Berlin's Writings
February 12, 2025 at 04:39 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Va8v6sl7IUYaVaa0Rc0F *WRITTEN IN THE STARS* Chapter 45 Noku Kubasa ndaive ndisisiri free zvachose. Mr Mawushe vainge vosimbirira game yekuita take take neni kusvika vazotaura nyaya yavo hanzi ndinokuda. Handina kutya kuvaudziridza, kana kuvatenderera handina. Ndakapindura zvinyoro nyoro ndichiti "mati munondiita sei " Ivo kusanyara vakatopindura hanzi "ndinokuda" "Heya mune mangani makore?" Vakashamisika ndokutarisa mudenga vachibva vadzosa maziso pandiri zvikanzi.. "43 Noku" Ndakaseka ndikati.. "you are old enough to be my dad, musadaro kani Mr Maushe, I respect you and handitarisire zvakadaro kubva kwamuri". He came and sat on my desk, vakanditarisa vachiti "you don't know what you are missing Noku" "I don't even want to know ,plus ndine mukomana wangu " Vaka finyamisa kumeso ndokudonhedza muromo vachiti... "That colored guy hapana kwaano kuendesa anongoda one thing chete obva atokusiya. Do you want to know what he just wants ?" Ndakasiya zvandaiita ndokuvatarisa. He naughtily smiled, pointing at my breasts . he was just a few breaths away saka ndakatoona kuti baba ava havadi kusekererwa. Ndakasimuka vachibva vasimukawo ndokundibata ruoko, zvenharo chaizvo. Ndakava sairira mbama nerumwe ruoko vachibva vabata dama ravo vachiri kwiza kwiza. "Noku" He shouted ndichibva ndati.. "don't ever do that again" Ndakabuda ndichivasiya varimo ndokukwidza kwaishandira Flo. Ndichiona Flo ndakatanga kuchema nekuti kwandiri ndakanzwa sekunge ndashoorwa zvakanyanya kudiwa naMaushe. "Chii nhaai, Noku" Akadaro Flo achiuya kwandiri I hugged her tichibva tamboramba takadaro achindi puruzira musana. Flo:Talk to me, Noku chii? I explained to her zvese achibva ati "wavagona haanyare murume mukuru nhaai" "Vaka ndibvira kudhara zvako Flo" Pakuenda kumba handina kunge ndaona anything from Michael so i decided to walk to town with Flo and other two guys vataishanda navo. Taifamba tichiseka tichiita nyaya.. "Noku hona munhu wako" Akadaro Flo ndichibva ndatarisa across the road kwave kuona mota yaMichael. I smiled ndichiti. "Guys, tonoona" Kwave kuto crossa road "Hey hun.. Ndakadaro ndichipinda munhu achibva aramba akanyarara. Ndakamutarisa ndokuona akatorova imwe serious yandisina kunzwisisa. "Michael chii ?" I had to ask zvikanzi... "Saka ndinenge ndichi kutadzisa kuita yaunenge uchida hanty" "Babie, they are just my workmates " He pointed at me zvikanzi.. "ndizvo zvanda bvunza here izvozvo?" "What's your problem, can't I just walk home nevamwe.." "Hauzive kuti ndinouya kuzokutora?" Ndakasimudza ruoko ndokubva ndati. "handidi zvekunetswa Micah shamwari, ukasafona ndinofembera here kuti uri kuuya" Akambotora nguva akanditarisa achibva azomutsa mota pave paye Mhanyisirwo yaiitwa mota yacho waiti zvimwe tichabheutswa. Ndakazvisiya zvakadaro ndokungoti kwati kwati nephone yangu. Hapana akataura nemumwe kusvika ndatoona munhu achitodarikira pamba pedu. "Michael ndiburutse." I said achibva aramba zvake akanyarara. We got in kumba kwavo achibva aburuka ndokuuya kuzondivhurira door. He was so serious haana kana kuburitsa zino. Kana kumutarisa kwacho ndaitonzwa kumutya ndisingazive zvaaigona kuita. "Michael ndiri kuda kuenda kumba kwedu mhani". Ndakadaro ndichiburuka, ahana chaakataura Akabva atononanga mumba. Aiita kufamba achikanda mazinhanho. Imbwa yake ndoyakazoita kuti ndimutevere, yainge youya ichi