
Floccy Stories
February 19, 2025 at 01:48 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaNea6QBA1evAMftZQ0t
Pindai muchannel ndimo mune yese.
Trauma
Written by Floccy
0773056698
Chapter 4
*Medury*
Ndaive ndave kutadza kufema zvakanaka kwakubva ndakachidzwa ndikatanga kukosorera mukati zvichirwadza.
"Dzikama, ukangoita noise chete ndokuuraya." it was uncle Jerry's voice and vakataurira pasi pasi munzeve yangu. Handina kukwanisa kupindura ndakagutsirira musoro nekutya kwakubva vandisiya muromo nemhino vakabatidza light ndikavhunduka ndaona vasina kupfeka zinhu ravo rakakurisa.
Hana yakawedzera kurova misodzi ikayerera nematama ndikati, "Muri kuda kundiitei? Sei musina kupfeka?" vakashatisa face vakanongedzera banga raive pa dressing table kwakubva vaita sign yekundicheka musoro vakati, "Zvatichaita munomu zvinoperera munomu hapana munhu anofanira kuzviziva, ukangotaura chete ndinokuuraya naamai vako. Wazvinzwa?" ndikagutsirira musoro misodzi ichiyerera vakati, "Bvisa hembe dzako dzese." ndikaramba ndakagara ndikanzi, "Hauna kunzwa zvandataura here iwe?"
Ndaive ndave kudedera nekutya ndikasimuka kwave kutadza kubvisa hembe dzacho nekudedera and he clicked his tongue vakauya pandiri vakandibvisa hembe nehasha kwave kuita zvekundikanda. Vakauya pamusoro pangu ndikaita kakuscreamer vakamhanya kundivhara muromo ne one hand rumwe rwukandirova mbama vakati, "Ndati usaite noise." nevoice riri pasi.
Vaive vatondichinjira uncle Jerry vave kutyisa vasisiri vandaive ndajaira vaigara vachisekerera.
Vakandivhura makumbo neone hand rumwe rwakandivhara muromo kwakubva vabata zinhu ravo vakarimanikidza kuripinza patsamba yangu. Ndakarwadziwa zvisingaite ndikazama kuvapusha but hazvina kushanda vakandikurira simba. Ndakavatsunya kumusana kwakubva vandirova mbama iyo yakaita kuti ndidzikame vachibva vaenderera mberi nekuisa zinhu ravo mandiri
Pain yacho yaisatsanangurika ndakarwadziwa zvisingaite ndikaedza kuita zvese kuti vandisiye but havana ndikapedzesera ndangovasiya. Havana havo kutora nguva vakabva vabva pamusoro pangu vachiita zvekuzvikanda paside pangu kwakubva vamboti zii vakadaro.
Handina kumover ndakaramba ndakarara nemusana misodzi ichiyerera ndakavhura makumbo tsamba yangu ichirwadza, kushosha nekupisa kunge yaveserwa moto. Vakatora banga ndokuriisa muhuro yangu vakati, "Ukangotaura chete ndokucheka musoro ndobva ndauraya mhamha vako. Usafe wakaudza munhu zvataita muno, hazvitaurwe." handina kupindura chandakangoita kuwedzera kuyeredza misodzi vakabuda vakadzoka vakabata towel vakatanga kundipukuta tsamba yangu ndichirwadziwa. Vakandibvisa pabed vakabvisa ma sheets nemablankets aive azara ropa vakaisa mamwe vakandiisa pabed vakati, "Usare urare handisi kuda kunzwa noise." kwakubva vadzima light vakaenda.
Ndakatambura kurara ndichirwadziwa ndikazongoita zvekubiwa nehope ndokuzomutswa na uncle Jerry. Ndakavhunduka hana ndokutotanga kurova ndafunga kuti vauya kuzondirwadzisa futi and he smiled vachindibata ndikaomesa muviri vakati, "Usatye hapana zvandinombokuita, wamuka sei?" handina kupindura vakati, "Uchajaira zvako, nhasi hausi kuenda kuchikoro and inini handisi kuenda kubasa tiri kuswera tiri two tichitamba zvedu. Unoda kutamba neni ka?" and I shook my head vakashatisa face vakati, "Munhu asingade kutamba neni anochekwa musoro, saka ndonotora zvangu banga ndikucheke ka?" ndikakurumidza kuti, "Ayehwa, ndoda kutamba nemi." and he smiled vakati, "Good girl uchatoona kuti kutamba kwacho kunonakidza. Kana wapora unenge wave kutoifarira game yacho but game iyoyo unongoitamba neni chete tinoitamba tiri two and hauudze vanhu. Wazvinzwa ka?" and I nodded vakandisimudza vakaenda neni kubathroom vakandigezeza. Vakandizora mafuta nekundipfekedza vakanonditorera chikafu ndikatadza kuchidya kwakubva vaita zvekundityisa kuti ndidye ndikazodya.
