
MAI LAA NOVELS
February 17, 2025 at 09:55 PM
*NDIRI KUKUPAI BOOK RINO RESE MAHARA,CHINGOITA FOLLOW CHANNEL CHETE UNORIWANA RESE*
https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L
VAYA VANODA GROUP RACHO PINDAI LINK RIRI PASI APA
https://chat.whatsapp.com/EH6V7Jko0sz0Gsi1OOhwuZ
Vari pa Fb Ndokumbiro following yenyu book remahara iri munoisa ma like nema comments page ikure guys link iri
https://www.facebook.com/profile.php?id=61573000265085&mibextid=ZbWKwL
https://whatsapp.com/channel/0029VaGoRj05PO0sienyL00L
*Vachada book from 1 or amwe ma books angu follow channel link riri pamusoro apo musauya kuinbox handidaire channel yakanakira kuti unonowana all chapters and book rine ritori kumberi than mumagrups*
My watsapp group 👇👇👇
https://chat.whatsapp.com/GrCOJSbkORDKUaxxU6HKTE
*MWANASIKANA*
👸👸👸
Story written by Mai Laa
0777505853
Chapter 10
*MAI shamiso*
Dare rakange randiomesera sure kunditi ndinoita community service pa clinic nekuti ndakaita inonzi deformation of character yandomboziva kuti ndoipi iyoyo.
Ndakatonzi ndaizotanga mangwana acho uku ba shami mood yavo yaitobhowa vaingodaira 1word only,ndaitoshaya kuti stress yacho yaibvepiko.handingati vakagumbuka but vaive
nezvaivanetsa.
Musi wandabva Ku court yaive Thursday ndakasvika vakarara pasofa.
"KO matodzoka,nhasi makasika",ndakavhunzaka kuri kuda kutesta ma dairire.
"Ehe".
"Kwakanaka here kukasika kudzoka"
"Ehe"
"Hoo masvikodya here"
"Aiwa"
"Ndokuisirai sadza here"
"Aiwa"
Nemadairire avavakuita ndakatoshayawo kuti ndovaudza sei nyaya yekuti ndikuenda Ku clinic,kunoshanda basa risina muripo kutanga mangwana.
Ndakafamba ndichinanga Ku kitchen kuti ndinotangana nemapoto.Ndakabika tikadya na shami but ainge akangoisawo ma headphones ake munzeve so papasina
wekutaura naye.
Achingopedza kudya akabva angonorara,ndakatosara ndakutorongedza midziyo yatainge tadyira.
Ndakangoisawo sadza ra Ba shami mu food warmer ndichiitira vakazonzwa nzara.
Pandakapinda mumba ndakatowana vakuridza ngonono,apa musi uyu ndaitonzwa kuvada,KO
vavane mazuva vasipoka.
pandakatongoona kuti ivo vakotsira ndakabva ndangobuda mumba chinyararire ndakananga
muroom ma Matshobani umm munonyepa hamuna kunzwa zvandaitaura paya ndakangoti kadiki chete but kanopedza nzara.
We did,a quickie ndichibva ndangokapura,kapura nekutonorara,ndaitoziva,kuti matshobani
atosara achinyemwerera chete,KO zvine zvauya zvegaka.
Ndakangosvika nekupfekera mumagumbeze,kwakurara.ndofunga bambo vakannzwa kutonhora
kwangu vachibva vamuka.
"Wasiya chikafu here ndikunzwa nzara"
"Ehe ndaisa pa headbody,ipapa,mukai mudye "
"OK,hanzi wapiwa community service ukutanga mangwana"
"Ehe ndandichida kukuudzai pandauya So ndaona muri cool"
"Nde stress dzangu dzikundinetsa ini,ndatoona hangu nyaya yako mugroup randiri so,dai uri pa app wazviona,"
"Ahh handiinzwisise app yacho in plus,Ku typer kunondinetsa ndiani iyeye akuita makuhwa pa phone yenyu"
"Haisi phone yangu ndati pa group hausi pa app hauzvinzwisise,asi ndakambokuudza nyaya yako yemakuhwa iyi,dai vambokuvharira mujeri imomo,uchaziva gore rawakafamba kumusha uko uchiparidzira kuti amai vangu,vari kukudyira,vana,mudumbu ukaparidza raini rese kuzosvika pakuendeswa padare tsikamutanda akazouya akabata iwewe kuti waibvisa hako mimba,ndakange ndakukuramba but ndakazokuregerera ndadzorwa nevanhu uye ndatonyara mimba ya shami yawaive nayo,mai vangu vakatofa vainazvo mumoyo ndikuudze,now I know
zvandaigaroudzwa kunzi,guhwa,huchapa,kushaya chikoro zvinofambidzana,hanzi nechihure futi
ezvi who knows pamwe unotonyengesa,dai mwari akaponesawo mwana wangu abude muforoma yako iyi",
Ndakaramba ndiri ziii ndakushaya kana kuti ndomedza mate here ndainge ndakangosticker ndiri
mumagumbeze imomo,baba shami vakange vakuvhura hombe manje,kuita sevanoroteswa kudaro.
