Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
Zim Hot Talk Confession &Secrets Zw🇿🇼
February 27, 2025 at 03:55 PM
hie isaiwo muchannel makahider zvekudero ini ndirimukadzi anevana 2 ndine 24yrs saka baba vandogara navo vakurusa 56yrs avana havo mwana asi pane mwana wemupfana wavo mukomana form3 ndivo vanomupa mari yekuti chingwa makuseni achienda kuchikoro saka problem iripo ndeyekuti mai vake mwana uyu vakashaika asi anogara namaiguru sisi vamai vake ,,sorr ndinoda kurebesa zvichabhowa asi please help .... mai guru vake ava vakauya pamba vachinditi sei usingabate mwana bhoo ameno vanoda ndimubate sei kuda voda ndimubereke vakaona ndatengera mwana wangu zvipush votorwadziwa apa imarii yangu yandoita pisjob yakhulu ava vandopopoterwa andiyione mari yake anodhakwa zvake chake kutenga upfu muriwo ,upfu,mafuta ,munyu ,,,,zvekuti mafuta ekuzora ndinotambura saka zviripo nezuro ndakazomuudza kuti zvanyanya ndakuda zvekugara pangu ndega iye akati azviite anotanga andidzosera Zim ,,ndibatsireiwo veduwee nemiono yenyu apa mwana wacho uyu zvakapa kuti ndisataure naye akanyepa kuti ini akandiona ndichienda kunorara kuchihure fungai anoda kundiurayisa ....ndakusiira ipapa hangu asi andina kupedza ndinonzwa kuda kupupura chaiko zvakaoma thanks kunevachabetsera
😢 🏃‍♀️ 😮 ❤️ 👣 😂 😭 🙏 🫂 16

Comments