Maybe Novels
February 17, 2025 at 09:25 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaMos7nAO7RLKNf1Ai1p *STARLIGHT* Maybe Novels 0716716574 Colossians | Vakorose English 1:11 being strengthened with all power according to his glorious might so that you may have great endurance and patience, and joyfully. Chapter 10 *Tanaka.* Ndakazviseka after that thought nekuti handina kumbobvira ndafunga kuti rimwe zuva ndichaita muono wakadaro.Apa kana wekuudza or kubvunza kuti zvinoita here ndanga ndisina nekuti pavanhu vese vandaigona kutaura navo nyaya iyoyo hapana aizomboti zvinoita.Ini wacho ndaitoziva kuti hazviiti but I was desperate for a better life.To me ndaitoona kuti kuita mukadzi wake was going to speed up the process yekuvawo pakanaka.Zvaizotanga pakuroorwa kwangu mai vangu voshandisa kamari ikako kutsvagawo pekugara pari nani.Iniwo ndaizoti kana ndazvara ndochitanga kuenda kuchikoro pandopedza ndotanga kuenda kubasa zvinhu zvichitofamba. Sekutaura kwaiva kwaita mai mufundisi, kuenda kwangu kuna Royen kwaigona kuita kuti ati rongekei kudarika zvaanga akaita.Ndaitoona atsvagawo pake pekuti tigare pasina Lucky mukati tichironga hupenyu hwedu.I was okay with starting small with someone ane potential, as long as the life was comfortable chete.Ndakamedza mate ndokutura mafemo hoping I was not about to take a wrong turn.Chandakazoita kuda kutanga ndaona kuti ndodiwa kusvika papi.Umwe musi takagara hedu mumota after tambotenderera he started kissing me.Ndaikiswa zvenzara chaizvo zviya munhu akazondisiya ava kufemera mudenga. "Ndokuda Tanaka,"akadaro and I smiled ndokuti,"unondida kusvika papi?" "Kusvika panoperera kuda munhu, I don't even want to see you hurt unoziva?Hurting you will hurt me so handidi kukurwadzisa,"he said caressing my face ndikati,"I love you too, and I wish I could have more of you.Sometimes I feel like nguva yatinoonana ishoma." "Really babie?I can't believe we feel the same way.Pese pandinokuona and it's time for you to go I feel sad, ndinenge ndichitobatikana kuti wava kuenda nekuti ndinenge ndichiri kuda zvekutamba newe,"he said and I giggled ndokuti,"saka unondida zvesure sure?" "Kukuda ndokuda hangu pafair, and it actually scares me sometimes nekuti handisati ndambozviita zvekuda munhu to this extent,"akadaro ndikafutisa matama kwava kuti,"asi wakamboda hako?"He laughed pecking my lips kwava,"I'm sorry, yaitova mistake." "Ndakavamaka vasikana ivavo, nevauchazoda futi vese, uvaudze kuti handivafarire,"ndakadaro akati,"neniwo sha, handitovafarire kana kana ka one and also, I'm not planning to have umwe musikana after you.I feel like you are my last and forever Tanaka, madiro andiri kukuita handifungi kuti ndichada umwe munhu after you."I looked into his eyes and sighed, he stared back into mine and besides kutaura kwake ndakaona kurevesa in his eyes.I kissed him on the lips ndikati,"good then."With that assurance yekuti ndaidiwa ndakaona kunge plan yangu yaizoshanda.Kuda kuziva kuti ndaidiwa kusvika papi kwanga kuri kuda kuzama kuona kuti ndaisazonzi bvisa here or kurambwa nenhumbu.However on the other hand, chero kuri kurambwa nemwana I'm sure ndaizomubata wo pamantainance apa. "Wakufungei?"ndakazovhunduka ndava kunzwaro and I had to laugh out loud nekuti zvandaifunga zvacho zvaiva zvisina hazvo musoro."Babie?"akadaro raising his eyebrows and I laughed even more ndikati,"trust me you don't wanna hear it, but zvese izvozvo zviri kungodzoka pakuti neni ndinokudawo Royen.I love you so much zvekuti ndinotofungawo tava naIvan naIris vedu." He laughed then kissed me ndokuti,"iwe uchandipengesa chete iwe."We chilled mumota kusvika ndazoperekedzwa kuenda kumba ndava kufunga of how I was going to execute my plan.I loved him and it seemed like he loved me even more so ndaiona pasina chekuvhunduka. The next time yandaiva kumba kwavo we became intimate to the extent yekuti he took off my panties. Akaendesa maoko ake ikoko ndikavhunduka achibva amira ndikati,"handisati ndambozviita babe." "I know, I just wanna touch it chete, I'm not going to do anything okay?"akandidaro and I nodded as he groaned feeling me.A sweet sensation ran through my body ndikavhara maziso as I felt his lips on mine."I want you babie,"akadaro against them and I responded with a moan ndichisimudzira chiuno following his hands.Iye anga akabvisawo T-shirt zvakaita kuti ndibate his bare shoulders achibva agomera.Akazongosimuka kwava kubuda ndikasara ndichitura mafemo. Ndakazosimukawo pabed paya kwava kutora pant rangu raiva pasi ndichibva ndapfeka ndokubudawo ndichimutevera.Ndakamuwana akagara padoor chaipo ndichibva ndagara wo paside pake ndokumuti,"are you okay?"He nodded ndokundibata ruoko kwava kuti,"I'm sorry, pamwe pacho ndinenge ndichiona kuti ndikaenderera mberi ndigona kuzotadza kuzvidzora." "I understand,"ndakamudaro ndichibva ndazomuti,"Royen?"akati,"hhmm?"Ndakamedza mate ndokuti,"I want you to be my first."Akanditarisa kwava kumedza mate ndokuti,"babie No, handisi kuti...." "I know, I know, I'm just saying kuti kana wava kuona kuti wava ready I don't mind.I want it to be you and I know that I won't ever regret it,"ndakadaro ndakamutarisa and akashama muromo kuda kutaura but akabva auvhara asina kutaura anything. Akatura mafemo kwava kuzonditi,"come here,"achindihugger."Thank you for that my love but not now hanti?I want you to be sure first, usazvipe pressure because ndabuda ndikagara panze"akandidaro and I nodded ndikanzi,"I love you,"ini kwava kutiwo,"I love you too." Takazodzokera mumba toita zvimwe achibva azondiperekedza hake kumba.Airamba achizama hake kuzvidzora asi umwe musi akazoti,"I want to make love to you Tanaka but not here, ndiri kuda kuti tiende somewhere so that I can make your first time special. That is if you are still up for it."I nodded akati,"I want you to know kuti madiro andinokuita haasi kuzochinja, I'm sure I will even love you more.You trust me handiti?" "Yes,"ndakadaira and he smiled kissing me.Akaenda neni kune kamwe kalodge so kaiva out of Harare munenge mukagomo like.Kaiva kakanaka tichingoona miti chete and I liked it.Takambotanga tichiona nzvimbo kwava kuzodzokera kuya tikadya and then went kuroom yedu.Ndiye akatanga kugeza ini kwava kuzopindawo munhu achibva adzoka mubathroom muya.As much as ndaida kuita zvandaida kuita kuonekwa ndisina kupfeka kwakandivhundutsa.Ndakaedza kuvhara pakakosha uku ndichiti,"haaa Royen?" "What?uri kunonoka sha saka ndauya kuzokubatsira,"he said achibvisa maoko andanga ndakavharisa zvinhu zvangu ndokutarisa zvandaiva ndakavhara zvacho. End of Chapter
❤️ 👍 🙏 😂 😮 😢 644

Comments