TaAe Novels
TaAe Novels
February 17, 2025 at 08:32 AM
*HOUSE GERO* *STORY BY TATENDA MACHIRIDZA* +263 71 393 2626 Follow channel for more. https://whatsapp.com/channel/0029VaNC1pj1yT25nIy6Lw06 Join our group. https://chat.whatsapp.com/HhPzjCNU5zL8IhEsCx6n6b 7. *PESHY* Nxm" ndakaridza tsamwa ndichitendeuka kudzokera kuoffice kwababa Kuda.This time i went  straight ku office kwavo.Ndakangoona pakanzi CEO ndokubva ndapusha door.Ndakashamisika kuona baba kuda vakatozvigarira vachibaya baya laptop yavo.. "Aaaaa" ndakadaro ndichidzvokora maziso. "Anziiko kusanoka?" "Hapana" "close the door behind you, munhu akadarika neapa anotoshamisika kuti ko door rakavhurirwei, I always close the door.. Ndakakwesvaira ndichinovhara door riya. " sit" vakadaro ndichibva ndagarawo.Ndakabva ndati"ndatumwa mari" "Hoo" vakadaro vachiburitsa mari muwallet ndokubva vanditambidza.Ndakatambira mari iya ndokubva ndabata mumaoko., Ndave kuda kubuda baba kuda vakabva vati "Saka ndikasakukisa haundikise?" "Aaaa ndonyara ini, " "Saka kana ndakukisa ini haunyare sei?" Vakadaro vachiuya kuside kwandaiva ndakagara ndokubva vamira kuseri kwangu.Ndakanzwa ropa kumhanya mhanya ndokubva vati"musoro wakuda kurukwa ka uyu?" "Ehe ndorukwa ndahora" ndakadaro ndichibata bata musoro uya. "Okay, bva ucharukwa waora musoro.." Ummm " "Ukuti umm kudii?..Ndikutokuudza zve, Uri nhubu asi ndokuda zvakadaro" "Kkkk, Regai ndiende ndingasvikorohwa naMuchadura" ndakadaro ndoda kusimuka.Ndisati ndasimuka cheya yakatenderedzwa ndokubva ndatanga kudyiwa muromo.Ndiri kumusha mukomana wangu aikubanzva nanzva zvekuti waivenga kiss yacho.Manje baba kuda was diffrent, The kiss was perfect and his mouth was fresh as rain water.The kiss grew bigger kusvika kune imwe level, Ndakasimudzwa ndokugariswa patable.He slid my pant to one side, He started using his finger while i mourn like nobody's business.I was responding well to the kiss whilst my body was moving ndakagara kudaro.Kadress kangu kainge kabviswa kakandwa uko.Ndakaona munhu ondisiya kwakunokiya door rake.His romance was sweet and smooth,Ndakaiswa gumbo uko rimwe uko ndokubva ndatanga kushandirwa.The game was hot and fun zvekuti mutambo wakazopera ndabata cheya ndozunza zvandakapihwa namhamha... "Whuuuu" takaturirana mafemo after tapedzerana.Ndainge ndisina kana towel or anything ndainge ndoshaya chekupukutisa , ndakazotura mafemo pandakaona ndodhonzwa naKenny toenda kubathroom . ,"Mune bathroom?" Ndakadaro ndichivhurirwa shower naKuda. "Ehe".. Munoziva mvura inokonzera kuti munhu ade some more sex, Ndaiti ndikatarisa Kenny ndonzwa zemo chairo.Ndakazozvipira ndokupfugama ndokubata nhengo yake ndokutanga kudya loli..Ndakaona murume mukuru achibata gotsi, Ndakazosiya yavewo turn yangu,Ndakakwekwetwa kusvika ndapera basa.Takashandirana makare imomo kusvika tati rukutu.Takazobuda ndokutarisana tichibva tati bvaru kuseka. "Wakadzidziswa nani, Dai ndakawana usiri mhandara ndaiti uri joki, Manje ndakavhura ndega package .Thank you babe" "Ukunditendei zvangu..Ndakadzidziswa naGwaivhi zvose izvi" ndakadaro . "Ndoda kumutengera grocery nehembe , Anoita ndizipwe nesugar mtapi" "Haaaa, manje unodya sugar kana ndatotumwa naMuchadura manje akasandituma unoidyirepi?" Ndakadaro. "Manje manje ndongoti ndoda kugara nemwana wangu, Munobva mauya mose" vakadaro ba Kuda.. "Horaiti" "Chienda nemari yako, Ndichafona kuti uuye utore mari