TRICIA NOVELS 💚💚💚
February 15, 2025 at 05:41 PM
FOLLOW TRICIANOVELS WHATSAPP CHANNEL FOR PREVIOUS CHAPTERS AND OTHER BOOKS WRITTEN BY TRICIA 💚💚💚
https://whatsapp.com/channel/0029VaY7chX3AzNKqkycwZ1q
TRICIANOVELS NOVELS MAIN GROUP LINK
https://chat.whatsapp.com/CWPcNO2QC6R7TX4p2Z6IwH
FOLLOW ME ON FACEBOOK 👇👇
https://www.facebook.com/share/18t57pkAkg/
*THE BLAME LIES WITH MY PARENTS 😭😭😭*
*WRITTEN BY TRICIA 💚 💚💚*
BOOK 10
PLEASE READ, COMMENT, LIKE, AND SHARE
CONTACTS: 0780677763/ 071143699
CHAPTER 5
Ndaive ndatozvipira kuti ndotongonoda hangu sir vacho ndiwane zvacho zvandaida pane kuti ndife nenzara. I know kuti vamwe muchandishora henyu but ndizvo zvaitovapo. Imagine kuita 2 days usina chawadya apa uri mwana mudiki like me, ndaiita sei chaizvo ndiudzeiwo. Ndakaenda kuoffice kuya ndikawana varimo ndichibva nsasvikomira ndichishaya kuti ndotangira papi chaizvo. Apa ivo kuzoramba vakanyarara aaah ndakambogaya kubuda but nzara manje aive ma1. Ivo vakazongoona ndati zii kudaro vachibva vati
"Wazofunga zvakanaka here, wauya kuzondiudza kuti unondidawo here semadiro andokuita"
"Ehe"
Ndozvega zvandakakwanisa kutaura ipapo, ivo vakabva vaseka zvavo ndokusimuka vakakiya door ravo ndokundibata muwaist and it was all new to me ndaive ndisati ndambozviitwa. Vakaita time vakadaro ndokuzoti
"This is the right decision yawaita apa you will never regret I promise"
Ndakaita kumedza mate aipisa coz kamubatiro kavaive vakandiita ndaisafila comfortable zvachose. Vakabva vatotanga kundikisa aah ndakazongovasundidzira ini ndichinomira kudoor chaiko. Ivo vakatoseka kunge pane chainakidza ipapa. Vakazoti
"Uchange wave kundikumbira izvi, trust me zvinonakidza izvi"
"Sir ndanga ndichikumbirawo chikafu ndonzwa nzara"
Ndakangozoyerekana ndataura ko moti ndainzwa nzara yekutamba here? Aaah paive pakaminama hama dzangu. Ivo vakangopinza ruoko muhomwe kwave kuburitsa $2 ndokunditambidza. Ndakazeza kugashira zvekuti vakazondimanikidza vachiti ivo vaive vasina kubika saka ndaifanira kunotsvaka chikafu ndodya. Nekuda kwenzara ndakaitambira ndichibva ndati
"Maita basa sir"
"Next time don't call me sir, ndonzi Ben ini"
Ndakangogutsurira musoro ndichibva ndatobuda paya apa ndaitya kuonekwa nemamwe mateacher but handina. Ndakazonotsvaka mabuns nedrink kumashop ndikadya ndakavanda coz ndaisada kuonekwa na anyone. Yeah ndaitoziva kuti zvandiri kuita azviiti but maida ndiite sei hangu.
Mazuva akafamba ndichionana nasir vaya zvekubira bira plus vaive votondivigira lunchbox kuchikoro coz ndakazenge ndavaudza kuti ndaibva ndisina kudya. Life yaive yotonakidzawo ndave kutogara ndine mufaro pachiso. Uniform vaive vatenga but kuti ndiipfeke ndaitya coz ndaizobvunzwa kuti ndaiwana kupi ndoti chii nhaimi. Rimwe day iri Friday Ben akazonditi
"Ndoda uuye kumba kwangu paweekend hanty unokwanisa ka?"
"Ummm, handizivi but gogo vakandituma kumashop ndogona kuuya."
