
Atipa & Thando Novels 📖📚🖋
February 24, 2025 at 11:14 AM
🤍✨🤍✨🤍✨🤍✨🤍
*TAMED*
[Life humbled me]
GROUP LINK
https://chat.whatsapp.com/HjjBxYMe1CpAEMyNe6k8Pq
MORE UPDATES ON OUR CHANNEL:
https://whatsapp.com/channel/0029VaekmSx2f3EJ0A0tfF03
*Story by : Atipa & Thando*
CHAPTER 7
*Taylor*
Some sisters we have itori loss chaiyo. Yes I'm not perfect , maybe I'm even worse than her but I will never bring a pregnancy home. Ndakasvotwa kani coz paari ndanga ndakatotarisira mari yeku starter ka business kubva kuvakuwasha. Zvino akabva asarudza saga naiko kutsvinda kwese kuya. Ndaida kumurova but ndanga nda presswa ndokumbopinda mu toilet kwakuzobuda munhu asisipo ndikati ndomuona kwakayedza. Zvino ndakazongoona pasara machira chete munhu ayenda. Chokwadi pandaimubatira Talisy aisara ave munhu kwaye.
Takagara mazuva tisingazive kuna Talisy. Ndakatombonodongorera kumba kwemu face wacho asi ndaisambomuona panze. Ndakatofunga kuti hameno umwe waakatizira ini. After two months pasina kana shoko kubva kwaari or mari ye tsvakirai kuno yakandwa ndakatombofunga kuti zvimwe pane chakamuwana. Ndakatorivara zvangu ndichikorobha pa verandah ndakabva ndanzwa izwi rakadanidzira...
Voice : tisvikewo
Ndakasimudza musoro ndichitarisa kwakuona kari katsaga ka Talisy.
Me : kwakanaka here ?
Voice : kaziwayi tsano.
Me : asi wakaroora pano here zvaunonditi tsano.
Voice : umm papotseka vakuru. Ndinonzi Allan ndaikumbirawo kuona tete va Talisy.
Me : mukuda kuvaonerei. Mune appointment here.
Allan : ndiri kutokunbirawo vakuru.
Me : huya tione just 5 min wobva warova pasi. Hatidi vaenzi vanongouya zvisina order pano.
Allan : maitabasa vakuru.
Ndakabva ndamutungamirira kupinda mumba ndokumusiya akagara mudining ndichinoshevedza tete. Aaah zvatinoitirwawo na Talisy zvakaoma. Nekupaparika kwake kuye akabva awana mukomana akapfava sechingwa chemustoro kudaro. Ndaitomudenha ndichida kuti apindure ndigowana kumurova but mhinduro nyoro dzaaindipa dzakandipedza simba.
Me : mdara wangu.
Tete : Taylor handina mari and hapana kwauri kuenda. Ndati tiri kuswera tese pano takazorora saka usambozviedza zvako.
Ko ndaive pa punishment kaa yekuripira mhosva dza Talisy. Ndaive ndava kuswera natete pese pavari. Ipapa ku tuckshop kwaiva nemwana wavo mudiki ini kwakunzi ndigadzire mumba ndapedza ndonorara pasi mubedroom mavaiva . Imagine munhu mukuru anenge inini kunzwaro shuwa. Ndakambo tryer kutiza first day ndakanzi ndibva ndarega kudzoka zvekuti ndakaona kuti pane paipa ndichibva ndadzokerere pagedhi kwava kuita zvavaida. Freedom ndoiwana ndatoenda kuchikoro chaiko. Disadvantage yekuita mukomana ndakutonzi ukamitisa inondiwanzira mutoro , musikana arinani anotizira todyawo mari yevakuwasha.
Me : my beautiful lady. My one and only. My all ....
Tete : hai putsek ingotaura zvaurikuda usandinyaudze.
Me : mupfana tsano auya ari mudining.
Tete : hope havasi murume wangu wauri kudaro.
Me : iiii tetez huyai muone kabharanzi kaidanana na Talisy.
Tete : heya waitokaziva zvako .
Me : iiiii no no no musati mandifungira zvisizvo handimuzive munhu iyeye zvachose.