yechikafu mangwana ndoti nhasi handina" vakadaro ba kuda. "Okay" "Regai ndifone uripo"... Vakaburitsa phone ndokubva vafonera mai Kuda.Havana kunonoka kudaira vakabva vati" Asvika here musikana wangu webasa?" "Ehe ndandiri mumeeting paauya ndakutomupa $50 izvezvi, Anouya mangwana kuseni ndomupa mari yechikafu apa handina" "Aaa horaiti, Wakachona ka, zvekushaya mari...Chihure chakusvina ka mari yese, Wangosara naiyo yemusoro mutsvuku chete.." "Zvinoita mai kuda" vakadaro baba Kuda. "Kuti kudaro?, Uudze mushandi wangu akasike kuuya ndinoda kuzoenda kurufu, Mumwe wekubasa kwana mhamha akabaiwa nebanga saka ndikuvaperekedza, Uyu ndinoda kusiya ndamurayira zvekuita pamwe todzoka kuswera mangwana" vakadaro mai Kuda ndokubva ba Kuda vati "Manje anogona kusara nevana? Haapinze zvikomba here mushandi wako uya?" "Aaa anozviwanepi Zvikomba? Anodiwa naniko? Akapindwa nechimusha..Kutaura kuno pandafona ndanga ndichiti atorasika " .baba kuda vakafa nekuseka ndokubva vandibuditsa kusvika kugate.Musikana wepareception ndakaona achibaya baya phone akatsikitsira kuri kusada kutarisana neni. "Gloria this is Peshy my son's helper, Akasvika pano achinditsvaga ngaaudzwe kwandiri nekuti mwana anogona aita emergency" "Ehoyi, Hi Peshy" akdaro achifinyamisa kumeso "Hesi" ndakadaro ndichifamba kuenda.. *MAI KUDA/MUCHA.* "Saka watoshinga kusiya murume woita zvinoitwa namai vako nemunin'ina wavo?" Ava vaive vatete vangu vaChinaniso. "Vatete mudzimba hamuna chirimo umu, Imi chaiye makatomubuda nekuda kwematambudziko, Dai maisava nedambudziko maibuda?" Ndakadaro "Mucha ka! Murume wavo anezvese, chaunosvora paari chii? Hupfumi  anahwo saka chamuchada vana vemazuvano munoda chii chaizvo?  Munonakirwa nemjolo ka! Zvino unocosta mwana wehanzvadzi yangu.Iko wati musikana wako uripiko andibikirewo sadza. "Ndamutuma kunopihwa mari yemwana kuda baba Kuda" ndakadaro vachibva vati" bvaa unomuvimba chaizvo, Ko akakutorera murume unoita sei?" "Aaa vatete, Munoti munhu waHouse gero anganditorere murume? Musataure muchodaro so!"     "Anotadza nei? Haana panoda murume? Uchapepuka zvako mira "Musandishuwire zvakaipa imi, Ndingatorerwe murume nemunhu wandinopa mari?" "Aaaa hoo uchandiudza hako" vakadaro ndokubva vanyarara...Takangoto gare gare Peshy ndokusvika. "Ohhh abva auya Peshy...Bikirawo zve vatete vangu sadza ndichisanogeza, Tinotodzoka kuswera mangwana chaiwo, Pinkie anoenda namai vake, Kna vasingade vanotsvaga musikana webasa" Peshy akabva atanga kubika ndokubva ndati kunatete"mamuonaka i type dzingatore varume vevanhu here?" "Aaaa mdanyarara" vakabva vageza maoko .Peshy paakapedza kubika akauya nechikafu ndokubva tadya natete vangu.Vaingotaura zvekutorerwa murume naPeshy.. "Unoshayawo mukomana anokurukisa musoro?" Ndakadaro ndichirongedza bag rekurufu. "Aaa ndinaye asi ndoshaya mukana wekunorukwa" ndokubva vati"mangwana panoenda mwana kuchikoro unoenda wonorukwa but makesure wabikira mwana " "Ehoyi, " "Good musoro wako unosemesa Peshi uri maid but zvibatewo mushe, hauzoshayewo anopusha chingoro. . Ndakaseka ndokuonekana naye tobuda kuenda kurufu sezvo mota yaitakura vanhi yainge yauya...Taienda kuEmpress ndokwatainoviga munhu.Vamwe vakaenda nemota asi ini ndakanosarira mutown ndotakurwa nedhara rangu vaMhofu.Ndainge ndavanyebera kuti cousin sister yangu yafa..Ba kuda ndakangomuudza kuti azopa Peshy mari yechikafu...
❤️ 😂 👍 🙏 😮 😢 209

Comments