🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
🇿🇼 Zim Shona Jokes [ Mafaro Chete 😂😂👏 ] 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
March 1, 2025 at 12:28 PM
Shoko ranhasi rinobva muna zvakarambwa 4 pa verse ya 22 kusvika pa 24 22 Naizvozvo kana wafunga kutenga muchovha, tenga wawaona uchifamba. Ukatenga wakapakwa unozonzwisisa kuti sei wanga wakapakwa pawakamutenga. 23.Kana wafunga zverudo tora aripamunhu nekuti ukatora ari ega kana mave murudo unozonzwisisa kuti sei ndakamuwana ariega. 24.Hakuna munhu wemunhu, vanhu ndevajehovha. Can I go deeper? Ariruya *react & share* 🇿🇼 https://whatsapp.com/channel/0029Vae5iEhLSmbcMHmY1a0y
😂 🙏 7

Comments