🇿🇼🇿🇦PRINCE WASHE SHONA STORIES
February 2, 2025 at 07:25 PM
Follow the MAMA P.N 📚MAMA LEE 🌂⚡⚡⚡ channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029Vajh2UuCsU9TjWac9R04
Huya kuchannel ingobaya pakanzi follow
Munezvese zvaungade kuwarairwa nazvo... Kana uchida kubva kuchapter 1 pinda muchannel... Enjoy
Written by... 🖊️
Mama P. M📚
Mama Lee📚
*BOOK #4*
Join group
https://chat.whatsapp.com/JbWN5pvHqO370VLc7UNdaj
*FALLING TEARS*🥹💧
*Chapter* (1)
*Cessy*
" Oh Robby ndizvo badzi zvavanga uchida tarisa uwone zvavandiita ndoenda Sei kumba ndakadayi"
" Sorry babe usatye ndoita plan"
" Plan yeyi hona ndazara ropa tarisa uwone apa kurikurwadza"
" Aaah Cessy inga uri big girl Wani ndati Mira ndoita plan"
Akabva atanga kubaya baya foni yake Robby ndakazongonzwa achiti "Okay kasika"
" Inzwa kaa babe Joe arikuuya mamanje achikutora handiti mama vako vavaudza kuti urikuenda kumasports so iwewe unongosvika uchiti vadonha then Joe anonokusiya kumba kwenyu unovaudza kuti anzi akuperekedze naSir wesport"
" Asi Robby hausi serious varara neni ukandibvisa humhandara asi vakunditumira kumba kwedu nasomeone ndizvo ere"
" Inzwaka Mira ndiyende kumba ndinogadzira zvinhu zvangu ndipedze form 6 hona kare ndichingodzokorodza l bcan't mess up now Ini ndiri kuimprove Kudai hona takutoda kunyora iwew enda kumba after weekend unenge vato right handi handisi kukuramba babe"
" Okay kana vawimbisa kudaro inin ndokuda honey unozviziva handi... Chindipa mvura iyo ndigeze hembe yangu yazara ropa"
Akandipa mvura ndikageza apa tayiwe pamba paJoe shamwari yake Robby.
By the way my name is Cessy Bongwe am 17 years old ...form 5 ndogara naMama vangu daddy vangu vanoshandira kuSouth Africa we are 3 inin nebig brother yangu neka lil sister Kari grade 6.. isusu Tinogara kwaMutare kumusha kwamama naDaddy ndekwaMutoko my mom she's a teacher vano teacher ma grade 4 so she a harsh lady Munhu akaoma l can say.. pamba hati budi zvekudaro pari strict kuchikoro ndogona zvangu even mateachers anondifarira that's why that guy Robby loves me..inin vacho ndayimuda kubva kare coz most of girls vanomuda so Inin ndozvandaka tomudira zvangu.
Rimwe zuva ndakamuona akamira nahead- girl wepachikoro pedu neumwe musikana vachitaura nyaya so ndakanoterera zvangu l head kuti
*Haa iwew hausisiri virgin iwewe nemafambiro awunoita nevakomana aaah l bet hausisiri virgin*
Head girl: *aah zvinebasa rei zvekuti virgin mukore uno even msikana vako Cessy hasisiri virgin*
Ndakabva ndabudikira ndikati heee iwe unofunga kuti takafanana ere Ini ndichiri virgin even z*mbu rangu harisati rambobatwa
So pakabva papfuura vamwe vakomana vakatanga kutii haha haha Robby hausati vabata babe kana z*mhu zvaro iiih vakaomera.
Iiiih akaita hasha Robby akatora bag rake akabva ayenda kumba... Akazondinyorera manheru ndatorara akati "babe it looks like haundide iwew dai uchindida vambondibatisawo kana Z* mhu zvaro zvaunoita hazvisi fear babe ndakusekwa nevamwe vakomana manje"
Takazotaura hedu zvekuwaraidzana ndikamuti toonana mangwana kumasports, akafara zvake Roddy.
Mangwana akasvika after breakfast Vanhu vakabva vanzi kumasports Ini handina chandayitamba ndayisawe Munhu wesport asi ndayivhara mama kuti Ndione mabudiro Chete iye Roddy ayitamba valley ball ... Takaenda kumasports iye akabva atiza kwakunditi tiyende kumba kwefriend yake .. ndakabvuma zvangu semunhu ayiwe awimbisa mumwe vake .. so Joe ndiye akatiperekedza nemota yake akatisiya kwatoyenda zvake.... Ndiye vakazofonera kuti anondisiya kumba apa ndamoresa huchi hwangu asi l was not regretting coz Robby ndayimuda nemwoyo vangu Wese.
