
HOME OF ENTERTAINMENT
February 28, 2025 at 06:16 PM
Hi Bliss hide id, ndiudzireiwo musikana iyo wekurara nembwa,
Haasi kuona kuti Ari kushandiswa here.
Paarikutu murungu wangu akazviziva anondidzinga basa sandizvo, nekuti murungu wacho ndiye Ari kutomushandisa, zvekuti pamwe akazviziva anomuwedzera pay.
Ngwarai Sisi, zviri nani basa racho ripere.
Zvakare, Imbwa yacho ikauya iroveika, iyende kuru. Imi mungasekerere Imbwa ine basa reyi. Munoirova kana yakuuya kuratidza kuti hamuzvidi.
Imbwa rudzii, inotsamwa kana mukahagwa nemukomana wenyu.
Onerai makura wani
🙏
👍
✅
9