Tete : but you just said....
Me : I know what I said. Let's go.
Tete : Taylor
Me : hai tete chengetai hasha dzenyu muzodzipedzera paneka bamnini kenyu.
Takapinda mu dining tichibva tagara pa same sofa tiri opposite mupfana tsana. Vakakwazisana natete kwava kumboita kanguva vakati zii. Ndanga ndakutosvotwa nekungogara iye munhu wacho asingachade kutaura. Pave paye akabva azoti....
Allan : ndinovimba ndiko kekutanga kuonana. Ndaive ndisina kuzvitarisira kuti ndiyo nzira yatichasangana nayo asi ndine hurombo. Umm ini ndinonzi Allan Marega. Ndini ndaigara nemuzukuru wenyu Talisy.
Me : unorevei kana uchiti waigara naye.
Tete : Taylor
Me : sorry kani . Taurai henyu tsano.
Allan : ndaida kuuya kuzobvisa tsvakirai kuno asi basa rakabva rapera. Zvinhu zvakabva zvasunga zvekuti mumba ranga rava bishi. Ndakabva ndazofunga kutora kamari kandaive ndakasungirira kuti ndiitewo musika ndiwane kuraramisa mhuri asi mainini venyu vakapopota ndokubva vangobuda ndichigeza mushure mekusiya mashoko okuti 'aisada murume anoita zvemusika zvaimudzikisira' . Pandakabuda kunogeza nezuro ndakawana asimo . Zvese zvake akatakura kusanganisira neimwe midziyo. Ndanga ndauya kuzokumbira kuti mutigadzirise ndiwane kudzokera kumba nemudzimai wangu tinogara ndava ini ndinoda mhuri yangu nemoyo.
Tete : haya zvazvakaoma nhai tenzi. Ini vana vaTaylor vanditambudza. Mufunge zvenyu bamnini Talisy haana kudzoka pano. Nguva yese iyi ndaisatoziva kuti aripi. Kuti angadaro akatiza achidzokera kwamai vake. Regai ndifone muripo kudai tinzwe.
Tete vakabva vatora phone yavo ndokufona. Apa yaive pa loud zvekuti tainzwa zvese zvavaitaura.
Tete : maiguru makadiko.
Mai Talisy : Ndirinani vatete. Magona mandifungawo nhasi. Huriseiko hupenyu.
Tete : ndiri kungotatarika ini. Aaah ndaida kubvunza kuti wakambotaurawo na Talisy here kana kumuona kubva zvaaroorwa.
Mai Talisy : vatete handina hangu chekutaura asi moyo wangu une bundu. Handitozive kuti arisei ini. Nhaka tikasanyadziswa kwaamwene ikoko.
Tete : saka hamuna kubvira magashira shoko kubva kwaaari mumwedzi yose iyi.
Mai Talisy : hongu vatete. Kwakanaka here kwamabva mabvunzisisa kudaro.
Tete : Ndiri Kutoshaya kuti ndotichii. Hanzi akatiza murume nezuro. Nazvino handizive aripi.
Mai Talisy : iiii neniwo ndagumirwa. Hura hwangu hwakasekwa nevakafa shuwa. Ndakutotya kana kuzvara futi. Ipapa hazvishamise akatizira kumwe .
Tete : okay maiguru tozotaura .
Vakabva vakata foni ndichibva ndakanda ziso kuna tsano vangu. Ndakaona akaita kuunyanidza chiso . Tofunga mashoko amhamha okupedzisira aive amugara pamoyo chaipo. Kana tete ndakaona kuti kumhanya kukata phone kwavaita vainge vanyara mashoko akataurwa namhamha. Asi ini ndichizvitarisa pachezvangu nyaya yekuti angave akatizira kumwe handiirambe nekuti hanzvadzi yangu ireza saka anything is possible. .
Tete : eeeeh.......
Allan : zvinorwadza tete. Ndava kumboenda.
Me : rega ndimuburitse.
