
LOVE HUB 👻
110.9K subscribers
About LOVE HUB 👻
@B.M🇿🇼
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Pa tuck shop* *Kudzi👱♀️: asikana hamusi kurwadziwa here kuti marambwa na king* *Fadzi👩🏾: Aaa Aiwa asikana ndasingamudiwo ndaingoda kumudya mari chete.. Handimude ini* *Fadzi👩🏾: mutengesi ndipeiwo 2kg ye mafuta ne 2litres ye rice* 😂😂😂😂😂😂😂https://whatsapp.com/channel/0029VabRU7MAO7RCIdIYtv3g

Chemaiwo neni veduwee😭😭😭.Zvandaitwa neumwe wenyu kuno🙌.Munhu kundimirira ndipedze kugeza🛀.Ndarova maSmart👖👕👟 angu bhoo.Pandati ndibude paden🏠 munhu kwakunditi "Where are u going?" ndabva ndamuti ndirikuda kumbosvika pamaShops ndimboita 2 maBeers🍺ndodzoka soon, Ndione munhu dhonze kaChair🪑kake kwakunditi "Sit down" ndione uyo vhurei firiji kwakutora maBeer 🍺 arimo kwakugadzika pamberi pangu, ndione uyo connecte phone yake kuRadio📻 kwakuti full volume achiridza maSongs aWinky D andofarira kwakunditi "Pakaita song yaurikuda iDownloade foni yangu yakazara Data iyo" after apedza kudaro ndione munhu katanu katanu hembe dzese kwakusara nekabrugwa kwakunorara pamubhedha kwakuti "Andi kubhawa kana madhakwa munenge makutsvaga mahule, saka kana wadhakwa don't stress ini ndini hule racho nhasi" Izvozvi ndangogara mumba ndirikushaya ndoti ndirikubudirei 😪

*Hapana situation isingadarike* *Matokanganwa kuti hamuna kana sweet zvayo yamakawana paVale* https://whatsapp.com/channel/0029VabRU7MAO7RCIdIYtv3g