Akazosvika Joe akanditora akandiperekedza kumba apa nyadzi ndayitomunyara coz ayitoziva yatambika... Lucky ndakasvika mama vasipo paina maid nelil sister yangu ndakatosvika ndichitsamhina semunhu akuvara gumbo ndakabva ndatoudza lil sister vangu kuti ndakuvara ndakumbonorara so ndakageza ndikabva ndarara zvangu mom pavakazouya ndakangovaudza kudaro Havana kumboita nharo kana kubvunza zvakavanda since yanga yato weekend tayisaenda kuchikoro mangwana.
*Roddy*
Being a boy coming from family ine Mari kunofurira sometimes coz vasikana Wese vanenge vachikuda .... Ndakambodzidza kuHtown (Harare) ndikamitisa kamwe kamusikana ndiri form 4 kakabvisa nhumbu ikaita nyaya vabereki Vanhu vakazobhadhara nyaya yacho ndikaregera kuenda kuschool the hole year ndakagara so ndakazodzoka kwaMutare ndakudzidza ikoko l try to be a good boy but a boy is a boy ndakambodanana nekamwe ndikarara Nako kayisawe mhandara zvako and kana kakatongwarisa kutozouya nemaC* ndom ummmm so l try another one uyu ayisatobatika manje Cessy ummm ukasamuona kuschool hauchamuone so l decide kuwe muchinda aribho so ndayito player cool zvangu then rudo rwedu rukakura zvekuti ndayida kutomurora kana ndapedza school akanaka zvake mwana iyeye ane completion yakanaka anebvudzi rakanaka akasekerera so unonzwa kunge urikufambwa fambwa miri vako...
So day raakazoudza Vanhu kuti handisati ndambomubata eish l feel so weak ndakabva ndatonzwa kudakumu Bata chaiko...ndakamunyengerera kusvika abvuma Ake then l talk to Joe my friend anogara ega his mother vari overseas baba vake vakafa sister yake yakarorwa so ndakatoenda nebabe ikoko tikaita Madhiri edu iye Cessy ayifunga kuti ndiri kuda kungobata Maz* amhu Chete but ndakatozodya huchi hangu.. and zvandakanzwa l like it zvekuti ndiye vandakaisa first kune Wese vasikana vandakarara nawo
Am Robby Rwizi togara maMutare with my family my 2 sisters Wese vakarorwa am the only boy mama vangu namudhara vane company inogadzira cotton vachiendesa overseas so sometimes vanenge vasipo varikunze asi mom kashoma kuyenda zvawo kunze
Cessy akazondifonera ndikamubvunza kuti vafamba Sei hauna kutukwa ere akati asvika mama vasipo and the plan worked ndakafara zvangu ndikati
" babe you are so sweet so vayidii kundipa nguva yese nhai Cessy iwe vakatakura huchi hwakadayi"
" Aah Robby usadaro am blashing now.. iwew vatonakirwa zvako inin ndichirwadziwa urikuzviona manje it's unfair babe ko iwew vakabviswa nani huvirgin kwako"
" Aah babe what a question ndian akakuudza kuti boy rinenge riri virgin "
" Am a grown up girl takazvidzidza tell me ndian akakubvisa huvirgin Robby"
" Babe can we change zvekutaura"
" No l have to know ndiri kurwadziva Ini iwe vatonakirwa dakuziwa kuti vakabviswa nani"
" Eish ndaka.....
*Kudakwashe*
"Kuda Kuda iwe pane Munhu arikuda Munhu anomufudzira mombe ende anemombe 4 Chete ati anobhadhara Mari yakawanda ende anehuku dzinoda kupota dzichitariswa dzemazai Saka anokubhadhara Mari yakawanda zvirinani mwanangu uyende unoshanda basa iri pane kugara Hona chimiro chiripano hapana kana chiripo kubva baba vako zvavashaika kamari kavakasiya kese kapera hapachisina iwe vakapedza form 6 mabasa hakuna unomavanepi kuno kwaMutoko chitoenda kwanangu ."
" Ehoyi mhayi ndinoenda ndekupi....
End off chapter
Share book 🌷
🙏
❤️
👍
6