![๐ฟ๐ผ Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete ๐๐๐ ] ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ](https://cdn1.wapeek.io/whatsapp/2025/02/25/12/zw-zim-shona-jokes-mafaro-chete-zwzwzw-cover_7794d6c0d42ba536cf052102ae2394b7.webp)
๐ฟ๐ผ Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete ๐๐๐ ] ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ผ
February 28, 2025 at 03:31 PM
*Bhozhongora updates* โ
*Trending News and Celebrity gossips* โ
*Confessions* โ
*Zvirimudzimba* โ
๐ฅ
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
*Mhuri yeZimbabwe nhasi ndine nyaya yeumwe murume akarovesa vanhu vemuVillage make nemheni mushure mekunge akanganisa mhiko.*
Zvakaitika ndozvandauya nazvo
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
*Zimbabwe nhasi ndine nyaya yakaitika kuLutumba* *KuLutumba kune umwe murume aishandira kuSA asi aiti akambouya kuZim odzekera hake SA.* *Murume uyu achishanda kuSA kudai pamusha pake kuLutumba paiva nechimwe churu chakareba , chairamba chichienda kudenga chisingambodonhe ende vanhu vepamba apa vanga vakanzi vasachere churu ichi.* *Mhuri yeZimbabwe churu chainge chakura zvekutoenzana neimwe roof yepamba apa.* *Zimbabwe murume wandiri kutaura nezvake akashanda kuSA for 11 years.* *Pamakore aishanda SA akakwanisa kuvakisa dzimba dzakanaka pamba pake ndokuisawo fence pamusha pake kuLutumba ikoko.* *After 11 years murume uyu achishanda kuSA akazoti afunga kusiya basa ,akuda kudzoka kumusha azorore.* *Mhuri yeZimbabwe zuva rakasvika murume uyu kubva SA kwainaya tumvura mbichana (kupfunha) , murume uyu asvika pamba pake hapana kutora nguva muVillage maaigara makarira mheni 3 ,dzakarira dzakateedzana.* *Pamheni 3 dzakarira 1 yakarova pamba pemurume vekubva SA , yakarova mwana wepamba ipapo akatofa.* *Zvaitika izvi pakazofamba shoko rekuti mimwe misha 2 yehama dzemurume vekubva SA , kwakarohwa mheni zvakare kukafa vanhu 2.* *Mhuri yeZimbabwe zuva rakasvika murume uyu kubva SA kwakafa vanhu 3 , 2 vehukama ne1 mwana waBaba ava.* *Pakarohwa mheni pamba pemurume uyu , churu chiya chakareba chakabva chadonha kusara raGround chete chete.* *Chakashamisa vanhu ndechekuti panzvimbo paya paiva nechuru chakareba mangwana makuseni pakamuka pane muti wakatokura , paiva nemuti wemutondo padivi pacho pobva paita kamuti kamukonde konde ,kaya kanobuda mukaka.* *Shura iri raitika vanhu vemunharaunda havana kuda kuzouya parufu rwaive pamba apa , hama dzainge dzakatowanda kupfuura vanhu vemunharaunda.* *Vanhu vaitya kusvika nenhau yemuti , vaiti "hakuna zvakadai , nezuro takarara panhu apa pasina muti nhasi pomuka paine muti unoratidza kuti vane makore uripo".* *Hapana kupera 5 days muVillage umu muchibva maitika rufu , vanhu vari panhamo kwakabva kwarohwa mheni zvakare pamusha paiva pakaungana vanhu , asi apa haina kurova munhu.* *Zvaitika izvi vanhu vakabva vaona kuti hazvisi zvega izvi ndokugara pasi ndokuronga kudeedza mubatsiri.* *Mubatsiri auya akati iye "tikaita zvekutamba tese vari pano torohwa nemheni , mutori nemunhu ane muno , mubhuku mune muti urimo ,muti ivovo ukasatemwa vanhu vari mubhuku muno munopera mese nekuti munhu wandirikuti ane mheni wacho haachagone kuController mheni yake akakanganisa mhiko".* *Mhuri yeZimbabwe murume uya wekushanda SA kwe11 years ndiye aiva muridzi wemheni , zvinonzi izvo paakabva kuSA aifanira kuuya kuZim nemunhu (sangoma) akamupa mushonga uyu , kana vauya vese kuZim vopedzisa kugadzira mushonga uyu pamba pemurume uyu ndozvaizoita mushonga ushande zvakanaka. * Murume uyu akazoita zvekutiza kubva SA vasati vasina kupedza kugadzira mushonga wacho uye paiva pane dzimwe mari dzaainge asina kubhadhara.* *Zvabuda pachena izvi mubatsiri akabva patsvagwe vamwe vabatsiri kuti nyaya iyi ienderere mberi , mubatsiri ainge akuita kakutya kupedza basa rake ari ega.* *Pakatsvagwa vamwe vabatsiri vepedyo kuti vauyewo vabatsire mubatsiri uyu.* *Mhuri yeZimbabwe vanhu vakaenda kumba kwemurume uya wekuita 11 years achishanda SA , ndopaiva nemuti waida kutemwa , vabatsiri vainge vabuditsa pachena kuti muti ivovo ndivo vaida kutemwa kuti zvemheni zvimire muVillage umu.* *Vanhu havana kupikisa nekuti vaiziwa kuti muti ivovo vakangomuka waapo , vasina kuona kukura kwavo kana kuti vabva kupi.* *Zimbabwe vanhu vasvika pane muti vaida kutemwa , hapana akada kubata demo kutema muti vanhu vese vainge vakutya kutema muti wacho.* *Umwe mubatsiri ndiye akazongoita zvivindi ndokutora demo kuti ateme muti , asati atema muti akati "muti ndikakwanisa kuudonhedza , pane zvichaitika kumuridzi wacho (muridzi wemheni) saka ndikuda kuziwa kuti vanhu vepamba pano mukubvumirana nazvo here zvekuti muti utemwe ?".* *Mukadzi wepamba apa ndiye akapindura akati "kana kutemwa kwemuti uyu kuchiita kuti zvemheni izvi zvipere temai henyu nekuti tese tingapere kufa".* *Mhuri yeZimbabwe muti uchitemwa , vakudonha murume uya wekubva kuSA akabva a................* Full story yakaiswa kuZim Elites Official nezuro na13:35 endai munoverenga and don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates
Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona โ
๐ฅ
*Nyaya yataurwa pamusoro apo yakaiswa kuZim Elites Official nezuro na13:35 full story yacho* Follow for more
*Don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates*
> Pfooo rikiti rikiti bvuuu, kutsutsudzunura nyaya dzinotyisa nedzinoshamisa dzirikuitika muZimbabwe ๐ฅ๐ฅ๐๐ฝ
Thank you 90K followers
*Nyaya dzese dzehurombwa, dzehuroyi*
*Nyaya dzengozi*
Check post yanezuro na13:35 *follow for more updates*
*mukaishaya unouya inbox ndokupai*
๐
โค๏ธ
๐ข
๐
๐
๐
๐ญ
๐ฎ
๐
๐คฃ
14