Amai Mimie🇿🇼 (K.Khums)🇿🇼
January 25, 2025 at 11:16 AM
https://chat.whatsapp.com/G9ALJKoUgzzLgk08ByIRVx
Pindai mumagroups edu 👆
https://whatsapp.com/channel/0029VaKB6DoBlHpg3IgEvz1j
*Vanoda book kubva* *pa1 pinda muchannel usabuda zvachose* 👆
SERENITY
Written by Amai Mimie (K.khums)
0782 818 892
0716 622 299
Chapter 13
Amai Fortue
Pakabuda Serenity nabamnini vake ndakanzwa hasha dzakapetwa asi chekuita panga pasina.Ndakaenda mumba ndokugara. Kutaura chokwadi Sere was something else neage yake nebasa raaibata zvaisapindirana zvachose.Ndakamudemba ndichida kuti abike chimodho chaidiwa nababa vacho chakazondinetsa kurwara kwavakaita after vadya chikafu chaive chabikwa naEddy ndakambofunga kuti zvimwe anga aisa mushonga muchikafu only to realise kuti vaiva neallegy but ndaisaziva kuti chii chaicho chavaisadya chaive chashandiswa naEddy.
Ndaisambozvitarisa ini kuti munhu arwara ndaitonzwiswawo nungo nekamwana kaEddy zvekuti paakati timbonorova kaquick kuroom kwake handina kana kufunga kaviri ndaitodawo nezvake. l'm always ready ndanga ndagarisa saka ndaitoda kubatisisa mukana uyu ba Fortue ndaizovaona ndadzoka.Ndakasvikoitwa zvinorova veduwe ende ndakanakirwa remember naba Fortue takangoita ka1 chete kubva zvavabva Joni.Ndaisatombova nebasa nazvo ini aindigutsa aivepo.Taive tasvitsana kudenga rechinomwe pandakanzwa radio kuti zii apo ndiripakati pekunakirwa zvekuti ndanga ndakutoda kusvipa uturu ndakatadza kubata mabrake ndichibva ndatoweta apo hana ichiita kubika manhanga chaiko.Ndakacheuka kudai ndokuona Sere akatogumbata maoko ake zvake kuratidza kuti hapana chaarikutya.Ndaiti sezvo ari Sere no big deal ndoita zvandoda naye ko ndaizivei kuti gudo rabvuta rekeni.Anga apfeka face yebasa achiita kurutsa mashoko mwana wemunhu and l regreted the day l drugged Eddy kuti arove makumbo.Ndakazvishora nekuzvinyarira hapana nyadzi dzinokunda kuoekwa uri pa wrong position neenemy yako obvious anenge atowana weapon yekurwa nayo.
Akataura zvaaida mwanasikana ndokubuda kana ari Eddy anga asina kana basa nazvo akatodeedzera kuti,,"
"Ndikadzingwa basa pano munotondipa mari svinu yekuti nditange new life."Akadero achiratidza kurevesa chaiko
"Unotopenga chete Eddy ini kukupa mari manje ko mwana wako ari mudumbu mangu unoda kuti agodii ?"Ndakabvunza ndichiti achavhundukira asi mhinduro yake ndiyo yakandipedza simba.
"Thats your problem not mine solve it yourself nditoriwo nezvakawanda kumberi uku zvandoda kuita l'm not ready to be a father."
Munoziva ndakapererwa at my age kunzi nhumbu here isina muridzi futi.
Akomana munhu angadai ane vazukuru dai Fortue asina kudyiwa chibereko hanti mwana wake dai atokura kutaura kuno.Ndakasimuka ndokupfeka hembe ndokubuda ndaifunga kuti achandinyengerera Eddy asi kana zvake ndakangokwesvaira ndichibuda.Apa ndipo pandakazofunga state yandaive ndasiya baFortue vari.Ndakanyahwaira ndichipinda mumba ndokunanga mubath ndakageza ndaitya kunhuwira munhu zvangu.
