MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
February 17, 2025 at 04:45 PM
Hie Mai Muku plz hide here is my story ndr mkadzi anemakore 41ekuberekwa I'm a single mother of 3 mukutengeaaa imomu ndakasangana nemurume mutown anemakore 36yrs akati anondida anga anemazuva achindi nyenga ndichiramba akazo vhunza kut asi uno ndirambirei ndikati ini ndr kuzviona kut ndir muhombe kwauri iwe uchir mudiki akati anondida zvakadaro andina kuvanza makore angu ndijamuudza kut ndine vana vngu akati ndiye mnhu wanoda ndikati koiwe wakamvoroora here akati andina nenyaya yekungorambwa iyoyo so ndakazobvunzisa kut Ari srs neni here or anoda zvekungotamba ndaubvunzisisa cz ndariona kut takanyanya ku spacerna kwacho akati iye arikuda kuto ndiisa mumba cz aneta nevasukana vadiki avasi srs vanongoda kudya mari vachienda iwe nditogara newe uchindibikura nekunditirawo zvese iwe ndokucheta ane zvese chandoda ndikabva kubsa ndowana wandivikura mumba mur clean ndakazomubvuma paya akabva ati hryt kana kut tozozvitanga nxt wk kut tipinde tipinde low low tisinga manye akatora number dzangu akati ndokufonera mnheru haana kuzofona kubva Friday up to now kubsa toonana anogara dzimwe nyaya nenio ndakati andimu bvunzi dakuona pane pfungwa dzake kut ayirevesa kana ayitamba neni mubvunzo wngu urikut mnhu uyu anondida zvesure kana kut aneumwe wakawana varume vemazuva Ano vane system yekut pmwe unenge uchingotamba ne bby iro rotonyura kkkkkk Saka ini andichaziya ndinotenda kune vacha batsira
😂
❤️
😏
😮
🚩
🤣
10