simudza simudza kamuswe. Edna Handina kana nekumumhoresa. I followed Michael to his bedroom ndokumira padoor . I boosted my confidence and said.. "Michael ukada kugara uchidai namai vangu am leaving you ,shanje dzacho its too much , ndinoshanda nevanhu for crying out loud " Akafamba achibva auya pandaiva ndakamira ndokunditsimbira padoor. He was so tall zvekuti ndakangoti nhasi zvangu ndave kurohwa. Mafemero ake akabva atochinja, he bent down and kissed me . Ndakambotanga ndakastika, iye hazvina kumumisa airamba achiudya muromo wangu. "Noku". He said... "hee, ndakuda kuenda kumba". "I love you wazvinzwa?" He emphasized... "Love you too but hameno zvaunoita"? "hauzvizive kuti ndinokuda right?" "Ndozviziva Micah " "I want to show you kuti ndinokuda". He carried me to his bed and took off all his clothes. Kusara munhu asina chaainacho. Ndakada kutiza but paive pasina kana pekupinda napo. His face had changed paive pasina ma negotiations. Akauyawo pabed and he was so strong that it didn't take him hours to get me naked . "Michael no" I screamed but he had changed into a monster. Chaingonzwika kufemera kwaaiita padenga achibata chese chandaiti changu. I felt him on my entrance ndichibva ndaiita wekuruma, asi kwaive kuteya nzou neriva. Hapana zvainzwika. Ndaiita ndichimurova rova thinking he would give up or just do zvekwa Liam zviye but no . Apa ndainge ndabatwa. I felt him pushing himself inside, forcing with all his might ndichibva ndanzwa pain and i screamed . Kuita sekunge ndiri kuchekwa nebanga chairo. I finally heard him sighing, achibva ambomira sekunge ave kuda kusiya. Before I could say a word he had successfully entered. Whatever happened next handina kuzonzwa. Ndakazomuka ndave kunzwa kurwadziwa nekunama nama pakati pemakumbo. Iye aive abuda hameno kwainge kwaendwa. I tried to get up ndokunzwa pain chaiyo.. Kuzoti pandakaona ropa ndakabva ndatoita sebveni chairo risingade kuona ropa. Ndakabva ndatanga kutoridza iri mhere. Ndipo paakapinda Michael akatomonera towel. Kutobva hake kunozvigeza sekunge aita zvakanaka. He looked down as if he was in pain as well .. zvikanzi "sorry." Ndakanzwa hasha, sorry hapana chayainge ichabatsira. Ndakasimuka ndokunanga paari, ndikasvika nekumusairira mbama achibva ashama muromo ndokubata dama rake. Paakada kutaura futi ndakamusairira imwe mbama kune rimwe dama.. Ndipo paakazosuduruka atoona kuti ndiye anokuvara. Michael:Noku, I am sorry please.." "Stop using the word sorry Michael wanzwa, stop..une hutsinye, handaizviziva une hutsinye". .. I screamed ndichibva pandainge ndiri, iyewo akasuduruka thinking ndaizomurova futi but no I just wanted to put on my clothes. He looked at me as I walked around the whole room naked, Ko ndaive ndichanyarei.. Ndakambonetseka nekutsvaga pant, achibva ariona ndiye, kwave kunditambidza. Ndakaita rekubvuta ndichiridza tsamwa I took my clothes ndokupfeka. I could sense that he was starring at me . "babie, I am sorry. " Akadaro achifamba kuuya kwandaive ndiri , ndichibva ndakasika kusimudza musoro ndichiti "don't even dare." My pant had no blood stains saka ndakaona kuti evidence paive pasina. I walked to his bed ndichibvanda bata bed cover, it was something chandaikwanisa kubvisa outer cover. Ndakaita kubvisa zvikanzi naMichael. "Babie usadaro kani, am sorry I didn't mean to " Ndiwo muromo wakazondirwadza iwowo zvekuti ndakaenda paaive ndokutanga kumurova kumeso chete. Akaita kuvhara face yese nemaoko