Zimbabwe Online Novels🇿🇼
February 5, 2025 at 01:37 PM
🔥❤️WILL I MARRY HIM?❤‍🔥 Collaboration Written By Nicegirl Guta 0712483943 And Yutman✍🏼🍓 https://whatsapp.com/channel/0029VaGKiCcHwXb3ry2uSq0X @All Rights Reserved ☄️Chapter 25🔞 KEILA Ndakatozoitwa zvekupeputswa nedoor reBedroom parakavharwa. Ipapo ndaiita kunakirwa nehope zvekuti kumuka kwandakaita ndakasvotwa fani. Tanaka akandikwazisa bvaati ainge andiigira something. Akadaro achiisa kashopping bag patable. Ndakamuka kwakunovhura bvandaona muine a dress, nice shoes, purse and a black pant. "How did you know it's my size yet hausati wakambondiona ndiri naked?" "Ndangofungirawo zvangu." "You are my husband, haungafungire Iwe uchigara neni kaa. Today uchaiziva size yangu by the way rakanaka zvaro, ndofarira this type yelace iri." Akabva asekerera achigara pasi kuti abvise bhutsu bvandasiya kashopping bag kaya pasi. I moved over kwaaiva ndokumuti asazvinetse hake nekubvisa ndiripo. Ndakapfugama kwakukumura bhutsu dzacho ndichidziisa padivi. Pandakapedza ndakabatirira muzvidya zvake ndichisimuka kwakumutiwo asimuke. Haana kuramba, akatevedzera zvandakanga ndataura bvandanatsoswedera pedyo naye. Ndakaswededza malips angu pedyo neake dzimara agumana ndokutanga kutsvodana. Ndakazomira kwakumubvisa shirt yake bvandaikandira pasi. I could see in his eyes kuti akanga akutoda but aiva akatenza zvake sekunge paiva pasina zvaainzwa, ndini ndaitoita kunge murume, endekaa. Ndakadzokera pakukisana naye you ndichitopinura bhande remutirauzi wake. Parakadonha pasi akanga ava kuda kutanga kurwisa manje kuti ndimuregedze. Ndakamuti unonyepa Iwe nhasi banana iroro ndiri kuzoridya usingade uchida. Akaita zvechisimba kusvika ndamuregedza bvaada kukotama kuti akwidze trouser bvandaritsika. Ndakamupushira pamubhedha ndichidhonza mutirauzi wacho bvandaukandira pedyo nekwaiva nemusuwo. Akanga asara neboxer manje apa rairatidza kuti banana raiva mukati rakanga razvimba zvaro. Ndakadzokera pakumukisana ndakaita wwkutsimbirira zvekuti mukana wekufema handina kumupa and akanga ava kushanyarika manje. Nguva dzandakaona kuti akanga ava kuwarairwa nekumukisa ndiyo nguva yandakadhonza boxer rake nekukasika iniwo ndichidzikira bvandabata banana riya nekutoriisa mukanwa. Handina kumbomupa nguva yekuti aunganidze simba rake. Nezvandakanga ndaita izvi I was sure tusimba twake twese twaipera chete. Haana kumbotora nguva akanga atorasa hurume. Izvi hazvina kuita ndimire, ndakaramba ndichidaro zvangu and I could see that Tanaka akanga apera basa asi maoko ake akanga avhara kumeso kwake zvekunyara chaizvo zviya. Ndakatangawo kuzobvisa dzangu mbatya mbijana mbijana till ndapedza kwakuzonatsoenda pamusoro pake kwakuita zvekugarira banana racho. Ndakanatsonzwa ichipinda zvayo. I couldn't believe that ndini Keila ndakanga ndazoravira banana raTanaka. Kana aizorwara tapedza ndizvo zvandaida kuona. Tanaka akarasa hurume kaviri ndiri pamusoro pake iniwo ndakaita kamwechete. Pandakapedza ndakabva ndangozvambararawo pedyo naye ndakaita zvekutsamira chest yake tichifemereka kudaro. Hope hadzina kumbononoka kutibata. Mangwanani Tanaka paakamuka aiedza nepose paanogona kusatarisana neni. Ainyara zvakapfurikidza zvekuti ini semaonero andakazoita zvichida ndosaka airamba kurara neni iri nyaya yedzadzi kwete