Berlin's Writings
February 8, 2025 at 12:06 PM
Yaa Yeukai munomuda ndabvuma.
Saka munotomuda kukunda KG😂😂😂
Vanhu vari kuuya vachibvunza kuti Yeukai akazodii.. after *Dry Bones* of course😌
Yeukai ndiye mumwe great matriach yemu Berlin Writings
Patakataura nezvemidzi yemacharacters akawanda emu Berlin Writings taitoverenga iye na Munya wake.
Saka tinosangana naye mubook redu richiri kugadziriswa kuti riverengeke zvakanaka rinonzi *Sweethearts* Anongouya padiki tichinzwa update yake
Asi anouya zvakanyanya mhuri yake yakura mu *Spirals* , tinozomuona zvakare mu *Fettered Destiny* anenge ave mbuya nemamwe mabook amanje manje mu *Pages* ano feature zvake.
Saka tine mamwe atiri kutarisa kuti angauye pa next promotion ndeapi amungasangane naye Yeukai wenyu.
Ndinovimba mimwe mibvunzo yadairika🫡
❤️
👍
😂
😮
🙏
😢
47