ZIM FOOD RECIPES 🍝🇿🇼
February 16, 2025 at 07:42 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaLrFuODjiOcOqcLcR1L
READ AND SHARE🌟💥🌟💥📚📚
TINASHE
CHAPTER 7
Laika
"Ndakazorara hangu ndaisa mwana pakati ndaisamboda mafunnies zvangu,Ndakazomuka mid night ndonzwa sendinobatwa- batwa muviri vangu ndopandakati pati ndokuona ari Ruth ndakavhunduka munoziva ndainge ndatokanganwa kuti mhandu yangu iri muno manje haa ndaida kumugadzirira size".
" Ndakamusiya achiita zvaanoda nemuviri vangu nditoone eeh akutobvisa mwana pakati kwakundibvisa hembe ndikati eeh ko ndini ndichasara".
Haa ndakuromancer zvekuti huya uone ndakamupenengura makumbo ndikutanga kumudya matwin sisters ake,Mwana akatanga kuita tuma moaning sounds ndikati hausati watanga ndinonzani ini.
"Ndini uyo kunzeve ndokupinza rurimi rwangu munzeve ndichiutenderedza imomo apa anga akungondi begger kuti ndiise lolipop,Haa pussy yanga yaita kutota kuita save chaiye haa ndakadzoka futi ikoko pandakaona kuti munhu wangu waibva ndokubuda zvangu kunze".
" Akandibvunza kuti uri kuendepi ndikati ndasofonhedza airtime yangu saka ndiri kufunga kuti iri panze,Akati ngatitangre tapedza kani,"Akasimuka mwanasikana akanditi mbaa ipapo ndikamurasira pabed haana kunonoka kuseparater her legs,Nokubva atora lolipop ndokuisa ega ndakango mover ka 3 chete apa anga akuita kiscreamer nekunakirwa achifunga hake kuti ndonyengedzwe nekahozhwa kake ikako".
" Ndakangoibvisa fast ndokumhanya hangu kunze bvandapinda mumota mangu,Ndokutanga hangu kupuruzira lolipop yangu ikatanga kudaira zvayo,Ndopandakatanga kuimaginer mushenen'ene waShantel haa imi bonyora rinonaka zvee imi ndakazotonzwa sendiri kuzhaka Shantel ndizazotonzwa kunakirwa kwakuwedzera ndokubva ndato producer".
" Ndaida kungokaurisa hangu kahure aka,Ndakadzoka mumba ndikasvika Ruth ari kuchema ndikati hausati watanga uchadzoka kumba kwenyu wega".
" Musandishore henyu guys iyi mhuka inonzi Ruth iyi inofanirwa iri pamission handiionerwi ini uye kakuwirirana kavo namhomz kanondipa mibvunzo chete.
"Chimwe chinhu zvee mai vaRuth namhamha vangu vanotanga vasingazivane asi ndakambonzwa vachitaura vese pafoni wachiseka chikwee something is fish chete ndichazvibata".
" Vanhu ava vanozivana kubva kudhara ava pane zviri kuitika pakati pavo manje dakutsvaga maprivate CID angu chete ,Chokwadi chakatadza kubatwa namudhara ndiri kuzochibata chete".
" Mai waRuth namhomz vangu vaizivana kubva kare ava pane zvaitwa chete between the 2,Zvehunurse hwamai Ruth dakuzvipedza ndichati zvangu ndane Evidence yakakwana chete ndawa handichadi zvekuitiswa.
"Nemari ine chiNurse ichichinozviti ndi ambuya wangu,Why achiita zvekundimanikidza kugara nemwana wawo haa soon ndochibata chigonzo changu".
END OF CHAPTER 7
👍
❤️
🙏
😂
😍
😢
😮
11