini kana vasikana vachikurambai kwete kukwira mombe mukaonekwa nemumwe munhu munoripiswa kwamambo makuna kuna amunoita aya." Ndakabva ndavasiya vakashama muromo, havana kana chavakataura. Ndakafamba a distance ndikaona vakangomira vakanditarisa apa mombe dzavo dzanga dzapinda mumunda mevaridzi. MR HAKATA Nyaya yaGerald yaida ndiri paground saka Precious ndakamuudza kuti asiye nyaya yacho kwandiri. *Musamubvumidze kudzoka pamba anotonga zvekuti.* Ndiyo message yaakapedzisira kusenda ndikati okay. Mazuva akafamba Precious anga akuti sora rakumukunda ndikamuti achisiye zvake kusakura kwacho. Aingochema chema kuti dai ndawana mari ndamutumira yekuti ape vanhu ndima dzacho vasakura but manje ndaitozowana mari kupera kwemwedzi and zvese zvinenge zvatofa nesora. Ndakazonzwa nyaya yaWadza yekuda kuenda kubasa. Ndakatoziva kuti hapana zvimwe aida kutiza basa rekusakura manje ndakamuti anozoenda kana vapedza kusakura. Gift aisatowirirana nazvo achiti Wadza ane misikanzwa anoswera amitiswa kuHarare. Musi wa30 ndakashamisika Gift uya akufona achiti mukoma Wadza ngaaende kubasa kuHarare mangwana. _"Why mangwana basa rekusakura rapera here? Plus ndakati kuHarare kure wani?"_ Gift: _"Haa mukoma mwana ngaashande kwaanoda. Zvekusakura izvo ndezvimwe ndiye muridzi wemunda here. Ipai vana freedom mukoma ngaaende anoshanda ndiko kuti aonewo nzvimbo."_ Ndakashamisika nazvo ndikati, _"Handiti waiti ane misikanzwa here iwe? Ko akamitiswa?"_ _"Haa anonozvibata ava ikoko. Mukoma vana vanodawo mabhurugwa nehembe dzakanaka sevasikana imi hamukwanise kuvatengera. Mangwana ndiri kutomuperekedza kubus stop, zviri nani akashanda anotichengetawo._" Me: _"Ehoi ndimi baba vemwana itai zvinoita ikoko._" Ndaigodii munhu wacho achichinja ruvara every minute kunge rwaivhi. End of chapter 17 *To be on sale from chapter 21* 280 ecocash or 300 airtime before last free chapter 300 ecocash or 320 airtime after last free chapter Vari SA taurai nevari kuno vakutengerei kana kuti R40 Econet airtime yemushoprite or 300 -320 Zim airtime via Mukuru Ecocash number 0774014219 Bandera One Money 0715997347 Bandera Sub grp ratovako kare Thanks for your love and support😘 *MAYBE I WAS WRONG* 🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹 *WRITTEN BY S❤️BANDERA* *Chapter 18* WADZANAI Pandakaudza Nison kuti zvaita ndabvumidzwa naGerald akabva ati, _"Ndatobva kutaura navo tsano vangu but ndapiwa maconditions_" I laughed harder paakandiudza maconditions acho. We planned kuti aizouya musi wa30 then 31 kuseni tobva taenda. I started preparing zvekuenda. Hembe ndaiva nadzo hangu dzisinganyadzise pavanhu mai pavanga vachiripo vaititengera and vaiti munhu achingobva kurwendo ngaabvise hembe awache yobva yaiswa muzi monarch zihombe. Olinda ndiye akatondisarudzira dzimwe achibvisa dzandanga ndaisa. "Haufanire kuratidza kuti wabva kumusha Wadza. Mazilong skirts ndeeyi aya kutown kwauri kuenda." Aibvisa achiisa dzisina kurebesa. "I will miss you Olinda, be a good girl handiti, be careful