zvataifungira zviya. Ndichimutarisa aitova bhol zvake uyu semazuva ose. Nguva dzaakabuda ini phone handina kunonoka kuiisa panzeve ndichifonera Sharon. Ndakamutaurira zvose bvaaita sekunge akamera zenze nekuseka. She was so excited kani bvaazotaura zvimwechetewo kuti zvimwe kuda nyadzi ndidzo dzaimutadzisa nyangwe kubata mukadzi wake, akabva awedzera nekuseka. Nyaya yandakanga ndakanga ndoda kuziva yaiti, sei Tanaka akanyepera kuuya nehama dzisiri dzake kumarooro angu, dzake dziripi? Kosei pano paine room isingavhurwe? Kumunhu wandakarara naye zuva riya akandibvisa humhandara aiva ani kana asiri Tanaka? Hupfumi hwaTanaka akahuwana sei nezera raaiva naro? TANAKA "Bro she is your wife, honestly zvauri kuita hazvishande nekuti hapana paungazombosvika pakuchembera uchingoita zvinhu zvakadai." "But you know why ndisiri kurara naye kaa, unoda ndizviite sei?" "Well kana zvichinetsa ndokuendesa kunanaSisi Dhori. At least munhu wekuti haumuzive so zvichida unenge usingamunyare. Ukatanga warara naye fear nenyadzi kana wakurara naKeila zvinoita zvishoma." Aindiraira zvake Milton tiri kwaMashwede tichimwira mwira takazorora zvedu. Zvaaitaura zvaigona kushanda asi moyo wangu waingoramba pakutanga kunorara nehure ndisati ndakamborara nemukadzi wangu. Nyadzi ndidzo dzainyanya kuzondikurirawo veduwee, ndaitoshaya kuziva kuti chii chainatsoitika pandiri. I couldn't imagine kuzotobvisanawo mbatya naKeila kusvika tazorara tese, ndaizviona zviri zvinhu zvaizotora makore chaiwo kuti zviitike. Pakapera mazuva maviri, kubasa ndaingoenda zvangu semazuvaose asi kana ndakaneta ndaingorega. Ndakanga ndichangosvika pamba bvandavhura madoors ekumashure kwakutora kashopping bag kangu kaiva nezvinhu zvandainge ndaigira wangu wandinoda. Ndava kuda kutopinda mumba ndipo pakaRinger phone yangu wanei ndiRufaro my secretary. Akandizivisa kuti pane mukomana akanga auya kuzotora maForms eQuatation apa uchione ndakanga ndakangamwa kuzomupa secretary wacho. Kuti ndidzokere ndaitonzwa nungo, yes vanhu vekuCompany kwake waibhadhara mari yakati wandei zvavo but hmm ndakanga ndakudawo nguva yekutandara nemudzimai wangu. Ndakanyepa ipapo, ndakavati manje ndayopfuura Marondera ndakuda kutonopinda kuMacheke ndiri kuenda kwaMutare ngaazodzoke mangwana otora ndaizomupa mari yefuel yake. Akabvuma bvandasekerera zvangu. Last time paQuatation yavakatora vakazokwanisa kubhadhara twenty maTomb stones, ndinoreva aya ekuti rinongotakurwa riri roga muGonyeti aya 50tones zvichienda mberi. Ipapa anosiyana mitengo like iro 50tonnes rinenge richisheedzera $6000 zvichienda mberi kuCompany kwangu. Ndakazopinda mumba, Keila akanga akatorara zvake. I felt guilty neNoise yandakaita sezvo akabva amuka. Akaratidza kufarira zvandakanga ndamuigira hangu kunyanya underwear heyaa. Ndakazoshamiswa nezvaakazondiita. Kutoita sekunge akanga azvironga munoziva, ndakaedza kutatarika tirauzi parakazotsika ndakabva ndatoona kuti ndikutamba nemunhu asiriye. Zvekuonererwa ndisina kupfeka ndizvo zvandaisada asi zvakazotopfuura ipapo. Ndakasvika pakupera simba rekumurwisa asi chandakazongokwanisa kuita kwaiva kuvhara maziso nekuda kwenyadzi, ndakanga ndatozoona kuti kungomusiya oita zvaaida zvaiva nane as long achizongondisiya ndiri mupenyu. *End Of Chapter 25* *Stay Tuned🍃*
❤️ 😂 👍 🙏 😮 😢 3.3K

Comments