ZIM FOOD RECIPES 🍝🇿🇼
ZIM FOOD RECIPES 🍝🇿🇼
March 1, 2025 at 07:01 AM
*Bhozhongora updates* ✅ *Trending News and Celebrity gossips*✅ *Zvirimudzimba* ✅🔥 https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U *Mhuri yeZimbabwe nhas ndine nyaya yekuSanyati yemuroora akafa pamwe pamusha mushure mekunge aisirwa mushonga muchikafu* *Afa kudaro hama dzake dzakazotsvaga N'anga kut imutse hama yavo irwise munhu akaisa mushonga* Zvakaitika ndozvandauya nazvo https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U *Follow for more* 👆🏾👆🏾👆🏾 *Mhuri yeZimbabwe ndine nyaya yekuSanyati yeumwe muroora akafa nekuisirwa mushonga muchikafu* *Muroora uyu afa bvaapatoita mazuva mumwe muroora ndokudhumwa neCombi achizvifambira* *Mhuri yeZimbabwe varoora 2 ava vaiva vakadzi vemukoma nemunin'ina vemumba imwe chete* *Muroora wechi2 adhumwa neCombi chakashamisa vanhu ndechekuti haana kukuvara akatomuka achibatsira vanhu vainge vari muCombi umu zvekut vanhu vese vaivapo pazvakaitika vakatoshamisika kut munhu uyu haana kukuvara sei* *Mhuri yeZimbabwe Combi yakaita accident ichizama kunzvenga mukadzi , combi yakaita accident mushure mekunge yazodhuma mukadzi uyu* *Munhu akadhumwa neCombi uyu haana kana kukuvara pai zvake asi Combi yakaita kufonyoka vanhu vazhinji vaiva muCombi vakaparara* *Driver paakaudzwa uyu kut mukadzi uyu ndiye wawadhuma akatoramba akati "kana zviite sei asina kana kukuvara"* *Mukadzi uya wekudhumwa akazodzokera hake kumba , adzokera kumba akazongomuka rimwe zuva asipo* *Amuka asipo kudai vanhu vaigara naye vakaudza hama dzake , vaifunga kut maybe adzokera kumba kwavo asi hama dzake dzakati haako* *Vaona kut nguva yareba munhu asipo vakazot "takanzwa kuti akadhumwa neCombi maybe anga akakuwarira mukati hameno kwaafira" nyaya yakasvitswa kumapurisa munhu ndokutanga kutsvagwa* *Mukadzi uya akazoonekwa after 2 days asi vanhu vakamuona havasi vanhu vekumba kwavo , vamuona vakanotaura kut "taona mwana wenyu kwakati" asi vachinotarisa havana kuzomuona* *Zuva rimwe chete iroro kuguva kwemukadzi (muroora) uya wekufa nekuisirwa mushonga kwakaonekwa katsi dzichichema ,nekurovana fut paguva ipapo* *Hanzi katsi idzi dzakatorara paguva ipapo dzichirovana nekuchema zvese* *Mangwana makuseni hama dzekufirwa nemuroora dziya dzakamukira kuguva kuya ndokuona pane katsi imwe chete iri padivi peguva kozoita imwe katsi yaiva yakafa iri pamusoro peguva* *Katsi yaiva yakafa iyi yanga yakatoita zvekufuchirwa nevhu iri pamusoro peguva ipapo tutsoka twainge tusina kufuchirwa zvakanaka ndozvakaita vanhu kuti iyi ikatsi yakavigwa apa iyi* *Iyiwo katsi yaiva padivi peguva haina kutiza pakauya vanhu ava* *Vanhu vachiona izvi vakangot izvi hazvis zvega ndokutsvaga mubatsiri* *Vachidzoka kuguva vane mubatsiri vakaona pachinzvimbo pekiti paye pagara mukadzi uya vekudhumwa neCombi anova iye anga aine mazuva achitsvagwa* *Mubatsiri achiona izvi akangoti "apa hapasisina zvemunhu apa ,munhu uya akafa musi waakadhumwa neCombi zvese zvamaiona nguva yese iyi anga angova mashiripiti"* *Mubatsiri akaenderera mberi ndokuti chikuita kut zvese zviitike ihama dzemuroora wenyu akafa nekuisirwa mushonga waane kuN'anga kwavakaenda vakamutsa hama yavo kuti irwise yega , muroora venyu vekudhumwa neCombi ndiye akaisira muroora biyake mushonga muchikafu"* *Vanhu vese vaivapo vakashamiswa nazvo* *Mubatsiri haana kugumhira ipapo akazoti "Kutaura kuno kwatiri kuita mumba mairara mukadzi uyu izvozvi hamusi kupindika (mumba mairara mukadzi wekudhumwa neCombi) chitoendai kuhama dzemuroora wenyu wekufa nepoison munotaura nyaya yenyu"* *Vakaenda kumba murume wemukadzi wekudhumwa neCombi akambozama kupinda mumba asi mumba maisapindika aiti imba yese ikugwinha magetsi *Mhuri yeZimbabwe chimwe chinhu ndechekuti mutumbi wemuroora wekudhumwa neCombi uyu wanga usipo changovapo chimweya chemukadzi uyu chakaonekwa chakagara paguva apa saka hapana mavigiro awaizoita muroora uyu* *Vanhu vakazoenda .....* Full story yaiswa kuZim Elites Official nhas na14:57 endai munoverenga and don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates Ndofunga vaenda kuChannel kwedu nyaya madziona ✅🔥 *Nyaya yataurwa pamusoro apo yaiswa kuZim Elites Official nhas na14:57 full story yacho* Follow for more *Don't forget to follow for more Bhozhongora latest updates* > Pfooo rikiti rikiti bvuuu, kutsutsudzunura nyaya dzinotyisa nedzinoshamisa dzirikuitika muZimbabwe 🔥🔥👏🏽 Thank you 58K followers *Nyaya dzese dzehurombwa, dzehuroyi* *Nyaya dzengozi* Check post yanhas na14:57 *follow for more updates* *mukaishaya unouya inbox ndokupai*
☠️ ❤️ 👍 😭 😮 6

Comments