S❤️Bandera Novels
January 30, 2025 at 10:41 AM
https://chat.whatsapp.com/CC3RGRR6Py9J4tejFQooNg *Chawagona Hapana* _Collaboration written by_ S❤️Bandera 0️⃣7️⃣7️⃣4️⃣0️⃣1️⃣4️⃣2️⃣1️⃣9️⃣ & Nitha Chihelele 0⃣7⃣8⃣0⃣3⃣6⃣8⃣4⃣9⃣2⃣ Chapter 8 Prisca "Wakutomuka pasina morning glory?" I asked ndatoona kuti munhu angatoende tisina kufadzana. Ndanga ndazobvisa skin tight pakati pehusiku. "Ndakaona wakapfeka skin tight ndikati pamwe uri kuda hako kumbozorodzwa." "Uummm dad dzaingova hasha paya, you know handidi newe so ukanonoka kuuya ndinofunga kuti wakuita zvevamwe vakadzi. " I said ndichimubata bata, ndaiziva pekumubatira munhu wangu akabva atopera basa but akakurumidza kupedza which was unusual him. Pandakamuudza akaseka akati, "babe kani ndizvo zvinoratidza kuti unondigonera. Ndichauya ndichikupedzerawo manheru ndokuti nhasi wese uswere uchindifunga." Kwakubva atobuda muma blankets achinogeza. Ndainzwa kuti handina kusvitswa chaipo so ndakaramba ndakarara. Pandakanzwa kuti apedza kugeza ndakabva ndavhura makumbo angu, I wanted him kuti adzokorore. Zvino paakasvika akabva atotarisa kuside akatanga kutsvaga hembe dzekuchinja. "Baba Juju wandikuwadza, saka wati ndiswere ndichirwara here?" Akapindura akatarisa kuside hanzi, "ndouya ndichikupedzisa manheru ndadzoka, ndinganonoka kubasa. " Nezvandainzwaka manheru aitozondinonokera aigona kutosvika ndazvifadza nebanana. Ndaiziva kuti achacheuka chete saka ndakaramba ndakavhura makumbo. Shuwa akazocheuka akangotarisa mbichana kwakunzvengesa maziso. "Wakazotii nezvandakakuudza zviya mai Juju?" Akandibvunza akatarisa kuside ndikaedza kufunga kuti airevei ndikatadza kurangarira. Ndakamubvunza kuti nezvei akati, "ndakati ndonza wani." Maziku feelings ese akabva atiza ndikavhara makumbo angu ndichiridza tsamwa. " So you are comparing me nemukadzi wako, ndosaka wandisiya ndisina kuguta? Asi ndiye wawakakwira nezuro?" Ndanga ndakupupuma nehasha akauya achida kundipa kiss ndikanzvenga kwakuti,"Eish babe why kundifungira nhai kuna Chipo handiende I swear. It's only kuti I used to those things , that's why ndakakuudza kuti ndozvida. That alone must click into your mind kuti Phineas anokuda. " Ndikamuti, "I told you kuti ndiwe unozvida sakaa ndidhonze ukaramba. Ini ndiri wemu 20th century saka usandifananidze hako namai Tadiwa wako hatife takafanana. " Akada futi kundipa kiss ndikaramba akati,"sorry babe handiti, ndichangojaira zviripo. Chirega kuramba wakanditsamwira handiti." Kutsamwa ndiko kwandanga ndakatoita manje anga atondipa kufungira kuti ane waakakwira nezuro ,kana vasiri mai Tadiwa hameno, but kuna mai Tadiwa haa I doubt. "Ndakakuzvarira mwana mukomana wani napo pawakati panoita kunge pemwana mudiki. Wacho wakashongedzwa wakakuzvarira mahure ega ega wani. " I said ndichida kumutokonya worse and he kept on apologising. Musi uyu handina kumuperekedza kuti ndinosiya ndavhara gate like zvandaiita everyday. Akambondiudza hake nezvazvo the other day achitoseka kuti handina kushongedzwa like zvakaita mai Tadiwa. Dai akangondiudza kuti ndigadzirise pasina kuisa zita ramai Tadiwa mukati maybe ndaimboedza kudhonza manje that comparison ndiyo yakandisvota. Akaita kunditi mai Tadiwa akasenga wangu, and good size yema tin* saka iwe dhonzawo. Ndakabva ndatomuchenamira kuti handisi that generation yaizvirwadzisa in the name yekufadza murume. To be honest my sisters paaidhonza ndaitovaseka ndichiti KO vakaroorwa nevasingazvide vachazvidambura here. Semwana gotwe ndaiyema chaizvo vakatombonditi huya tikudhonze ndikaramba. Now ndawana dhara rinozvida I tried kudhonza kwacho ndikasiya ndanzwa kurwadza and pasina kana sign