Kundai T NOVELS🇶🇦🇶🇦🇶🇦
February 3, 2025 at 03:11 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIVOnT7z4kgDHlGwd2J
*FREE BOOK💥💥💥*
kuti usapesane nemachapters ese kusvika ripere please follow my channel umu ndomaunoriwana from chapter 1 uye kumagroups groups unogona kutadza kuriona nekuda kwekuwandirwa kana warifarira pinda muchannel please.
K.T MOVEMENTS PRESENT ❗❗❗
*2025 New book*
LAST MISSION 🚓🚓🚓
WRITTEN BY KUNDAI T NOVELS
📞+263776059151
📞+263713408299
CHAPTER 12
"You guys tell me kuti Damian wandakati munokanda mumvura makamukanda here chaizvo chaizvo or mune maths dzamakaita dzekusaver life yake"? Anobvunza Minister of defence forces vachiratidza hasha chaidzi zvinova zvakashamisa vaviri ava.
*"Muri kunyatsozama kutii nhai Boss Damian wamurikutaura munoreva watakanokanda here kumvura uku or murikutaura mumwe nekuti watakabva naye pano kana muchiti mupenyu itai kuti pane apinda mufield akapfeka chiso chewekufa uyu ndopika reropa rwevatungamiriri vatakauraya kuti Damian takaita basa nemazvo*" anodaro mumwe murume achiratidza kurevesa uye kushamisika nemashoki ainge ataurwa nemukuru wavo.
"Handisi kutaura zvemugotsi matsuro Damian mupenyu anonzi haana kufa uye izvezvi akadzoka mufield ava vamuri kuona variapa 4 vavo vauya zvazvitunha uye 2 vauya vatyorwa gumbo neruoko asi mashoko avataura ndeekuti"... Vanotaura zvese semaudzirwo avainge vaitwa uye zvainge zvaitika kuti vekufa ava vazoende ikoko achipedza anombomira kutaura achiratidza kuti akashatirwa ndokubva azoti.
*"Kana ariiye Damian ndiri kumuda pano within 24 hours now advantage chikwata ichi chiri kushanda vanhu 4 vanoti. Iye , Paida , Thisa na Mabika asi Mabika uyu tiri kushandidzana naye sezvo akudanana naBoss venyu Dephine anova mukadzi wangu inini hapana zvamusi..*" haapedzise kutaura mushure mekunge call yaDephine yapinda yaaitaura zvaainge audzwa naMabika vachipedza vanobva vakata foni nekutanga kunyemwerera akatarisa boys rake ndokubva azoti.
*"Good news boys hanzi namadam Boss Damian naMabika varikuenda mangwana kunobata Dephine so imimi be prepared time ndichakuudza mangwana acho mogara maendako muuye naye arimupenyu pano.*" Anodaro Boss ndokuzotaura dzakasiyana siyana kusvika vaparadza asi vakatanga vaisa mitumbi yevainge vafa muacid.
Kunze kuChiedza Damian anopfeka combat yake yebasa ndokubva azobuda hake naMabika kunanga kubase kwaigara Dephine munzira mese Damian aitova mushishi rekufunga zvake way forward uyuwo Mabika aitofara kuti babe rake richawedzera kumuda nekusingapere and robva raona kuti ari pachokwadi nekudaro Damian ndiye airova zvake mota ari pastearing nguva dzavanosvika kumaraini ndonguva yaanomisa mota sezvo madirections aipihwa and panga pasara 100 metres kuti vasvike anonzwika Damian kutaura.
*"Right Mabika iwewe chienda nemota yako as well moita zvamunosanoita please be alert anything chinogona kuitika ikoko so oh pistol iyi nhasi tirikuda musoro waDephine iyeye achatanga andiudza information yechikwata chese ndozonomukanda hangu kudziva remakarwe anenzara*" anodaro Damian asi haana kuziva kuti aitorwadzisa Mabika uyo asina hake kuzviratidza kana kupindura saka Damian anobva aburuka mumota Mabika ndokuirova akanaka hake kumba kwa Dephine uko kwainge kwatosvikwa neteam rehuipi kare ratogara mune imwe room vakamirira kuuya kuchaita Damian Mabika vaiva vasina basa naye vachiri vakagara sezvo ndomaiva nema Cctv vakabva vaona kupinda kwaMabika ndokuramba vakaisa havo maziso ikoko.
Mabika anopinda zvake ndokupaker mota yake nekubva asvika nekunanga kubedroom kwaiva nemudiwa wake achisvika vanobva vambundirana havo ndokuramba vakadaro miromo malips achibva apetana vanotanga kurova romance pasina nguva vainge vasara chiberekerwo ndokubva tsvimbo yaMoses yapinda mugungwa ichisiya yasarira mbeu mukati Dephine anoita kurasa memory basa richibatwa vakazopedza havo zvekuti Dephine akapfugama kutenda dady nemutupo vachipedza vanobva vanogeza ndokudzoka nguva iyi Mabika anobva atanga kuti.
