LOVE HUB 👻
LOVE HUB 👻
March 1, 2025 at 11:58 AM
Chemaiwo neni veduwee😭😭😭.Zvandaitwa neumwe wenyu kuno🙌.Munhu kundimirira ndipedze kugeza🛀.Ndarova maSmart👖👕👟 angu bhoo.Pandati ndibude paden🏠 munhu kwakunditi "Where are u going?" ndabva ndamuti ndirikuda kumbosvika pamaShops ndimboita 2 maBeers🍺ndodzoka soon, Ndione munhu dhonze kaChair🪑kake kwakunditi "Sit down" ndione uyo vhurei firiji kwakutora maBeer 🍺 arimo kwakugadzika pamberi pangu, ndione uyo connecte phone yake kuRadio📻 kwakuti full volume achiridza maSongs aWinky D andofarira kwakunditi "Pakaita song yaurikuda iDownloade foni yangu yakazara Data iyo" after apedza kudaro ndione munhu katanu katanu hembe dzese kwakusara nekabrugwa kwakunorara pamubhedha kwakuti "Andi kubhawa kana madhakwa munenge makutsvaga mahule, saka kana wadhakwa don't stress ini ndini hule racho nhasi" Izvozvi ndangogara mumba ndirikushaya ndoti ndirikubudirei 😪
😂 💀 3

Comments