yekukura. Ndakazobuda hangu late hasha dzava nani. Mai Tadiwa kuda ndiho huwife material here vaikasika zvekuti kumuka. Mazuva ese ndaimuka vapedza kutsvaira, vakambotanga vachiti ngatiite maduties ekutsvaira, ndikangoudza Phineas kuti avaudze kuti maduties ndeeyei sezvinonzi tiri kuita maduties kupindirwa mubedroom nemurume. Havana kuzozvitaura ndivo vanga vakutsvaira every day. Ndakazobuda hangu gate kwakuona hezvo pagate pedu pane musika. Paiva netunodyiwa nevana mazap nema sweets netwumwewo then matomatoes and onions. Ndakatoona ivo mai Tadiwa vachisunga muriwo. Ndakada kuseka but ndakazvidzora ndikati, "mudzimai wanhasi." Zvikanzi, "Ah mainini ndingaitei hangu handiti makanzwa paya ndichinzi kufamba ndanyanya. " Ndikavati, "ho saka ndivo vakakupai Mari yebusiness?" Vakaseka zvavo hanzi, "ini kupiwa Mari nababa Tadi ndingasati mashura. Chero nezuro pataiita shopinga yema uniforms evana ndivo vaibuditsa mari ini changu kwaiva kusarudza zvandaida. Iyi Mari ndiyo yandaiita zvekuwachira vanhu ndichisungirira. Ndatoti better kuita zvemusika hangu vana vangu havazoshayewo chekuisa muma lunchboxes avo. " Ndakanzwa kurerukirwa zvekutotura mafemo. Dai vakangoti vakapiwa Mari nemurume wangu ndaimutevera kubasa ikoko kunomuti ndiri kudawo yangu .Ndakatandara navo ndichida kuona kuti zvaifamba here. Maybe ndanga ndajaira mari yemuwando hameno handina kuona kunyanya kufamba kwazvo ini though ivo vaitoti zvaifamba. Pakapera 1 week ndisinganyatsotaudzana zvakanaka naPhineas nenyaya yekunditi ndidhonze. Iye aindinyengerera hake ini ndini ndaiomesa musoro kuda kuramba ndichinyengererwa. Chimwe chaindinetsa aisandimanikudza sex like what he used to do kumashure. Kare ndaiti ndikarambira makumbo yaaita noise kana kutobvarurirwa pant chaiko. Akazouya the other day achiti mari iya yakaita but I was surprised kuona achindipa 700 us chete. "Pa 2 thousand yese kundipa less than half here Phineas? Asi imwe wapa Mai Tadiwa?" Ndikanzi , "babe don't forget kuti ndakakwereta Mari yekutengera vana zvekuchikoro plus ndakabhadhara Mari yeschool fees. Payauya 2 thousand ndadzosera munhu wandakakwereta plus I had to pay school fees yenex term in advance. Ndiyo mari yasara iyi mai Juju." Aitoona kunge indiudza zvine musoro. Handina kutambira ndikati, "ndoidii sick money iyi, I promised mhamha kuti ndichavapa 2 thousand dollars you had promised me. Now you are telling me nonsense dzekuti wabhadhara school fees ini advance. Vana ngavaende kunodzidza kumusha mhani kusingadhure. Iko wamanikidzwa here kubhadhara in advance kuda kuzviita munhu akarongeka here?" Ndaipopota ndichiita kunge ndichamujunga junga musoro. "Haa babe ndiyo Mari iripo tambira iyoyo or else ndoitora hangu ndoipa...." Akabva anyarara ndikati,"pedzisaka kuti woipa mahure ako. Ndiri kuzviona hangu kuti Uri kuhura handisati ndane proof chete. " "Haaa mai Juju too much insecure yaunoita inondibhowa. Hauna kundiwana ndiri jaya ka wakandida uchiziva kuti kuna mai Tadiwa saka hazvifanire kukushamisa kana kunzwa kuti ndine mumwe. " Ndakashamiswa nemashoko ake ndikamuti adzokorore kumataura akangozhinya kwakuti, "haa was joking babe , ndokuda wani asi hauzvione. About mhamha just tell her the truth kuti mukuwasha wavo abhadharira vana vake school fees nekubhadhara zvikwereti. I think vanonzwisisa." Ndikamuti,"ah ndonyara ini ndakuichengeta uzondipa imwe ndiwedzere ndozovapa yakwan ." Ipapo akakwenya musoro akati," mari yemadhiri haisi yekutemba inogona kusawanika saka vape iyoyo." Ndakadzokorora kumuudza zvekuti kana achida zvamai Tadiwa ngandiendese kumba kwedu iye kwakuti, "Chipo akashongedzeka hake yes