bamunini havasi right." Ndanga ndakamuudza hangu kuti bamunini vandipfanya pfanya mazamu. "I will miss you more Wadza, about bamunini don't worry avo vakada kuzviedza futi vachakura vane mark yangu." We laughed but ndaiti ndikafunga kuti Olinda achasara nevanhu vane hutsinye ava ndaimbobatikana. Ndaizozvisimbisa hangu nekuti Olinda igandanga but yekurepwa haina ndiri gandanga. Hapana anorepwa achida, obvious anozama kurwisa ozokundwa simba. Kubva pandakataura zvekuti kubasa ndanga ndakuitwa benzi kunyanya nabamunini Gift natete Babra. Ndaiti ndikaita kana mistake yekudonhedza cup ndaibva ndanzi, "Ndiye munhu aiti anoda kuenda kubasa iyeyu ari careless kudai?" Ndanga ndisisarwadziwe nazvo hangu. Vaizongondishaya Gerald ndiye aizopedza nyaya yacho. Ndakashamisika musi wa28 bamunini Gift vakakasika zvekuti kuuya kuzovharira mombe. Vaisisvika padanga around past 6 manje musi wakauya kuzovharira kuma to 5 chaiko. Ndaisvotwa ndikafunga hunhu hwavo. Vakangobva kudanga kuya nekuuya kudara rema plates kwandaiva. "Wadza ugadzirire kuenda kubasa kuya handiti." I was shocked zvekutodonhedza plate yandanga ndakabata. "Ehe ndizvo zviripo mwanangu ita uende kubasa. Baba vako ndichataura navo inini havamborambe." Ndakangoshama muromo ivo vachibva vatobva. Nguva dzekubika bamunini vakabva vati, "Amai ndazofunga Wadza ngaaende kubasa." Babra akabva ati, "Aiwa kuti zviite sei ndisare ndega pano? Anyanya kukoshei Wadza wacho?" Bamunini Gift vakabva vaita kumira kwakutanga kutaura, "Ndati Wadzanai ngaaende kubasa. Zvekuti akoshei hazvina basa zvekuti Babra achasara nani hazvina futi basa. Ko dai mai vake vanga vari pano chii chaiitika?" Gogo vakapindirawo vachiti ndisaende bamunini vakati, "Musha hautongwe nevakadzi. Ndatopedza Wadza gadzirira uende kubasa. Iwe Babra kana uchida kuenda hapana anokurambidza." Vakabva vagara pasi kuratidza kuti wapedza shuwa. "Wazofungei Givhi inga waiti haaende nekuti ane misikanzwa wani?" "Amai ndati Wadza ngaaende kubasa kudzvanyirira vana kuya. Zvemisikanzwa yake hameno hake. Akaita mimba handiti inenge iri yake. Anoona zvekuita nayo nekuti ndiye anenge akaitakura." Tete Babra vakachema kuti vakusara vega Olinda akati, "Ndiripo wani munoti masara mega pakudii?" "Haa ibva apa iwe kamwana kadiki ndotaura nyaya dzedu newe. Chako kuita husmart chete handina nyaya dzinowirirana newe." "Muchajairana zvenyu ndiye ari kusara pano Olinda." Olinda pabasa anga ava kuita but aisada kutumwa. Smartness yake kubva zvaakatanga kuenda kusecondary yanga yawedzera. Aisambosvibisa masocks aizomapfeka asvika kuchikoro. Pakuuya kumba aimabvisira pachikoro hanzi anozosviba akaramba kuchena. Pakurara Babra akatora nguva achipopota achiti sei ndabvumidzwa. "Tete muri kuitirawo noise neni ndisina zvandiri kuziva madii kunotongesa hanzvadzi yenyu iriko kuspare kwayo." Her: "Ndiri kuitira kuti Wadza wacho arambe. Pano mhai vanosara nani?" Olinda: "Nemika vana wavo maida vasare nani? Munoti tese pano tichagara kusvika amen here ini ndikanyora form four ndakutobvawo." Vakaita kunge vacharovana naOlinda ini ndiri zii zvangu. Ndaisada kuziikanwa naBabra kuti ndine fone so Gerald ndakazomuisira message mangwana acho kuti bamunini Gift vakandibvumidza kuenda. Akapindura hanzi, *I told you kuti siira zvese kwandiri. Musi wa31 vachanokuperekedza kusvika kubus stop kuna Nison vokusiya vakwira.