
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 27, 2025 at 02:01 PM
Hey teejay Hide 🆔
😞😞 Nezuro Friday ndanga ndataurawo nechiSide chick changu kuti ndinokasira kuchaisa ndouya nekuShoprite ndichikutengerawo grocery.
Hamenoo mukadzi akaonawo sei maMessage... Ndakapinda muShoprite ndikatenga zvinhu zveR1800.00. Ndichibuda neTrolley ndiite Uber kuenda kumba, dhuma dhuma nemukadzi wangu ...wati kufara kwaakaita ikoko neHug ndiye tsvodi padama ... zvikanzi magona Dadie mukungoziva kumba hakuna kana upfu.
Ikozvino ndarambwa neSide chick kwanzi unotongwa nemukadzi 😭😭ndakarara izvozvi kudya ndaramba, ndangoti handisi kunzwa zvakanaka. Apa mukadzi atenga maPain killer ..ndangonwa😞😞
Imwe nyama Arikuita gochi gochi
😂
👍
😮
🙏
🚮
🤺
60