VOA Shona

VOA Shona

93.7K subscribers

Verified Channel
VOA Shona
VOA Shona
February 26, 2025 at 11:37 AM
Munonawo sei nyaya yekusungwa kwemutori wenhau Blessed Mhlanga weAlpha Media Holdings achinzi apesvedzera mhirizhong nekutaura nemurwi wehondo yerusungunuko VaBlessed Geza? VaGeza vakati mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa ngavasiye basa nekuti vakundikana uye vari kutsvagwa nemapurisa. (Mufananidzo Zimbabwe Lawyers for Human Rights X)
Image from VOA Shona: Munonawo sei nyaya yekusungwa kwemutori wenhau Blessed Mhlanga weAlpha...
😢 👍 💔 😮 ❤️ 🙏 😭 👎 😂 😡 102

Comments