Ndakapinda mumagumbeze ndokugadzirisa pillow yangu ndokunzwa chinhu chaita kunge kapaper ndokukatora ndakavhura ndichibva ndatanga kuverenga,,,,
#dear sweet mom#
Thanx for everything mom,l blame you for my downfall zvese zviri kuitika kwandiri all thanx to you dai makandikudzawo mugwara rakanaka ndisina kusvika pakubviswa chibereko.Iyezvino ndakuenda kujeri nekuda kwenyu chanyanya kundirwadza ndechekuti you are sleeping with Eddy l will never forgive you zvachose.Dai dad vedu vaiva vafa zvaiva nani,manje mavazvidza kusvika pekupedzisira chaiko,hazvife zvakabuda mupfungwa dzangu. Machats enyu amai kumbira sex kunaEddy ndinawo zvese nemanude pictures ndinazvo .Musare muchinakirana ini ndaenda kujeri toonana ndadzoka for you two.Trust me mom ndichambokanganwa kuti muri amai pari zvino muchakamira nemakumbo maviri asi pandodzoka tiri kudonha tese."
Ndakanzwa kutya nemashoko aFelie aya ko aziva seiko my big secret nhai Mwari.Ukaona mwana wako wawakagomera otaura mashoko akadai ziva kuti hauchina chiremera.Ndakarara zvangu asi ndainzwa kuzvinyarira kwazvo.Hadzina kubata hope ndaingoshanyarika sebedzi kusvika kwaedza.
Ndaive mumagumbeze asi ndakasvinura ndakatarisa baFortue vakakotsira ndikanzwa hasha kuti seiko vararama ndakatora pillow ndichida kuvadzvanyira pasi ndichibva ndazvidzora. Mhosva dzangu dzanga dzanyanya kuwanda.Ndainge ndoona murume wangu semhandu yangu hapana kana chimwe chete chaindifadza pavari ndaitoda kuti vafire murima pasina kana chavanoziva,i'ts obvious Sere anga asati avaudza zvaanga awona.
Ndakazongobiwa nehope kwaedza kuzopepuka kudai ndichiona ba Fortue vasipo pabed.
"Does that mean kuti ba Fortue is well havacharwari here?"
Ndaizvibvunza zvangu ndipo pandakaona kapaper padressing table ndakamhanyira kutarisa ndokuona iri tsamba yainge yanyorwa naFelie kuseri kwacho kwanga kwakanyorwa kuti,,,,,
"Ndaenda kunooneka mwana wangu Felie arikuenda kujeri nhasi handisi kudzoka ndrikutobva ndatodarikira kuenda kuSA nebasa."
Ndakarohwa nehana obvious ka vanga vaverenga zviri kuseri zvanyorwa naFelie.Ndakatadza kugadzikana ndichibva ndangotora hembe muwardrobe ndokupfeka ndokurova mota ndakananga kuchipatara.Ndakati ndakuturner kuti ndisvike pahospital ndichibva ndangorovera pane imwe mota ndokuzopepuka ndrimuhospital ndakakombwa nemhuri yangu yese.Apa ndipo pandakazonzwa mudumbu manje chokwadi chese chaitozobuda apa.Ndakatanga kudedera pandakaona murume aiva nedust coat rewhite achiuya pabed pangu haana kuda kupedza nguva.Akanditsanangurira zvose zvaiva zvaitika uye kuti ndanga ndave ne2 days ndisati ndamuka.Paainge oda kutaura about my pregnancy ndakatanga kukosora none stop zvikanzi vanhu vese vabude ndakafara ndichisara nadoc tiri vaviri ndipo pandakati,,,
"Please doc don't say anything about my pregnancy l beg you."
Ndakadero ndichiuchira maoko.Doctor vaya vakaramba vakanditarisa zvikanzi,
"l won't say a word".
Kukasika kwaakaita kutaura kwakandisiya ndine question mark ndakabva ndangonyarara zvangu asi pasi pemoyo ndaishushikana kuti fuza rangu raziviswa zvinganiko ini pandange ndiri kuhope .Ndakazobuda ndokunanga kumba asi ba Fortuue vakabva vangondioneka munzira imomo vachibva varova pasi handina kuda kusara ndichifunga kaviri ndakabva ndatodzinga Sere pamba kana vaizodzoka baba vacho ndaitsvaka zvekutaura.Sere ndakamuburitsa pamba pangu usiku chaihwo zvekuti achaita sei zvaisava nei neni izvo.Achingobuda ndakabva ndatoti kuna Eddy auye kumain house zuva iri panga pari pedu hameno kuti Fortue anga aendawo kupi?
End of chapter 13
More comments more fire
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
60