
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 27, 2025 at 02:13 PM
Tee yawatanga I hombe ndoshanda Pamine ndine frnd yangu we are like bros nhau yakatanga ndakanyenga mumwe mkadzi ndobva ndaudza bhururu kt ndini ndakabata apo ndaiziveiko kt bhururu akabatawo😏haana chaakataura ndakazongoona message kubva kumuka dzi uya zvikanzi zvawanzwa ndizvozvo ndikati zvei it's New story waibata nepadumbu Imwe message kubva kune muchinda wangu Ichiti don't cy anything unondipisisa ndikati kupizve zvikanzi achakuudza munhu wacho ndobva ndasanganisa nyaya ndokuona kt mukadzi uya nabhururu vari kumhanya vese, Mangwana ndokuzoonana nemkadzi uya ndikati ko ndyp zvikanzi Iwe hazvichaita kt timhanye tose Unorova burugwa unopedza ndokuverengerwa list remabby angu ese pasina kana 1Rakasara zvakave paChena kt bhururu aputsa Deal ndobva ndalister mabby akewo futi ndobva arambwa ini ndokuhwina bby but arikurwadziwa ini ndakamuti wakandirambisa nekukara kwako apa hatichaonana
👍
❤️
3