*"Uchiona bbie wanguka zvinhu hazvina kukumirira zvakanaka Damian arikutaura kuti arikuda musoro wako asi unofanirwa kutanga wataura information yechikwata yese ozonokukandira kumakarwe izvezvi ati kana akuuya achaisa message ndobva ndatanga kurara newe otisvikira tiri pakati soo way forward yatingaita ndeipi iniki handidi kurasikirwa newe zvakadii kuti titize hedu*" anobvunza Mabika nguva iyi Dephine anoona kuti Mabika anomuda zvesure akatanga kueredza misodzi yemufaro uye kudemba kuti akambenge asanganirei nemurume wake anova Minister of defence forces sezvo aiva nehutsinye murume uyu uye zvekuti adanane naMabika or Damian pa1 wavo was well planed nechikwata chichida kuwana mukana wekuvabata asi kwaingova kudanana chete not kudyirwa munda wavo Minister asi rudo rwakazotonga zvikaenda nepamwe uye Dephine ainge asati akambowana rudo rwakadaro kana bonde chairo zvaiva zvehondo kungoiswa pasina romance kwakaoma zvechirafu rafu zviya manje apa aiwa ainge azviwanira hake.
*"NO problem babe ita zvamawirirana munomu mune boys rangu richaona kupinda kwake muno robva rauya robata basa and iwewe wacho uchabatwawo kuti asazofungire kuti ndiwe. Soo ngatiitei romance muudze auye rega ndiisirewo boys mesaage ndiriudze kuti zvatanga*" anodaro Dephine ndokubva aita zvaainge ataura uyu Mabika ndokusendera Damian room yaaiva yacho achipedza anobva atanga zvake kukissan naDephine uyu Damian anoita zvekuswo sveutuka jurahall asi zvese zvaiva mumaziso eteam raiva mumba .
Anopinda mumba achiita kunyangira nyangira kusvika asvika kuroom kwaiva nevanhu vake uko kwaakasvika nekuvhura door zvinoyoro nyoro ndokuona vanhu vachifemedzana kurakidza varikunakirwa nguva iyoyo anongosvika nekubva amira nechepadhuze navo apa asi ari divi rekudoor ndokubva ati.
*"Hey hey hey inga unenge unonaka fani imimi bamunini murikurara nemukadzi wamukoma vangu ndozvamunoita nhaika*" anodaro Damian achitoenda pana Mabika achibva amurova fight yakaita adonhe kubva pabed kuenda oasi zvekuti Mabika wacho akatomborohwa nehana kuti chi chakuitika asi yaitovawo way yekuti Damian asade kuzivikanwa kuti ari pamwechete naMabika riri gape rekusaver Mabika dai aiziva kuti arikumhanya makarimwa akagara angopedzisa Mabika.
*"Right maiguru zita ndonzi Detective Damian handina kufa ndiri mupenyu pano ndauya kuzotora imimi uye kukuurayai asi kana mukataura zvandichabvunza handikuurayei ndinokusiyai muri mupenyu henyu ndiri kuda kuziva kuti sei muri kuuraya vanhu and mitumbi yevatungamiri venyika makaivhengeterei uye sei makavauraya chinangwa ndechei arikuda kuita Presdent ndiyani*" anobvunza Damian achiratidza kuseka seka hake.
*"Usandibvunze izvozvo waita Mwana mudiki murume wangu wawarova uyu unoziva ndakamuwana ndatambura dai uri mumwe watotaura mashoko ako ekuoedzesera nekuti nhasi ndolast day rako rekurarama mupfana baba Hure mai varoyi nxii ndosaka u..*" haapedzise kutaura Dephine mushure mekunge apihwa fight pamuromo zvakabatana nepamhino ropa ndokubva ratanga kubuda uye anosvipa mazino 2 apa nguva iyoyo anonzwa kuzasi kwake kuerera chinhu ndokutarisa achiona riri ropa rekumwedzi rainge rabuda nguva iyoyo Damian anodzokorodza Fight zvekare nechepashaya apa ndokubva Dephine adonha pasi mushure mekufenda nguva inoti Damian asunge munhu wake awane kumutakura anonzwa kuomberwa kwemaoko kumashure kwake.
*"Hombarume hombarume makambonyatsopukunyuka sei nhasi ndoday renyu rekupedzisira*" anodaro mumwe murume Damian anocheuka ndokuona zviso zvaaiziva ndokubva atochinja face nguva iyoyo achiburitsa pfuti yake paanoti aikoke anoregedzerwa bara pachest ndokubva adonha pasi nguva iyoyo anosungwa nekubva anokandwa mumota mota ndokurova pasi uye nguva iyi vanofonera mukuru wavo kuti mhuka yedu taibata uyo anofara zvekuti then Mabika naDephine vanomikirana nguva imwechete apo pavanomuka vachinyararidzana uye Dephine ropa rese rekumwedzi rainge razara pasi nguva iyoyo anobva ati.
*"Thanks my King iwewe neni Damian atorwa akangouraiwa chete tobva tatiza muzim munomu toenda kunyika iri kure nekuti munomu ungauraiwe hako now ndakuda kutoteverawo mota yabuda iyi handei tese ndoda kunouraya Damian ndega ndaona unondida mudiwa wangu zvaandiita izvi ndatosvodza ndakakanganwa kukuudza kuti ndanga ndane nhumbu yako manje mwana abviswa nembwa iyi*" anodaro Dephine akatarisa Mabika mumaziso uyo waanoona aita kuchinja face ndokubva anzwika kutaura.
"Damian ndofanirwawo kumuuraya inini kuti uone ndarwadziwa sure mwana wangu amubvisa uye kukuremadza wakura watova nemavende enough is enough" anodaro Mabika ndokubva vazonogeza havo zvekukasika nekubva vapinda mumota yavo kutevera yaiva pamberi vaingoda kusvikirana kumba vosvika vachiuraya Damian.
*END OF CHAPTER 12💥💥*
❤️
👍
🙏
😮
😂
🤷♀️
38