"Unotofanira kuita zvekuti uuye coz ndiri kutokuda chaizvo. Hanty kwandinogara unokuziva ka? And paunouya usapinda nekugate unouya nekufence uko kune kunopindika ikoko"
Ndakazongobvuma nekuti ndaivewo ndotobatsirika saka kana ndaizoramba vaigona kurega kuzondipa chikafu asi hana yairova zvisingaiti. Kumba kwavo ndaikuziva and vaigara kwekupedzisira chaiko. I think kutoti ndipinde nekufence vaisada ndisaonekwa. Ndakarara husiku hwese ndichifunga kuti ndodii ndoenda here or ndorega ini. Ndakazongorara ndazviudza kuti ndaizoenda hangu then zvaizotevera ndaizozviona.
Nyaya yaive yava pakuti ndobuda sei pamba but ndakazofara gogo vachiti vaida kuenda kumba kwaGloria. Vana Naliwe vakabva vati vanoda kuendawo vakabvumigwa havo and vaizodzoka ne Sunday manheru. Ndakasiya ndapiwa mazibasa, ivo vachibva vaenda ndikasara ndikaita chopu chopu ndikapedza ko basa ndaimborinzwa here aaah zvaive zvave muropa.
Ndaive ndanzi ndigoenda kumashop kunotenga hupfu hwaive hwopera saka ndakangoti chance zvekuti pandaizobuda vanhu vachindiona chero vakazoudza gogo ndongoti ndaienda kunotenga hupfu. Muraini medu maive nevamwe vanhu vane makuhwa zvaibhowa aaah. Ndakazoti kwave kuzvi10 ndokubuda hangu ndiye tande kuchikoro and kwaisava kure saka handina kunonoka kusvika.
Ndakanopinda nekwandaive ndaudzwa ndikanogogodza padoor vachibva vavhura as if vaive vakatondirindira. Ndakapinda mumba mavo vachibva vatonditi vaive vabika saka ndaifanira kudya. Ndaitova nenzara zvangu since chikafu chaiva chakasiya chakakiirwa. Ndakazonzwa moyp kufara ndaona chikafu chacho guys aive ma spaghetti ane chicken henyu apa nyama yacho yaitova yakawanda coz aiva ma piece 3. Haaa ndakashaya Mwari vaive vandibvira nepi zvinhu zvakadaro I don't remember kuti ndaiva ndakaguma kuzvidya rinhi.
Ndakadya kupedza chese chikafu chiya, ndikapiwa drink after ndikamwa. Ummm ndaiva ndanyatsoguta but after ndapedza kudya hameno zvandakatanga kunzwa imi, ndaive ndotodikitira paya. Ndakambofunga kuti sir vaive vandiisira mushonga unouraya but ndakazotanga kunzwa kuda murume too bad. Zvakandinetsa ini kuti ndainzwa kuda murume sei kunge ndaive ndakamborara nemunhu muupenyu hwangu hwese. Ndakazopedzisira ndasumuka kwave kutanga kubata bata sir paya apa ivo vanenge vaiva vakatozvigadzirira coz havanawo kunonoka kuchaja.
Pasina nguva vaive vatondiisa pamubhedha apa ini romance ndaisaigona ndaingoita chero so ivo vakazopedzisira vanditi I must relax ivo voita zvavanoita then ndichitevedzera. Ndakaita sekudaro but ndainzwa kuti ndiri kunonokerwa zvekuti ndakazodudza ndega kuti mukunonoka ivo vaiita kusekerera kani. Vakazoti vapinda kuzasi uko apa vaishandisa simba ravo rese ndikarwadziwa zvekuti ndakambovarwisa but munongozivawo kuti murume murume zvake. Vakaita nguva refu vachiita zvavaiita izvozvo zvaisamboratidza kuti varikunzwa tsitsi bodo apa ini ndairwadziwa big time.
Vakazongondirega vaneta zvavo, vachibva vati ndipukute ropa randaive ndabuda nejacket rangu then ndotora nesheet raive raenda rimwe ropa ndiende kumba. Ndakanzwa kubaiwa pamoyo kuti saka kwaitova kudzingwa ka uku. Ndakamboita time ndakagara paya vakazenge votondiitira hasha ndichibva ndasimuka ndokutora zvinhu zviya ndokufamba ndobuda. But ndisati ndabuda vakabva vandideedza back ndokundipa pill vakati ndimwe ndichingobva ndaita sekudaro.
Ndakabuda hangu but zvaive zvokushinga hazvo, ndaba ndairwadziwa hama dzinodiwa. Handizivi kuti ndiko kwaive kurepewa here or taiva tatenderana...
Stay tuned
End of chapter 5
❤️
😢
🙏
👍
11