HOME OF ENTERTAINMENT
HOME OF ENTERTAINMENT
February 28, 2025 at 06:16 PM
Hi Bliss hide ...... murume wanku anechirwere so ahana kunge andiudza kut ndozvaari ndkazvar mwana wekutanga ndkazvara wepir ndopandakazoziva asi ini andina hanku ndinonwa prep akatanga kuenda kubasa akuwana mari akundisafisa akuda kudzokerana nemukadzi wake wekutanga ndodii .........ndomuisira poision afe hake hr😭😭..... or ndomuendera kun'anga basa ripere cz ini andichamude🙄🙄...... or ndomusia hangu akadaro ndongoenda asi kochirwere chkazobuda late😥😥 ndomudii vedare
😢 🙄 😂 ⚰️ 🔫 🙏 🥋 12

Comments