VOA Shona

VOA Shona

93.7K subscribers

Verified Channel
VOA Shona
VOA Shona
February 25, 2025 at 10:08 AM
Mutori wenhau Blessed Mhlanga ari kumiswa pamberi pedare nhasi achipomerwa mhosva yekupezvedzera mhirozhonga nekutaura nemurwi werusungunuko VaBlessed Geza vari kuti mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa ngavasiye chigaro nekuti vakundikana uye vasade kuvandudza bumbiro remitemo kuti vatungamire kusvika 2030. Tichakupai zvizere. (Mufananidzo Heart and Soul TV)
Image from VOA Shona: Mutori wenhau Blessed Mhlanga ari kumiswa pamberi pedare nhasi achipom...
😢 👍 😮 🙏 ❤️ 😂 🚮 😭 👺 176

Comments