Amai Mimie (K.Khums)
January 28, 2025 at 08:22 PM
https://whatsapp.com/channelno/0029VaKB6DoBlHpg3IgEvz1j Vanoda book from 1 follow channel yedu👆 SERENITY Written by Amai Mimie (K khums) 0782 818 892 0716 622 299 Chapter 19 RAVIRO(Amai Lee) Ndakarohwa nehana ndichiona musikana uya ari Serenity mwana wamai vangu.Ndakambofunga kuti zvimwe ndikutadza kunyatsoona asi zvakandirambira ini.Ndakada kumbomufeya asi moyo wangu wakandirambira zvakare ndikazongoererkana ndati,,, "Serenity !" Ndakaona achishamisika kwazvo. "Munondiziva?"Akabvunza ndichibva ndaramba ndakamuti ndee ndikati,, "Yes,,,ndokuzivisa." "But l don't know you,,,thanks nekundibatsira kwamaita." "No need my dear ,,,Raviro is my name your elder sister." "What!" Akaratidza kushamisika ndikati,, "Yes,,that man is my husband baba Lee." "Aaah,,,hoo."Akadero zvakaneta -neta ndikati,, "Just like that here Sere asi hauna kufarira kundiona." "Hapana chonakidza pazviri." "Ndiri mwana wamai vako unofanirwa kunge uchifara kuti tasangana dzimweni dzenguva taigona kuzongosanganiswa kunhamo,,kana kuti iwe kuuya pamba pangu ndafa." "Kufa kana kusafa l don't care,, thanks for helping me l'm leaving now." "Sere please ,,,," "Like you care,,l hate you Raviro." "Sere please don't do this to me,yes l know kuti you hate me so very much but l can explain." "Explain what nhai,,,kuti you left me alone pasina wekuchemera haaa,,maigara muthat big mansion kana kufungawo kuti makasiya mwana anodawo your shoulder to lin on.I suffered alone ndisina kana wekuudza nhamo dzangu today you open your big mouth muchiti munondida.Where were you pandaishungurudzwa namai Fortue?Ndichisvera pacoca cola ndichitengesa kunze kuchinaya but kana kumbofunga kuti makasiya munin'ina kumusha.Kana maindida makadiii kuuya kuzonditsvaka." Akadero achibva atanga kufamba moyo wangu wakarwadza ,because of baba Lee vaisandibvumira kubuda gedhe nhasi mwana wamai vangu akundivenga shuwa.I hate that man he is so evil.Ndakamhanya kwaaiva ndikasvikomubata ruoko ndikati,, "All my movements aitarisiswa,,ndaiti chero ndikaedza kumbotiza pamba ndaibatwa ndisina kwandasvika.Believe me younger it's not even my fault.Ndaitodawo kuuya kumusha but ba Lee vaisada zvachose.Hit me ,,ndiite zvose zvaunofunga kuti ndingarwadziwe but do not leave me alone.l need you." "Don't follow me,,,l don't need you in my life.My life is complete without you." "Ndozviziva Sere kuti you don't mean what you have just said.I love you my dear sister at least we have found each other let's move on nehupenyu hwedu.Me ,you and our only brother Felix." "I said don't follow me wani,,,moda kunzwa nepaiko nhai? Alone l can make it manzwa tichasangana kumusha kunhamo." "Sere kwana wanzwa saka unoti kwangu kudawo kufuratira hama dzangu here?Inga waona wani hupenyu hwandairarama pamba patabva.Ndaidya zvandoda wanzwa asi rugare panga pasina.So you think kuonda uku mazvokuda nhai?Kubva zuva randanzi ndaroorwa handina kumbofararawo.Vana vatatu tiri tese asi mufaro chaiwo ndakaushaya.Handina zuva rimwe chete randisina kufunga nezvako asi kuti hupenyu hwangu hwanga hwakasungwa nehutare.Ndotenda kuuya kwako ndokuziva the kind of a monster yandaigara nayo.The good part of it is that l managed to save you.Ndizvo chete zvikuita kuti moyo wangu ufare." Ndaitaura ndakamubata maoko ake.Ndakazongoona misodzi yoerera ndikanzwa moyo kurwadza.Ndaive ndamusiya achiri mwana mudiki Sere now atova kasikana chaiko. "Ndanga ndakusuwa Sere please forgive me,,from now onwards pauri ndipo pandiri.Handichada