LATEST GOSSIP 🇿🇼😱
February 17, 2025 at 12:11 PM
FOLLOW TRICIANOVELS WHATSAPP CHANNEL FOR PREVIOUS CHAPTERS AND OTHER BOOKS WRITTEN BY TRICIA 💚💚💚 https://whatsapp.com/channel/0029VaY7chX3AzNKqkycwZ1q TRICIANOVELS NOVELS MAIN GROUP LINK https://chat.whatsapp.com/CWPcNO2QC6R7TX4p2Z6IwH FOLLOW ME ON FACEBOOK 👇👇 https://www.facebook.com/share/18t57pkAkg/ *THE BLAME LIES WITH MY PARENTS 😭😭😭* *WRITTEN BY TRICIA 💚 💚💚* BOOK 10 PLEASE READ, COMMENT, LIKE, AND SHARE CONTACTS: 0780677763/ 071143699 CHAPTER 6 Ndakabuda hangu ndokudzokera kwandaive ndabva nako. Ndaifamba zvekushinga coz hapana wandaichemera. Ndakabuda pafence ndikati fambe then ndakabva ndazoona paive nechiware apa pakawanda. Ndakanogara ipapo ndave kufunga manje kuti ndaive ndashandisiwa ndichishandisirwa chikafu chaicho. Ndakanzwa kuvenga baba namai vangu since it was their fault. They failed me as their child. Ndakachema zvekuti ndakange ndodudza izwi apa ini kubva ndichikura ndaisachema zvekunzwika ka ndaingoperera mukudonhedza misodzi. Ndakazongoona kuti zvekuchema zvaisabatsira ndichibva ndasumuka ndokuputira sheet riya nejacket rangu zvakanaka ndikatanga kufamba kudzokera kumba. Kumashop handina kuzoenda hangu, ndakangozviudza kuti ndaizoenda mangwana acho. Ndakasvika ndokupisa sheet, jacket ndakawacha coz ndoraitovawo kwaro pamajuzi angu ese. Ndakagadza mvura ndokuzvitova nayo ndakaisa salt futi ndichiitira kuti ndikasike kupora coz ndaisada kuti mbuya vadzoke ndisingafambe zvakanaka. Ndakazongorara hangu, ndikamuka kwavira ndokubika sadza ndikatya ndokurara. Mangwana ndakamuka ndichinzwa zviri nani ndichibva ndazvitova futi. Nguva dzatofamba ndakabva ndageza ndichiti ndichienda kumashop but hama dzangu ndakarohwa nehana ndichitsvaka mari yandaive ndasiirwa ndichiishaya. Ndakamboti zvimwe ndairesva kuona here kana kuti but zvandaiona zvaive izvo chaizvo. Ndakagara pasi ziya richiyerera ndichifunga kuti mbuya ndaizovaudza kuti chii chaizvo. Kwaingova kuzvigadzirira guva uku. Ndakambogara paya ndichishaiwa kuti ndodii ndichibva ndazofunga kudzokera kwasir vaya, hameno kuti vainonditi chii after nezvavaive vandiita zuro paye. Ndakangofamba nenzira yandakafamba nayo ndichisvika pafence ndakabva ndaona kuti ndipo pandaive ndakadonhedzera mari yacho. Iiii ndakatenda Mwari veduwe, ndichinzwa mufaro uchizara mandiri for the first time in my life kutonzwawo kuti ndafara chaiko. Handina kuzononoka ndakabva ndatomhanya kumashop ndikanotenga 50 kg yehupfu kwave kusenga mumusoro. Zviya zvekuti haisengeki kutamba kuya aaah, vanhu vepamashop zvaive zvisingachavashamisi coz ndaigara ndichizviita ko hanty ndini ndaiita yese here kumba kwedu. Ndakazosvika kumba musoro waita kunyura uyu nekusenga, ndikambonozororera hangu ndakatofara zve kuti mbuya vaiva vasati vadzoka otherwise ndaisvika ndichipiwa rimwe basa ndisina kumbozorora apa zvaive nani kuti ndaitombowana nguva yekuzorora. Ndakazongosvika pakutanga kuita basa nekubika vasati vadzoka and vakazodzoka kwatovira havo. Mangwana was Monday ndakaenda kuchikoro semazuva ese asi handina kuda kutsvaka sir vaya, ndaive ndatozvipira kuti ndaizofa hangu nenzara sezvandaiva ndajaira pane kuitiswa neumwe munhu. Days passed sir vasina kumbonditsvaka ndikatozviudza mupfungwa mangu kuti vanenge vaive vatosiyana neni since vaive havo vawana zvavaida. Ini humhandara hwangu hwaindirwadza zuva rega rega ndichizvibvunza kuti saka murume aizondida ndakadaro ndaizomuwana kupi chaizvo. Ndokuzotukwa life yese ka uchongonzi getaway ndakakuwana wakapindwa kare iwe kkk zvakaoma vadikani. Ndaive ndongogara ndichifungisisa chaiko, ndichizvibvunza kuti saka life yangu yaizodii chaizvo. Ndaizombofarawo here ini mukurarama kwangu. It was now on Friday ndichitoenda kumba hangu, taibuda masikati saka ndakangoti kungonzi tiende ndichibva ndatoenda, ndokusviko mbuya vachiti ndiende kugarden. Ndakatoshaya kuti kwaive kwakanaka here vaiti ndiende kugarden coz usually