ndichibva ndazomusiya ndaona kuti basa ndapedza . Ndakabvisa outer cover the bed cover was thick as a duvet. Ndakapfunyira outer cover mubag ndokuona risinga kwane ndichibva ndaita rekubatira mumaoko ndokubuda. Ndakamunzwa achitevera kumashure . Takabuda panze ndikavhurirwa gate ndichi ndabuda. He tried kutevera ndibva kamurambidza. Akaramba akamira akanditarisa.Ndainzwa kunyatsorwadziwa chaiko zvekuti step yacho yairamba kubuda. Pandakasvika pamba ndakaenda nekupool gate ndokusviko pinda mumba mangu nekurara. I switched off my phone ndaisada kukanganiswa. Ndaiita ndichipepuka husiku hwese ndichifunga kuti saka husikana hwese hwatoenda? Hameno hope dzakazoita kundibata nguvai ndichichema. I woke up nguva dzatoenda. Dzaive past9 so I phoned kubasa ndichiti handisi kuuya. I had to phone ne land chaiyo kuri kusada kuona mamessage aMichael ekupenga. I called tete right away, kungodaira kwavakaita triggered tears ndichibva ndatanga kutochema. "Mainini chii". She asked ndichibva ndaita kutohwihwidza zvikanzi .. "ndiri kuuya ikoko" Ndipo pandaka zoti.. "no tete regai ndiuye inini "Are you sure mainini" "Yes tete ". .. Ndakazvishingisa ndokumuka Ndakaisa jira rangu mubag ndokurongedza dzimwe hembe dzekuzopfeka. I noticed kuti ndakabva ndatotanga period yangu. Ndakaoneka nana namainini ndokubuda. Ndakasvika kuRuwa masikati nekuti kufamba kwacho kwaitondinetsa. Tete vaive vari mumba saka ndakasviko pinda . Vakaramba vakagara vakanditarisa zvikanzi.. "mainini titambire". Misodzi ikatiwo unonyepa. Ndakano zviwisira pavari vachibva vatanga kudemba "Ko chii nhaiNoku, waitwa sei... " Ndakangogona kuvhura bag nekuvapa jira rekumba kwanaMichael. Vakaita rekubhedhenura zvikanzi "hezvoo.. Ko chiii chi" Handina kupindura asi vakakasika kubatanidza vega vachibva vati. . "ndi Michael adai?". Ini ndokugutsira musoro Zvikanzi.. "Ko zvauya sei, inga ndavafonera ndichiti mumwe wako afona achichema zvikanzi Hapana chandiri kuziva!Ko iwe wainoitei kumba kwake". "Tete hameno zvaanoita akatsamwa anobva atoda kudaro." Ndakapindura ndichi pfikura zvikanzi "kudaro kuita sei "Kuda kurarana ikoko" "Haiwa kani, haaifanira kudaro munhu akauya apa achiisa musoro paside hee tete this hee tete that. ..ndiri kumufonera.. ." Ini ndaingewo ndazvivhara kumeso ndave kuchema. Vakafona ndokuisa number dzake paloud zvaiita kunzwika zvaitaurika zvacho Phone yakamborira katatu isina kudairwa vachibva vari dzatsamwa ndokufona zvekare. Iye aitoziva nyaya yake chete.. Akazodaira zvake he sounded so low zvikanzi. "eeh tete maswera sei?". "Aaa taswera babamunini, mainini vaye vauyaka kuno," He took time asati apindura achibva azoti .. "Hoo Noku" "Ehee,munokwanisa kuuya kuno here?" "umm ndinouya tete,ndikapedza basa" "Ehoo toona masvika, ". Vainge vavekutoda kukata tete achibva ati . "Ndokumbirawo kutaura naye Noku" Ndakadzungudza musoro nokungonzwa zita rangu chete nezwi rake zvakandipa kuchema. Tete vakabva vatura mafemo vachiti.. "aaa ari kuramba munhu wacho tonoona mauya bamunini"... She hung up zvikanzi.. "ari kuuya.. .usarambe wochema regedza auye titaurirane.. .hausi wakato svuuka?" "Ehee kuri kurwadza tete" "Zvino akashandisa condom?" "handitozive ini tete". Vakarovanisa maoko vachiti "zvaNoku vasikana" Ndakaisirwa mvura yekugeza ndichibva ndageza ndakagaririrwa. Kudya kwacho ndikaita zvekumanikidzwa futi. Ndokuzorara ndichizorora End of chapter 45
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 191

Comments