"Ndichakutsiva hangu mai shamiso nepanokurwadza,chaipo,ramba uchiita hunhu hwako ihwohwo,wauya nemvura yekunwa here"
"Handina,gandokutorerai"
"Aiwa rara hako,hanty ukuda kumukira here mangwana"
Vakabuda,vavatopedza havo kudya,ini hope ndandakudzishaya zvino,vakadzoka bvavabvisa hembe dzese kwakurara.
Ndaitoti munhu arara ini hezvo ainge akamuka ndakanzwa akundibata bata.mukoma jony
vatoipirwa.ndikatiwo ndizvo zvandoita kunge ndakatemerwa nyora ka ndakabata basa kani.
Kuseni ndakamuka ndichiita basa rangu faster,ndakatoonawo shami achimukira ndikatotiwo nhasi akuda kusiya andibatsira basa izvo kwaani ndakatoona akunogeza,handina kuzomboona
mabudire aakaita kana,kumbondioneka hake hu rude hwacho .kungoti pamwe aimhanyira work kuchikoro.
Bashami vakamukawo tichibva tangonogeza tese,Takufamba mupassage ndaive ndakamonera towel ndiri kumashure kwavo,takasangana na
matshobani achibva atiita mangwanani,patakapfuudzana akabva andirova gadziko.imean ruoko
rwake rwakatorova ganda kureva kuti ainge aripinza nepasi pe towel .
Ndakangoramba ndichifamba sepasina zvaitika.Takasvika nekuzora mafuta,ndaidawo kukasika ndobata 8.
"Ndichambononzwa kuti hakuna vandingape Mari here ukanzurirwe community service iyi,or uitirwe na someone hako."
"OK"
*SHAMISO*
ndakangoti ndichipedza kudya nekutomhanya mumba,
Ndakasvika nekukiya door rangu firstly ndaisada kuzoita zvandakaitwa na Maidei musi uya.
Ndakanyasobvisa hembe dzangu ndokusara ndisina Kana kayi zvako,ndokutora fone,yaive ya
mama yavavakatengerwa na daddy but vakairamba vachiti havaigone.
Ndakaenda kuma achieved msgs kwakunovhura ma groups angu e porn ndichida kuti ndione
kuti hapana chakandwa here,nekuti ndichiona ndaikwanisa kuzvifadza nyama yangu.
Ndakaona pasina chaiswa ndichibva nda requests in all groups kuti "can someone kindly send
me porn vedeo,like now I'm horny",
Ndakambomirira but hapana akasenda,ndakangoti I have to be patient,ndakangoisa fone pasi
ndichiti gandifanozvibata bata hangu zvekuti pandazoona vedio ndendava boe.
Ndandakutonakidzwa nezvandaizvita.ndopakapinda call pa fone pangu .
Yaive vedio call,I just answerd,trying to hide my nakedness.aive munhu wechirume.
"Hello"
"Hey beautiful ahh KO zvauri mwana mudiki ndiwe wakunyora zvenyere"
"KKK KO zvine zera here",ndakadaira zvekutobhowekana,ndomboda munhu anonditongeaa here ini.
"Ahh tone ka KO wavharirei kuzazi uko bvisa gumbezi",ndakabva ndaribvisa,ko ndaimbonyara here.
"Wow black tits,nice ndimi vanhu vatikutsvaga imi"
"Vamukutsvaga"
"Ehe if uchikwanisa send,me your location,ndiri agent weumwe mu Nigeria akuda young girls and grown up man to act our local porn vedios if uchida wouya"
"Ahhhh Ku actor porn ahh never,I'm still young plus KO vanhu vakazozviona vanotiiko"
"Ahh KKK ine isiri yekuzo actor ichizoonekwa nevanhu nooo,kungoitira pamberi pake mopihwa,Mari,I'm talking of $150us per each round,then if uchida kuenda privately wega naye mu nigeria
uyu you will get 300us per 1hour uinaye"
"Hmm I have never done that before"
"Ukutya here asi uchiri virgin"
"No"
"OK so zvese wakuzviziva nothing new,all you have to do is to open up your legs and let the men do the work,plus mune mungori nevarume 4only and the Nigerian"
"Hooo,I need the money OK ndakusenda my directions",ichingokata ndakabva ndasenda madirections APA ndandakanganwa kuti ndekupi
kwataiendeswa.ndakatozorara ndava memufaro ndichifarira uye kutenda kuti vabereki vangu vakandibara ndiri *MWANASIKANA* so I have to use zviri pandiri Kuti ndiwane Mari.
This will be my only secret I will not or never tell anyone.
Kuseni ndakamutswa ne msg yaive yakanzi "I'm on my way beautiful"
Ndakapfeka tracksuit yeschool ndaiitira mom vakazodongorera nepa window vanongoti kuchikoro kuri kuendwa since iri Friday.
Ndakabuda gate bvandaenda nechepamberi kuti ndisabva ndatakurirwa pa gate pedu
My fone rang"hey beautiful uripi"
"Ndakamira pa road"
"OK ndiwe here une magadziko akuda kupadura unform KKK cheuka Ku seri kwako woo na mota yeblack wongosvikovhura wopinda"
"Noted"
Zimota racho rarakaita Ku kura kani,ndakacheuka kuti nditange ndaona kuti kunze hakuna munhu here ndozopinda here,ndakaona kuri clear,ndakafamba ndokuvhura door riya ndichibva
ndaaaa. ...."
End of chapter
❤️
😂
🙏
👍
😢
😮
🤣
85