* Me: *iii zvinoita here kuti vazive kuti ndiri kuenda naNison?* Him: *Ehe ngavazive, musazoite zvinonyadzisa naNison wako iyeye. Ndinozvituka kuti ndakakubvumidzirei kuenda.* I promised him kuti ndichanoramba ndiri good girl. Bamunini vakazonditaimira ndiri ndega kwakunditi, "Wazviona ka kuti ndinokuda sababa vako? Vanhu vese were against kuenda kwako kubasa but ini ndiri 1 ndakamira mira kuti uende." "Makaita basa shuwa." Him: "Kana washanda please return the favor. Ndinodawo hembe because dai pasina ini ungadai usiri kuenda kubasa kwacho." "Okay ndazvinzwa." I replied kuti zvindibve. Havanawo kuzoda kuramba vachitaura. Olinda paakazobva kuchikoro akati tiende kumvura. Ndakatoziva kuti kuda kunyeya hapana zvimwe. "Wadza tell me, why bamunini kungochinja all of a sudden?" Me: "Zviri kundinetsa ufunge apa hanzi uzonditengerawo hembe nekuti ndini ndaita kuti uende kubasa." Akaseka kunge achadonha Olinda. "Saka uchavatengera?" "Ndinenge ndaiwana kupi zvangu mari yacho? But bamunini ndofunga vane zvavakaudzwa naGerald chete coz akati ndisiire zvese kwaari." Anyway mazuva mashoma anga asara kuti 31 asvike iwayo dai Babra akawana poison aindiisira. Aibhidhaira achiridza tsamwa pamwe pacho ainditsika tsoka tichipesana oita kunge mistake oti sorry. Gogo ndaisavanzwisisa kuti vari papi chaipo. Mainini vaisada futi though vaisataura zvekunyatsobuda pachena havo. Musi wekuenda we hugged naOlinda. Ndikanzwa kuda kuchema kuti ndakusiya mwana wamai wangu. Iye aibva andibhabhadzira musana. "I will miss you Wadza but anyway hapana paticharamba tichigara tese forever. Uzonditengerawo hembe nebhutsu." Me: "Ndichatanga kukutengera fone topota tichitaura." Bamunini Gift vakandidaidzira vaona ndaramba ndichitaura naOlinda. "Achihera time is important munosiiwa nebhazi." Takapwipwinyika naOlinda coz kubva pawakandibvumidza kuenda kubasa vanga vakunditi aChihera zvekunditi Wadza zvanga zvava zvishoma. Ndivo vanga vakatakura bag rangu vachisimbisa yekuti ndizovatengere hembe. Ndakaudzwa nesize zvese nelabel yawaida. "Usazokanganwa fone, ndinoda inopinda pawhatsaap ine memory hombe wanzwa." I nodded ndanga ndaneta nekubvumira ini. Takasvika paiva naNison vakakwazisana akaudziridzwawo Nison wacho kuti andichengetedze. Gerald akazosvika ndikaona bamunini mufaro wava mushoma. "Ndiko kuti baba uku kwete kuita kutaura nemuromo ndiri baba wako Wadza pasina mabasa acho ehubaba atinoona. Magona Mhofu." Vakazhinya zvine kutya mukati. Bhazi rakauya tichibva tapinda zvedu, ndakaona bamunini naGerald vakufamba peroad inonanga kumba. "Eish ndasununguka manje, unoziva ndanga ndichitya kana kukosora chaiko, ana