Ndakatevera Allan ndichimhanya. Tete vangu vaive vagumirwa zvekusvika pakushaya kana chekureva. Kana iye Allan akarwadziwa zvaitooneka kuti akazvimanikidzira kutaura. Ndakamubata atofamba chinhambwe. Aiita kukanda nhanho zvekuenda chaizvo. Pandakasvika paari ndakamubata bendekete achibva acheuka. Aive akaita kupfeka cap yakasvitswa mumaziso umu. Asi akaramba akatsikitsira akanyarara . Ipapo pane kadrop kemvura kakadonhera pamusoro pebhutsu yake zvekuti ndakatombotarisa mudenga ndichiti kuda mvura yauya kwava kuwana denga riri reblue , musina kana gore remvura. Pandakatarisa huso hwake zvishoma nezvishoma ndakabva ndaona kuti ari kuchema .
Me : man I'm sorry.
Akangogutsurira musoro akanditarisa achibva atotanga kufamba ini ndichitevera. Ndakamunzwira tsitsi weduwe. Nehu cool hwake aisa deserver what he was going through. Takanosvika kumba kwake achibva arara manhede pamubhedha ini ndokugara pachair ndakamutarisa.
Allan : vakadzi vanombonatsodei tsano. I was loyal from the get go. I made sure she knows my intentions with her were true. I was so happy although ndaive ndisina kutarisira kuwana nenzira yakadaro. I tried, I really did. All this I did it for her. Now I'm left with so many questions. Was the baby even mine or ndakangoitiswawo. After all ndakamuwana akafambwa kare.
Ndakashaya kana chekudaira. Hearing such things about my very own sister was not a good thing a all. Talisy really messed a real thing here. Ndotoshaya kuti chiiko chakamupinda. Kuda mari here mwana wababa vangu. Yes ndamboti hangu mupfana uyu itsaga but even at that he doesn't deserve all this Talisy put him through.
Me : I don't even know what to say man.
Allan : I guess ndozvinoita hupenyu.
Me : I guess I will go now. Don't take it to heart man .
Allan : thanks for this.
Me : I'm not going to apologize for my behavior earlier on
Allan : I figured that out. And it's not like you owe me any apology. You were just being a concerned brother.
Me : stay well and man don't cry wena.
Allan : wait until a woman fuck you up.
Me : you don't look like someone who will say the f word. Swearing doesn't suit you.
Allan : your sister dealt me. This feels worse than a heartbreak. I will never be the same again .
Me : yeah bye.
I walked out ndokutimboti chance given ndakananga ku mwos. It's been a while ndisina kuenda ku betting. Ndakatosvika kuye ndokumirira game raitanga masikati bvandarova live betting ndakanohwina. Parakapera kuma 4 ndakabva ndasiya nda beter ma game aitambwa manheru kwakudzokera kumba ndakabata ka $60 dollars kangu.
Tete : wanga waenda kaa. Taylor unoziva kurova murume mukuru hakunakidze .
Me : oyi mono hoarder
Tete : watanga futi zve betting.
Me : aiwa tete ndezva nhasi chete. I feel bad about mari yandakanyudza yeku tuckshop iye that's why.
Tete : did I send you .
Me : I'm sorry.
Tete : that was a question Taylor.
Me : kwete tete hamuna.
Tete : enda unobika tione .
Next day ndakaenda kuchikoro kwakubva nda bunker lesson ndichino dongorera tuma babe twangu. Ndaive ndasara ne $15 kaa imwe ndakapa tete imwe $5 kwakusiya ku betting. Twese zvatwo tuvasikana twangu ndakatutengera ma jiggies nema freezits. Aiwa day racho ndakapihwa rudo rwemhando. Kana makumbo ndakasvika pakuramba ndakutonzwa musana. Ndaiita kutuchinjanisa kupinda natwo muchibage. Kusara kwe one kandakaitira zvivindi zvekukarovera muclass vanhu vaenda ku science lab. Wese wandapedza naye ndaibva ndatomunwisa ma morning after ndakatarisa even though vanga vagara vachinwa family planning. Ndaisada kana munhu aizodzoka achiti ane nhumbu yangu zvachose. Zuva rakatozosara rodoka ndisisina kana cent zvaro but at least ndanga ndanakirwa.
:🤍
:✨
❤️
😂
👍
🙏
😮
😢
💐
🔥
193