LOVE HUB 👻
LOVE HUB 👻
March 1, 2025 at 03:27 AM
*Pa tuck shop* *Kudzi👱‍♀️: asikana hamusi kurwadziwa here kuti marambwa na king* *Fadzi👩🏾: Aaa Aiwa asikana ndasingamudiwo ndaingoda kumudya mari chete.. Handimude ini* *Fadzi👩🏾: mutengesi ndipeiwo 2kg ye mafuta ne 2litres ye rice* 😂😂😂😂😂😂😂https://whatsapp.com/channel/0029VabRU7MAO7RCIdIYtv3g
😂 👍 ❤‍🩹 ❤️ 😃 🤍 14

Comments