but handisisina feeling naye akakwirwa nemumwe murume so ndinongoti maybe anondi compare. Iwe ndiwe wangu asi manje shanje dzako turns me off. Unozozvinyanya. " Ndakanyarara kutaura asi ndainzwa kuzarirwa chaiko. Ane chimwe chokwadi chaanga ataura changa chandivhundutsa saka ndakasvika kudzikama ndikazviudza kuti ndichataimira munhu wangu ndega. Musi uyu ndakamumanikidza kuti andidye zasi zvaaimboita ndisati ndana Junior. Akamboramba ndikamuti,"saka Uri kuhura Phineas why kundisema? Kana usingahure ndilicke." Ah kuda kutamba nesu ama 2k ndakamuchemera kusvika andiita zvandaida chaizvo kwakuzopedzisa hake neiyoyo. Mangwana acho ndakatanga ndaendesera mhamha 700 iya vakatoshamisika kuti sei yauya shoma. Ndakangovati ndiyo yaanga awana zve 2 thousand zvanga zvaramba. Ndakazeza kuvaudza chokwadi vaizondiudza kupusa kwese vakatondiwedzera stress pane imwe. Ndakadzoka ndikanotandara namai Tadiwa pagate ,musika wavo waitokura mufunge vanga vatova netunhu twakawanda wanda. Ivo vanga vakuonekera chero skin yanga yakuratidza kunaka zvakandipa kuvabvunza kuti vaizorei vakati," ndakadzokera kushandisa gentle magic kit yese. Ndanga ndakasiya kare Baba Tadiwa vasisatenge saka apa ndakuzvitengera ndega. " Ndikavati, "hoo ndanga ndati pamwe ndivo vari kukutengeraika sadady. " Ndakapedzisira kutaura ndakuseka seka vakati, "ewo Baba Tadi vakazviguma kare ava. Ndikafunga chakadya rudo rwedu ndinombochema. Baba Tadi chihure aiita but he would respect me, achiprovider for vana vake . Even zvekushandisa gentle magic kit ndiye akatondidzidzisa ndikaona ichindibvuma. Akazongopanduka murume wangu , especially pavana apa panondishunguridza. Vana vangu havachazive yoghurt yavaisiunzirwa." Vanenge vaitoda kuchema , kuda kuti ndifeele bad manje ndakabva ndati, "ah zvainzi nevanhu murume haasi mwana wako. Asi ini ndikanzarwo ndoenda kumba kwedu handinyengerere hangu. " Zvikanzi, "ini handiende ndega, handina kubva kumba kwedu ndichiita zvekutiza, Phineas akauya kumba kwedu kunondikumbira akabvisa Mari kuti anondida. Saka mabvisiro aakaita Mari yekuti anondida ngaachibvise futi yekuti haachandida. Ndinorambwa negupuro remombe ini kwete nezig hazviite . As long asina kundiendesa kumba kwedu handiende ndinofira pano ndichigarira vana vangu. Ndatojaira kugarira chikafu chete." Ndakatoona kuti vaiti ndini ndsivashayisa rugare manje handina kuita hanya nazvo ndikatoti, "ah ini yekugarira vana handiite hangu, ndinourayiwa ndozotadza kuvachengeta. Ndinobva ndichiri mupenyu, semi munorohwa imi makashinga." Zvikanzi, "akandirova this time ndinomusungisa, akamboita community service anoita bhoo. " Ndikavati ko basa rinoperaka achiita community service zvikanzi, "pamwe basa rikapera anodzikama ondionawo semunhu. Anozongotsvaga rimwe. " Handina kuramba ndichitaura nezvazvo ndanga ndawana zvekuudza Phineas. Vanga vagarisa vasina kurohwa saka ndaida kuti vamborohwe. Paakauya Phineas ndakamuti, "mai Tadiwa wako, vanga vachitoti dai basa rako rapera wambodzikama Uri kunyanya kuvavhairira. " Zvikanzi, ",haiwawo siyana naye uyo ane bitterness yekushaya anomukwira." Handiyo mhinduro yandaida mhani, ndaida kuti aite hasha avarove tione vakaenda kumapurisa kwacho. "Vanga vachitoti murume wavakarara naye anogona kukudarika, hamemo ndizvo here vaiti ane hombe kukudarika. " Ipapo ndakagona shasha yakabva yangosiya chikafu kwakunanga kwamai Tadi , hapana kutora nguva ndakanzwa yava mhere mai Tadiwa ndivo waiva nevoice repamusoro kuchema, vana wavo vainzwika futi. Ndakabva ndatanga kuridza hangu radio song yekuti Ebenezer kwakuisa volume yepamusoro. End of chapter 8
❤️ 😢 🙏 👍 😮 😂 43

Comments