Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 27, 2025 at 02:21 PM
Hie Tee ini ndanga ndina bestie wangu wandaifungira kti ndiye wepamoyo bt ndakazobatikana kunzwa kti aibditaura nevanhu achivaudza zvese zvehupenyu hwangu chandadya; chandapfeka aitoti ataure zvese pandaitambudzika marriage yangu ichivava aitoti audze vanhu pandazozvinzwa handina kuzoda kutaura naye fti now zvinhu zvangu zvakufamba bhoo i think ndiye aive handbreak muupenyu hwangu ndinongoti kwauri mai T hupenyu ivhiri hunotenderera uye ushamwari kugona kuchengetedza zvakavanzika zvatinotaurirana kwete kungoshambadza pese pese sorry nekurebesa
😢 🙏 😂 ❤️ 👍 😮 29

Comments