TENDAYI AKA MAI MUKU NOVELS 🌳
TENDAYI AKA MAI MUKU NOVELS 🌳
February 17, 2025 at 05:04 PM
Our main whatsapp group https://chat.whatsapp.com/GJ1fPGPEacsAjnWbmdLa5n Vanoda zvekupa macomments https://chat.whatsapp.com/K4tAaptQR9QIvVUTodvmtu Join us kufacebook towanikwa zvakare https://www.facebook.com/groups/670692785081137/?ref=share&mibextid=NSMWBT Kuti usasarise Uchida kubva pa1 Gara wapinda muchannel https://whatsapp.com/channel/0029VaF2xB8EKyZCws6MdZ07 💘💘💘MARINA💘💘💘 A ROMANTIC SHORT STORY CREATED AND WRITTEN BY TENDAYI AKA MAI MUKU # MUZUKURU WACHIHERA A FRIEND OF THE ENVIRONMENT # NATURE🌳 +2️⃣6️⃣3️⃣7️⃣1️⃣9️⃣7️⃣6️⃣9️⃣2️⃣0️⃣2️⃣ EPISODE 1 BLUE JAY LIFE so, you know how we're all living on this big planet called Earth, and we're all trying to figure out what we're doing here? That's kind of what the "meaning of life" is all about. Imagine you're playing a big game, and you're not really sure what the point of the game is. You might ask yourself, "What am I supposed to be doing? What's the goal?" The meaning of LIFE is like finding the answer to that question. It's trying to figure out what makes us happy, what makes us feel good, and what we're supposed to be doing with our time on earth. Some of us think the meaning of life is to be happy and have fun. Others think it's to help others and make the world a better place. And some people think it's to learn and discover new things. The really cool thing is that there's no "right" answer. Everyone gets to decide what the meaning of life is for themselves. It's like a big adventure, and we all get to explore and find our own way. The most important thing is to be happy and do what makes you feel good. Life they say is too short so l chose to live it the way l want. If l live it the way people want it will be not my life. Handina zvangu zhinji yandiinayo asi shoma iyoyo ndovavarira kuti ikwane. I Blue Jay handidi zvinhu zvinondipa stress kana mbichana hayo nekuti moyo wangu hauna kusimba. Ndichipedza kuita project yangu yaboss yaidiwa mangwana acho ndakabva ndatorongedza zvinhu zvangu nekubuda. Ndakatarisa time it was around 4pm ndokufunga zvangu kumbopfuura nekubhawa ndichiita 1 or 2 ndinyevenutse pahuro. Ndichingobuda muoffice mangu ndiye dhuma nerino babe raitobudawo muoffice maboss riine mumwe muface. Kakange kave kechi2 ndichimuona mubabe uyu pabasa pedu asi business raaiita handairiziva. Ndakafamba ndokusvika paaiva ari akamirira kuvhurika kwedoor relift sekuti taiva mu4th floor. I just smiled at her and she smiled back manje kuti ndichapfuurira mberi neeye contact ndakatya muface waaiva naye nekuti handaiziva relationship yavo so nekungwara kwangu l had to do ask zvine hungwaru ndokubva ndati.... " Hie blaz haaa lift redu nowadays rakuita kakunetsa especially this time roshanda zvakanyanya. Dai rikasakuvharikirai mavakuda kubuda mungachemerwe nebabe renyu iri." "Haaaa lift ma1 wangu rinozomboita zvobhowa sometimes, but haaa hope haridaro cause hey namadam kumba inganoita nyaya kuvharirwa neworkmate hazvitaurike." Takabva taseka paye uku ini moyo uchiita kunyumbwira nemufaro kuti muteyo ndoteya chete muface uyu haasi kana threat. Semunhu aiva neyake zvake mission ndakabva ndatonyepedzera kunge ndisiri interested nezvababe uyu uku mumoyo ndichikwara. Zvazvinoitawo chokwadi midzimu yangu yakaita kundisekerera chaiko. Ndofunga tichangonosvika mu2nd floor rakabva rati zii zvandaiva ndamboreva. Ndakaona vanhu vandaiva navo kusagadzikana ini ndikati dai help ikanonoka kuuya ndimboona reaction yababe uyu. Ndakatovayeva hangu vachirovarova door ndakazongoona ndozunzwa nemusikana uya apa rimwe ruoko rwabata collar chaiyo. "Sir please help us ndimi moshanda pano you know better. Mambotaura about kufa kwelift so kana zvadai what do we do? Apa kunze kukutodoka handidi hangu kuzofamba husiku please do something." " Don't worry policy yedu inoti kana lift ramira pane vanotoona nezvazvo vogadzira cause zvese zvoitika inside the building zvinooneka pacamera. No need to worry vatozviona kuti pane lift ramira." Ndakaona otura mafemo ndikasekera mudundundu zvangu nekuda kwenhema dzandaiva ndabva kuruka. System ipi iyoyo yaiva yaona kuti ndozvaitika kuno? Hapana kana aitoziva ndozvaitika unless ndatofona manje ndaisada iyoyo l wanted to buy some time nebabe uyu muface waaiva naye ndiye aitozoita zvinhu zvindiomere. Sekamunhu kaiva kakati ngwarire ndakafunga zano rangu mushe ndikatoona ndaenda kumba nebabe tatova pane imwe chapter. They don't call me Blue Jay for nothing ndakabva ndaita kukwenya musoro wavavira hunzenza hwaifungwa. Uyu mwanasikana uyu ndiye wandaizoda kurova yamazuva ese iyo yataiti pick and lick pachiboys. Stay tuned tinzwe zvizere about kanyaya kedu kapfupi. Ko pick and lick ndoipi iyi manje nhai Blue Jay? Muzukuru waChihera adzoka hope tichafamba tese zvakanaka, musakanganwe like, comment and share. # MARINA# LEARN SOMETHING
❤️ 😂 5

Comments