"Inwa mapiritsi aya." he said vachinditambidza mapiritsi nemvura ndikati, "Handisi kurwara ini." zvikanzi, Chingonwa chete." ndikanwa zvikanzi," Good, phone yako iri kupi?" ndikanongedzera payaive vakaitora vakati,"Rara tione ndichazoita kuti utaure namhamha vako manheru." vakaenda.
Maziso angu akatanga kurema nehope ndikarara ndikazomuka ndave murima. Ndakaburuka pabed ndikanzwa pain pakati pemakumbo kwakubva ndashinyira ndikananaira ndakadhasharara ndichienda kunobatidza light.
My heart pounded pandakaita light on ndikaona uncle Jerry vakagara kumakumbo kwemubhedha. He smiled ndokuti, "Ende warara, wanga uchimboroteiko?"
Handina kuvapindura hana yawedzera kurova misodzi yovavira mumaziso vachibva vasimuka vakatanga kufamba kuuya kwandiri. Ndakatanga kufamba nenhendeshure vachingotevera kusvika ndagumha manziro vakati kwati kwati pandiri. Vakatanga kundipukuta misodzi with his thumb vakati, "Why are you crying beautiful?" ndikakakama nekutya ndikati, "Ndokumbirawo musandiite futi, zvinorwadza uncle."
"Don't worry nhasi haurwadziwe, kurwadza kwakatopera nezuro. Unomboziva kuti wakanakisa? Runako nezviri pauri hauna zera nazvo mwana iwe, wakatokunda mai vako kunaka zvese nekubatana."
Vaitaura vachipuruzira dama rangu ndichitonzwa kunge ndiri kufambwa negonye.
"Stop crying sweetheart, I am sorry nekukurwadzisa kwandakaita nezuro." he said and his phone rang kwakubva varidza tsamwa vakati, "Ndiani ko anofona wrong time iyeye?" vakaitora muhomwe vakati, "Its your useless and stupid mother, ari kudeiko Marry?" kwakubva vaidzosera muhomwe vasina ku answer vakati, "Ndiri kudzoka." ndikagutsirira musoro vakaenda.
Ndakaramba ndakamira hana ichiita kubika manhanga pfungwa kwakubva dzadzokera kune zvaive zvaitika nezuro manheru. I felt my chest tightening ndikatotanga kufemera padenga ndave kutadza kufema zvakanaka. Ndakadzika nemadziro kusvika ndave pasi pafloor uncle vakadzoka vakati, "Chii waita sei?" and handina kukwanisa kuvapindura kusvika ndazodzikama.
"Mhamha vako vanga vachida kutaura newe ndavaudza kuti wadzoka wakaneta ukasvikorara. So vati ndiite video call ndovaratidza wakarara saka simuka unorara pabed apo uite kunge munhu akabatwa nehope. Banga iro riri apo if you try to do anything stupid rinoshanda pauri. Enda tione unorara pabed apo." he said ndikaenda pabed kwakubva ndaita zvandaive ndaudzwa ndikazonzwa voti, "Uyu baby wangu akarara zvake." ndikanzwa mhamha voti, "Ndamusuwa mwana wangu handina kujaira kusagara naye."
"Ndinokunzwisisa love, kana iye akusuwawo nhasi pandanomutora kuchikoro anga achingotaura ne zvako time dziya dzandambozama kukufonera ndiye anga atoti ndikufonere."
"Ndichataura naye mangwana before aenda kuschool. Ko mwana wangu muhombe ari sei?"
"Ndiri bhoo ini missing you chete." uncle said mhamha ndokuti, "Handisi kureva iwe ini, ndiri kureva Victor." uncle ndokuti, "Hoo, he's fine ariko kuroom kwake unomuziva kuti anofarira kuzvivharira ikoko. Love ndokufonera pane call iri kupinda."
"Totaura mangwana ndave kuda kurara ini kuneta shaa taswera tichifamba.
"Urare zvakanaka mudiwa, unodiwa neni."
Vakazobva paphone uncle ndokuti, "Muka ugare ndinokutorera chikafu, ndiri kukuda wakaguta uine power. Uchange uchibetsera mhamha vako kundifadza mari yandakaroora yakawandisa, wakambowonepi mvana inoroorwa mari yakawanda kudaro? Ndakakuroorai mese namhamha vako and ndinenge ndichikudyai mese."
End of chapter
😢
❤️
💔
😭
👍
🙏
😂
😮
🇦🇴
😀
278