HOME OF ENTERTAINMENT
HOME OF ENTERTAINMENT
February 28, 2025 at 06:37 PM
Chitupa vigai Smile. Ndiri Murume akatizirwa nemukadzi achiti ane nhumbu yangu. Ndakazomuti sei usingamboende kuchipatara kuno nyoresa, nekunotarurwa. Akati achaenda nhumbu yave ne 8 months. Ndakanobvisa $50 us yetsvakirai kuno. Last week ndiri out nebasa akanditi nhumbu yabva. Ndakazouya kumba ndikaenda naye kuchipatara, asi hapana kana ropa randakaona mumba. Yasvika Kwa Doctor, doctor akamudzvanya dzvanya padumbu. Akati chiendai kumba. Tabuda panze, ndakazodzokera kuna Doctor, ndikamuti handina kugutsikana, Doctor akati hapana nhumbu yabva. Iye mukadzi wangu ndakazomubvunzisisa, akati pakabuda gonzo, mudumbu make, ndikati ko sei usina kuchengeta gonzo racho, ndakazoriona. Akati Akari flasher mutoilet. Uye ndaigaro mubvunzo kuti sei nhumbu yako isingakure, akati inokurira mukati. Aiti nhumbu yacho ine 5 months. Ndiite sei nemukadzi akadai. Ndapererwa.
😂 😢 💔 ⚰️ 👎 😮 26

Comments