![🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼](https://cdn1.wapeek.io/whatsapp/2025/02/25/12/zw-zim-shona-jokes-mafaro-chete-zwzwzw-cover_7794d6c0d42ba536cf052102ae2394b7.webp)
🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
March 1, 2025 at 06:29 AM
*➡️Follow Our Channel Link for TILDER Zim🇿🇼,BHOZHONGORA LIVE, D££p,Dhaki S£cr£ts and c0nf£ssions*
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
*Zvinoitika muhupenyu*
*F@m!ly Dark S£cr£ts and c0nf£ssi0ns* *Zvinoyera* *Zvinotyisa* *Zvakavanzika* *Humhondi* *Hurombwa*
*Hupfambi* *C0nf£ssi0ns* *D££p s£cr£ts*
*NYAYA DZEDU DZE WEEKEND*
Bhozhongora Segment yanhasi 🔥🔥🔥
Chakari: Mukadzi arikurwara achiita mapundu asi pabundu panobuda chinhu chinenge chikwekwe asi kari kadiki kakangobuda kakarohwa ne mhepo kanobva katomera mapapiro kobva katobhururuka saka muviri wese wazara mapundu uye wasviba
Kariba: Kune muroora akaenda pamusha pe hanzvadzi yemurume wake achiti kurwara kwandiri kuita ndofira pano pano tete ndimi mandiuraya ,ndine chirwere chepa bonde chamuri nacho. Uye makaenda kwa Dr nehanzvadzi muchirapwa mose ikoko zvinoreveyi?
Bhozhongora Segment yanhasi 🔥🔥🔥🔥🔥
Chiredzi kunonzi kuma 3 hacters kune murume akamwa mushonga mushure mekubata msg mufoni yemukadzi yakanzi bbe wangu waiona here mombe yandakutengera kuti yakasimba seyi,? Ichokwadi kuti pamusha pakauya mombe nemukadzi achiti baba ndatenga mombe yangu nemari yemukando ,murume oti saka saka ndiwo mukando here uyu ? Mukadzi akati sorry murume wangu murume uyu akandipfinba kubva kare saka akanditi ndokupa mombe kuti ndirare newe saka ndiyo mombe yacho asi atisati tarara tose,murume akabva amwa mushonga poison akabva afa izvozvi kune nhamo ,asi pakaenda murume ku chipatara murume amwa mushonga mukadzi ahana kutevera kusvika murume afa
💥Gwanda murume anova n'anga akati munzvimbo yanogara kune wese wandakaita naye bonde angeve mukadzi wemunhu kana asina ngauye ndimupe mushonga nokuti ndakufa ndaishandisa nushonga kukombisa vakadzi saka huyai ndikusunungureyi ndisati ndafa nokuti ndikafa muchasara musiri vakadzi
🔥Mayo Rusape muroora akaita chikomba ,chikomba chacho chichiziva kuti mukadzi wemunhu wachiri kudanana naye ane chimwe chikomba futi anga aka heka fn yemukadzi uyu achibva abvunza kuti sey une chimwe chikomba muroora akabva amwa mushonga akafira mumaoko mavamwe vake amai vemurume wake chaivo...
🔥Budiriro 3 kuma 27 kuma 30 vanhu havana kurara mumba nokuda kwemvura yakazara mudzimba,chikonzero hakuna panofambisa mvura kama yanaya inotozopinda kumba...
🔥Chitsungo Mash central kune murume akatorerwa mukadzi nemukoma wake buda ndibude apo mukoma wacho ndi ndi Councillor ,mukadzi wemukoma akakumbira kuti mainini ndiri kushanya saka ndokumbira kuti musare muchibikira vana vangu asi kuchienda henyu kumba kwenyu ipapo mainini vakazoti kuna babamukuru ndokumbirawo sipo yekusukisa vakanzi pinda muimbaiyo mutore ndipo pakazobatwa basa asi mukoma akabvuma kuhama asi ahasi kubhadhara zvavakatenderana apo vana ve humambo..
#tisutinechimuti
#bhozhongorasegment
#thewholenationononestation
*Follow this channel muzvinzwire zvizere*
🙏
❤️
👍
🙄
5