HOME OF ENTERTAINMENT
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 28, 2025 at 07:27 PM
                               
                            
                        
                            Hie Bliss I'm Tawanda frm waterflls age 30 mwana ndine 1 .Haisi confusion buh handizivi kt munyama er or chii ndaive nebae wanc boe aigara warrwn part 1 aive   nefriend yake so4n yabae wanc yakazenge yasisa bati moto zvekut
 sometimes kna achida kutaura neni aishandisa 4n yefriend yake sezvo vaishanda pasame yard.buh akazotanga kundi cheater 🤔 zvakarwadza kna friend yake kusvika friend iyii yazondiudza muahere mekurwadziwa cz ndaimbozamawo nepandogona kumuitira zvima nyc nyc n evry wknd go out . Then ndaudzwa ndakq hacker tag rke cz ndakambofunga kt friend iyii irikundinyepera buh ndakaona same same vanhu vandakaudzwa ivavo , ndakaita hasha ndikamubvunza mabyfnd ake nemazita n kubva ipapo akavenga friend yke achiti ndiye akandiudza ndikamuti huya tisangane mutwn sezvo takange tazvijaira akangofunga kt pane kwatirikuda kuenda akauya tym dzatainge tawirirana n ndikamuratidza all the massage  dzevanhu vake .Ndopakazobvuma n kukumbira riregerero friend yke .But neni 💔💔💔 ipapo ipapo nw ndichirikurwadziwa .But ndrkudawo  bae ane love ❤ even ane mwana wke ar srs
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                    
                                        9