kurasikirwa newe zvakare." We hugged kwekanguva zvekuti ndakanzwa moyo wangu kunyevenuka chaiko.Ndaimusuwa mwana wekwedu asi chokuita chaiko panga pasina.Ndaigara ndakafudzwa semombe. "So todii now nhai Sere?" "Sisi we do not have any other option here kunze kwekutomira paroad tichikumbira lift tonosara pacoca cola paya tofamba netsoka kuenda kwabamnini.Ndiko kwandanga ndichigara asi ndakadzingwa namainini.Asi panonetsa zvakare bamnini vakadzokera kubasa saka kungosvika pamba pavo ma1 angu anenge atanga.This time vanogona kundinyudza banga chete nokuti chavanongoda kundiona ndichichema bedzi." "Saka toita sei nhai Sere hatina hama muno better kungodzokera tonotangira ipapo,this time tiri two toshingisana kusvika ndawana kana basa ndikashanda totsvaka mari tonanga kumusha." Takapamira paroad mota zhinji dzaingopfuurira pataingotaura mashoko ekukumbira.Mari chaiyo taiva tisina sisi vaiva vangobudawo vachimhanya vasina kana chinhu. "I have my phone with me l think we can sell it tiwane pekutangira." "You have a good plan sis give me your phone,you know what we can use this phone as our tool kuti tiwane transport.Once we offer him or her this phone anobva aona kuti we are more than desperate votitakura mahara." "You have a plan younger let's try." Takaramba takamira paya,,tichingomisa but to no avail.Patova paya ndipo pakazomira chimwe chimota chaiita sechechingwa asi chainge chakanyorwa nezvehuku like.Ndaingoita kamunamato kuti dai zvikangoita.Ndakazonzwa zita raSere kudaidzwa ndikanzwa achiti,,, "Silas." Akadero Sere after akwenya musoro wake achiratidza kufunga kuti aiva ani zviya.He hugged her so tight for the first time ndakasekerera after all these years handina kumbonyemwerera zvandakaita apa. "Longtime no see,,how are you." "Not fine,,,tamira kwave kare but no transport dear." "Yeah,,wakura now you are no longer that little Sere aingochema.Get inside ndiri pabasa." "Ok,,thank you.Mai Lee meet my friend Silas he once helped me with something." She said shyly,,iye Silas wacho ndakaona achitarisa Sere with a naughty smile. "That was then friend,,," "Nice meeting you bamnini." "Aah,,sisi mai Lee ndati anonzi Silas." "Ok younger,but l prefer bamnini." "Fine then." Takabva tapinda mumota muya mota ndokurova pasi.Ndakafara kwazvo at least Mwari vapindira.Vaitaura nyaya dzavo ini ndiri zii zvangu munin'ina wangu airatidza kufara kwazvo.I was happy for her too kungoona achinyemwerera means a lot to me.Takazodzika zvedu Sere achiti taive tasvika.Takaonekana achibva aenda.Ndakaona Sere achiramba akatarisa mota ichienda ndichibva ndamuzungunutsa. "Do you like him." "Aah,,no sisi kungoti ndamuona ndisingafungiri chete.Akambondibatsira one day ndaspoiler hembe ndichitengesa paCoca cola paya.Handizvikanganwi,,he was the one aiita kuti ndidyewo aiuya achitenga achisiya machange.It's a long story kwandakabva sisi." Ainge akutoda kuchema ndichibva ndamupurudzira. "Andipa mari iyi ngatitengei maputi tidye tofa nenzara." "Inga aita hake shuwa." Takatenga maputi ndokufamba tichidya.Hatina kunyanya kufamba kubva mumain road.Ndakanzwa oti taiva tasvika akandinongedzera gedhe racho.Takamira kudaro ndakaona Sere omhanyira umwe mukomana aibuda pagedhe ipapo.Vakatanga kutaura asi ndaisazvinzwa.Ndakaona odzoka zvakare asi hana isina kugadzikana. "Let's go sisi they is no use kupinda mukati umu panguva ino.Our father needs us." "Where to ?" "Just follow me,tokwira tax apo very soon tinenge tasvika." End of chapter 19 1us chete kuenda kuSub kwaSere
❤️ 👍 🙏 😮 👏 😂 😢 38

Comments