Mhofu vanongotyisa so." Akadaro Nison abata rwoko rangu achiratidza kusununguka shuwa. BAMUNINI GIFT Ndaitombofunga kuti Gerald akazora mafuta eshumba ini. Aingova nekakutyisa though aiva mudiki zvake kwandiri. Kubva paakandizvambaradza ndanga ndakumutya zvekutodedera chaizvo. Kunzi kundidzokorora futi ndaifa ini. Patakakwidza Wadzanai bhazi ndaiti achaendawo nedirection yake but to my surprise akabva atotanga kufamba neni takananga kumba. Aitooneka kuti ane kahupenyu kari nani kudarika kaairarama ari kumba. "Magona bamunini ndizvo zvinoreva kuti muri baba kwete kukanya vana mazamu mozviti muri baba wavo." "Yaaaa." Ndizvo zvandakapindura .Ndaisaziva kuti nyaya yacho yaida kuenda kupi saka ndakakasika kunyarara. "Mukoma wenyu makavaudza here kuti Wadza akuenda kubasa?" I nodded achibva ati, "Munodaira nemusoro kuti hamuchagone kutaura here bamunini?" Ndakabva ndadaira faster faster, "Eh..ehe ndakavaudza nezuro vakada kuramba ndikavati aiwa ngaaende vakazobvuma." "Yaa makagona, ko muchatitsvagirawo riinhi mainini nhai bamunini. Kana zvichinetsa ndokubatsirai kutsvaga." Ndakatsenga tsenga mukanwa ndikazomuti ndinoda kupinda musango kunozvibatsira. Paakabvuma ndakati chance given ndini uyo nemusango kuenda kumba. Ndakazobudira kudhuze nekumba. Mazuva akafamba kana kuzomboonana naye Gerald. Three months dzakapera ndisina kubata mombe sezvandaisiita. Kubva pandakaziva Kuti Gerald azviziva ndakabva ndambomira. Ndanga ndakazvitanga kare sekutamba kusvika zvakutondinakidza ndakutozviita every day. Ndaiti mbudzi ndoti mombe zvese. Mbudzi dzaibhowera kuchema asi pakunaka mbudzi kumberi. Mbudzi ndaitamira dziri mudanga kumafuro mbudzi haibatiki. Mumwe musi mai naBabra vanga vaenda kumunda wedu wekuzasi Olinda anga aenda kuchikoro. Ndakafunga kutapudza huturu sezvo ndanga ndagarisa. Pandakangofunga zvembudzi yandaisikwira zvakabva zvatoipa. Mafeelings akauya zvekuti ndakazosvika kudanga kuya ndatovhura zip ndatoburitsa kare. Ndakaibata mbudzi musi uyu yakaita noise kuda kwanga kwava kugarisa hameno. The more yayaichema was the more yandainzwa kunakirwa ndonyatsoirovera kumberi. Pandanga ndakunzwa kuti ikozvino ndakuda kupedza manje zvakunakira kupera ndipo pandakanzwa, "Hii bamunini hamunyare muri kuita sei?" Hana yakarova ndikaizvomora zvikarasikira pasi. Kucheuka kudai anga ari Olinda anga akadongorera nepamusiwo. "Hii hiii bamunini munoshinha nembudzi?" Akabva pamusiwo paya ndikabudawo ndikati, "Iwe inguvai dzino hauna kusvika kuchikoro ka iwe?" Her: "Vharai zip iyo muchatimitisira mbudzi apa." Kunodai shuwa zip ndanga ndisina kuvhara zvinhu zvese zviri pachena. "Saka bamunini munoshinha nembudzi puu munosemesa imi." Aidaidzirisa apa pamba pedu paiva pedyo neroad ndanga ndakutya kuti vanhu vanozozvinzwa. "Iwe iwe ukwane wanzwa ka? Hauna kusvika kuchikoro ka iwe?" Mai naBabra vakabva vasvika vakabudikira nekuseri kwemba. "Gogo imi bamunini ndavawanikidza vachinyenga mbudzi." End of chapter 18 To be on sale from 21
❤️ 😂 🙏 👍 😢 😮 46

Comments