vaingotsvaka vanhu vanodiridza vachivabhadhara. Ndakazongogadzirira ndokubuda hangu, moyo uchitsva kuti saka ndave kufanira kuenda kugarden ikozvino. Basa racho raizondiwandira hama dzangu. Ndiri mukufamba imomo, ndakavhunduka ndanzwa ndabatwa nemu waist umu haa imi ka ndakapotsa ndava ne heart attack coz ndaisafunga kuti ndingasangana nasomeone. Pandakacheuka ndikaona vaive havo vazhou, ini eeh ko kwakanaka here nhai veduwe. Ivo vakatora nguva vasina chavataura kwave kuzonditi "Ndakusuwa, shaaa vhiku yose here usingabatiki" Munoziva ndakanzwa hasha hama dzangu, kushaya zvekuita chaiko zvekuti dai ndaigona kuvarova ndaivarovesa sterek. Mupfungwa dzangu ndaingoti vanenge vaiva vataurirana chete nambuya coz why mbuya vazongonditi ndiende kugarden kwandaisamboenda. Ivo vakada kuramba vachitaura nonsense ndichibva ndangoti ndaisazonyarara sezvandaimboita kare bodo so ndakabva ndavati "Why musinganyari baba imi, shuwa nezvamakandiita zviya muchiri nemaguts ekuuya kuzondiudza nonsense. Anyways ini handichadi nezvenyu, zvamakandiitira nezvamakazondiita zvakaenderana so let's us part ways" Vakaratidza kuti vaita hasha dzisingaiti ndikangoti hanya nani nxaaa, ndichibva ndafamba ndichienda. Ndakazonzwa ndadhonzewa imi kupotsa ndadonhenha munhu kwave kuti "Don't be rude wanzwa ka, iwewe hausi kuzondiramba zvako ndichaita zvandinoda newe kusvikira ndanzwa kuti bhoo. Now handichatokunyengereri hande somewhere nditonokuvata nxaaa zibenzi remunhu" "Aaah manje mukada kundimanikidza mudhara inofa kwenyu nemonday ndotoenda kuna Headmaster ndonovaudza kuti ndizvo zvamuri kundiita" "Kkkk aaah shame, unofunga kuti vangakunzwa here iwe haiwawo. Ukangonotaura anything ziva kuti wafa and I will kill you ndirini" "Handityi kuurawa ini, even izvezvi ndiuraye zve" "Oh its okay shaaa, handisi kuda kukuitira hasha ndazongotadza kuzvidzora chete nenyaya yekuti I can't imagine uchindiramba sorry hako nezvakaitika. Now ndoda kukupa $10 iyi nephone iyi topota tichitaura hanty" "You can keep it for yourself handizvide ini" "Londie please, unomboziva here kuti ndinotova nemaplans ekukuroora here iwe. Ndoda kungowana kutransfer kuno then ndoenda somewhere ndozokutora hanty" Iii pavakataura zvekuroora moyo wangu wakatombofara shame, ndichingo imaginer ndabva pamba pambuya vangu aaah guys hakuna asingadi chakanaka kana tanogara. Ndakagamuchira hangu, ivo vachibva vatodzokera ini ndokumhanya kugarden. Garden yanga yakakura zvayo iyoyo maihweee haa bodo. Ndakashingirira ndikadiridza ndikapedza kwave kuzotanha muriwo ndokuenda kumba. Ndakawana mbuya vasiko ndichibva ndanoviga phone iya nemari yangu and ndipo pandakazoona kuti $20 iya yandaive ndakambopiwa nemurume waGloria ndaive nayo zvekuti hanty dai ndakangonotenga chikafu nayo here ndakarega kuita zvasir vaye but anyways handi zvaive zvatoitika hazvo. Phone iya yaive pa silent coz pakapinda message yaina kugara yamborira yaive takatonzi ndatenga matext. Ndakazongoirongedza ndokuenda kunobika. Mazuva akafamba ndichitaura hangu nasir paphone kana ndisingaoneki and vhiki yakatevera haina kunonoka kupera zvekuti ndakazoona yave Friday. Sir vakanditi vaida kusangana neni kudhamu vaida kutaura neni. Handina kuramba hangu ndakazongotiza paden ndokuenda kuya ndikatowana vandimirira vakanditi "Ndanga ndakusuwa shaa, saka ndati timbosangana timboita zvevakuru and this time hazvirwadzi hanty. Ndingadai ndati tiende kumba kwangu but vandino share navo imba variko weekend ino saka hazviiti. Tongoita chopu handi?" Ini moyo wangu waisada hangu and hana yangu yairova zvayaiva isati yamboita henyu. Vakandinyengerera vachindiudza masweet nothing and he even promised me kundipa mari. Ndakazongobvuma ko ndaiita sei hangu. Vakandibata bata nekundikisa kusvika ndavewo kuda then pavaiva vobvisa pant rangu apa ivo vaive vatove ready tichibva tanzwa noise ndichiti cheu kudai wanike ndi... Stay tuned End of chapter 6
❤️ 😂 😢 👍 🙏 19

Comments