VOA Shona
February 26, 2025 at 08:17 PM
Huwandu hwemotokari muguta reHarare hunonzi hwave kukonzeresa kusafamba zvakanaka kwedzimotokari mumigwagwa izvo zvinonzi zvave kuita kuti vamwe vanhu vanonoke kusvika kunzendo dzavo sezvo vave kupedza nguva yakarebesa vari mumigwagwa. (Vhidhiyo naTobias Mudzingwa)
😂
👍
😢
😮
🙏
❤️
🚮
‼️
✋
🏃♂️
47