Afrogazette News
Afrogazette News
February 28, 2025 at 06:43 PM
*📰Mudzimba with AfroGazette* *FOLLOW THIS CHANNEL✅* https://whatsapp.com/channel/0029VaCpFg0ICVfdASZ22l39 Ndine dambudziko ririmukati memba yangu, we recently got married and moved in nemurume wangu but problem ndeyekuti ane mavato asingaite zvekuti ndakutovaridza pasi iye orara ega pamubhedha.Ndinongokwira nguva yeSekisi chete tichingopedza ndoburuka pasi. Nhai hama dzangu hapana anoziva kuti zvinopedzwa sei here? Tingaimisa sei imba yacho, ndombofunga kuti maybe semunhu anga ajaira kugara ega. Mumwe musi ndakatombodonha nemararo futi munhu andikavira kure uko apa munhu mudhafu sei,unoita kunge wakarara neNzou apa Rute Sekuru paanenge akurasa mbeu paye ndotozara kumeso kwese uku kunge ndichapfeka raincourt. Zvakuita ndisanakidzwe ne marriage yangu😢😢
😂 😢 😮 🤣 🙌 💩 👍 🍆 🙆‍♀️ 😹 290

Comments