![🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼](https://cdn1.wapeek.io/whatsapp/2025/02/25/12/zw-zim-shona-jokes-mafaro-chete-zwzwzw-cover_7794d6c0d42ba536cf052102ae2394b7.webp)
🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
March 1, 2025 at 06:26 AM
*Chii chinonzi STR£SS?*
*Uchi driver mota yako hanty, woona mskana akanaka womupa lift, wamupa lift, ofenda mumota mako, yava str£ss kaa iyi? Womuendesa kwadoctor, doctor vodzoka vava kukuti makorokoto muskana wako ane nhumbu iwe wobva wati haasi musikana wangu. Mskana woti usarambe uye iyi inhumbu yako apa iwe wasiya mkadzi nevana 4 kumba.*
*NOW its becoming more str£ssful😂,*
*musikana uye woramba achishingirira kuti nhumbu ndeyako ndosaka wauya naye kwadoc. Istr£ss ka iyi? Doctor voti regai tiite matests tione kana iri yako.*
*Doctor👨🏼🔬 vodzoka vachiti une lucky haubereke, str£ss inobva yawedzera wava kufungakuti ko, vana vari kumba ndevaani. Hei!*
😂😂😂😂
😭😭
*react & share* 🇿🇼
https://whatsapp.com/channel/0029Vae5iEhLSmbcMHmY1a0y
😂
😢
😭
🙏
🤥
36