HOME OF ENTERTAINMENT
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 28, 2025 at 06:06 PM
                               
                            
                        
                            *To those who are spoiling their children, you will reap , uchakohwa pakuru , mwana ngaatsiurwe , mwana ngaarohwe, mwana  ngaadzidzswe kunamata,* 
*Grade one child anobvisirwa plate namaid😨*
Grade three three child anowachirwa underware😨
Grade five child can not wash dishes ndava muna maid😨
Sure grade 7 boy child anopinda mumba time yaada😨
Sure form two child anoenda kupart manheru 😨
Sure mwana wenyu anotokuudzai zvekuita mugoti tete varamba hino todii hanzi ko ndobaba kaaa totodya zvavataura😨
Sure kuti munotoita chikwereti trying to impress mwana hanzi anozoramwa😨
Kutoudza vanhu kuti uyu haadi izvozvo😨😨
Don't worry muchakohwa, asi kana mokohwa musacheme , that behavior yamukurera I'm sure hamudi mukwasha akadaro or muroora akadaro, muroora nungo ,asingazive kutaura nevakuru , someone who can not downgrade ndava zvinhu hazvsi ryt these days, hmmmm. 
*Mwana wamunoda you will not spare a rod.*
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            💔
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                    
                                        17